Saturday, July 27

Zvinonyadzisa Izvi Tytie Na Kikky Hsma Dzochema Kikky Ngaatore Mwana Wake ku Hurungwe Achengete Arikutambura Zvekuti Ivo Vachidya Nekuchemera Zvidhori

Sadza nemuriwo wese uya zvaendep munhu 1 saka dai Tytie adya maisagutaka ummmm dai ndairipazao kudaro ndaimborionesa ndondoMmmm Kiki haana kuuya kuzovaka shame hapana mkadzi akaroorwa anodyisa kudai😂😂😂😂😂Zvekudya uchiridza mukanwa kunge munhu arikuwacha 💔💔💔 ndakambo zvibhurirwa naGogo.

 

 

 

 

 

Kiki tora mwana wako wawakasiya kumusha kunambuya uko urege kuchemera zvidhoriKiki usanetsere zvidhori iwe inga mwana unaye wawakasiya kuHurungwe uko namai vako torai mwana mugare naye

 

 

 

 

 

 

 

KO iwe waitorerei under 18 worse akatiza chikoro kkkk nezvino kana kukwesha shoka iyo haagoni kkkkk kana garo iro haagoni kugeza kkkk...Siya mwana atambe netudhori twake haana kumbowanawo time yekutamba kumahumbwe akumhanyira zvevakuru kkkk now wakutichemera pano kkkKiki tora mwan wako kumusha uko ugare naye ikoko kuSA

  • Share: