Thursday, May 09

Zvavekutyisa Tytie Na Kikky Votiza Pavaigara Voda Kuuraiwa leaked Audio Rema Bhinya Acho Inzwaiwo I Godo Here Ma Zimbabweans

Tatiza kwataigara guys tarongerwa kuurawa, Cape Town is not safe. Link mu comment sectionHatina kumbobvira tada kuzvitaura asi pane maZimbabweans akarongana before taenda kuZim then patakazodzoka tikatenga mota vabva vabatana nema South Africa

 

 

 

 

 

 

 

 

Munoda kuurayiwa kuti munei imimi 😂?So makugara kupi kwavasingasviki nembavha hr saka ikoko ndiko kusina mbavha hr dzidzai kurama private life kese kese kamatenga moisa pamhepo munotifira mahara. Pluz moda kuurawa maita sei 😄😄😄😄😄saka ivo vanoda kuuraya avasi pafbk hr zvamukushambadza kudai

 

 

 

 

 

 

 

 

Kuurawa chaiko vana vasatan vachafa vasati vakuurayayi chiiko maZimba ini muZimba anondirwadza kusvika panhongonya ndirimuzimba but ndosvotwa nemazimba nhanditodi kana zveushamwari nemuzimba pane muzimba pane maproblems hobho nedrama neshanje nemakuhwa tunyaya nyaya never

  • Share: