Thursday, May 02

Zvinhu Zvacho Zvakaoma Rutendo Ku Capetown Ouraiwa Nekuda Kwe Dhisha Iyo Yamunoti Hooker Nyaya Yese Zvinzwireiwo

Rest in peace rutendo. Lesson kune vamwe vanoputa shisha. Shisha is a very dangerous munoida zvenyu but it causes lung infections

 

 

 

 

 

Ukaona vachiidhonza unoti iflambo vasingazive kuti varikuita body yavo braaai standMaybe ndiri bharanziiii hanguuu shisha inebasaaa reikooo iwooo maziutsiiii ndochi slay qwin chachooo🙌Pamelah Tamirah

 

 

 

 

 

 

 

 

Thank you so much nekutaira izvi ndakazvitaura futi kuti capetown ladies shisha is not good they are over doing it 

 

Ndakayiputa once ndichivha ndauya abroad ndakasvika ndikarwara zvekuti ndakatoiswa pama drip 

And I’m already allergic to zvinhu zvakadaro even fodya chaiyo handipute and handitode kuyiona

  • Share: