Saturday, July 27

Zvinorwadza Izvi Marabha Ochema Mhuri Ye Zimbabwe Ndibatsireiwo

Kutaura chokwadi, mafaro akandipedza . . . Mutambi wemadhirama, Charles 'Marabha' Milisi, ari kudya nhoko dzezvironda uye anoti akatizwa nemudzimai nevana zvichitevera kurwara kwaari kuita. Anoti kutevedza mafaro ndicho chimwe chezvinhu zvamuita kuti asvike paari nhasi. Munzwei achizvitaurira . . .

 

 

 

 

 

 

Anga asiri mukadzi raiva pfambi mukadzi musvinu hatizi murume wake mukurwara mukufara asi pfambi dzinoda munhu Ari munato ane Mari kana asisina hachade Saka musati vakadzi vakafanana guys pfambi nevakadzi vane moyo zvakasiyanaI will not judge the wife vakomana ava kana machiita zvemafaro hamusikuvaziva Imi pamwe mukadzi wacho aioneswa

 

 

 

 

 

 

 

nhamo havadzoreke vanhu vacho vachifunga kut nyika nemafaro vanoipedza vasingazive kut ivo ndivo vanopera this is a lesson to all men if you treat your wife zvakanaka uchirikubata mari kana nemunhamo anomira newe ,get well soon marabha I wish sm1 cold see this

  • Share: