Tuesday, September 16

Zvavhundutsa Vakawanda Samaz Otuka Mwana Wa Ketina Domza Oti Ndichatuka Mhuri Yako Yese Wanditukira Mbuya Vangu Vakafa Yashata Nyaya Iya

Ketina Ofumurwa Anga Afa Ne Depression Azvara Mwana katematema Domza Waida Kumupa Murungu Mwana Asiri Wake Ketina Ndichatuka Vana Vako Watuka Mbuya Vangu Vakafa Vandaida So Handisikuzosiya Mhuri Yako🙄🙄🙄😳😭😭😭😭

 

 

 

 

Samaz Oti Ketina Anonyepa Anedzungu Ajaira Vanhu Vari Weak Mai Mazowe Vakamubhadhara Bishop Juliet Oti Ketina Haana Kutuka Mai Mazowe Why Akazongotuka Mecky Inzwai Apa 😳😳😳🤪🤪🤪

 

 

 

 

 

 

Samaz Ndiye Anobhadhara Ketina Kuti Atuke Vanhu Zvofumurwa Even Pana Maitt Ndiye Aindituma Muroyi Konohurira Kuti Vanhu Vatukwe 😳😳😳😳😳Olinda Chihera Mai Mazowe Maitt Tatelicious

  • Share: