Saturday, May 18

Zvinonyadzisa Izvi Mai Vakikky Vochena Chokwadi Unodya Ma Spuds Nema Zai 10 Mwana Wawakazvara Achidya Bota Mugaiwa Usina Kana Sugar Kumusha Ziva Wakazvara Iwe Voburitsa Mwana Shena Zvionerewo

Matsengero nemakokotero aunozomboita maSpuds nemaLays hazviitwe nemunhu akazvara. Kusvisvina chokoleti kukanganwa kuti wakamboyamwisa Kikky usadaro . Hana yako ngairove pamunotenderedza marestaurant muchimedza maegg

 

 

 

 

 

 

 

 

Benedict, maribs nekutetena masea food platters matatu matatu pazuva. Paunohlafunya mazai 15 per day zvivhunze kuti ko mwana kuChinhoyi awana here balanced dhayeti. Ndinokuwona zvangu mamedzero awunoita chokoleti ndeemunhu akatokanganwa kuti akambopinda mulabour ward. Rangarira mwana Kylie please.

  • Share: