Monday, June 24

Zvinorwadza Stallion Bus Raita Accident Bulawayo Victoria Falls Road Pafiwa Nhai Mwari Pictures Hazvisikutarisika Ngatinamatirei Mweya Yetsvina Iyi

SAD๐Ÿ’” | Nezuro manheru, bhazi rinonzi Stallion cruise rakaita head-on collision with a heavy truck paHalfway mark yeBulawayo and Victoria Falls. The accident yakaitika kuma11pm (22 May 2024   

 

 

 

 

 

 

 

Sadly, driver weTruck nemaPassagers ake vakafira paSpot while driver weBhazi was trapped. All the passengers from the buss survived the accident.

 

 

 

 

 

 

Dai paimbopiwa break kuma bus anomhanyisa aya,kumbonzi mirai yenyu ku operator kwemwedzi uno muchidzidza importance yehupenyu hwevanhu vamunotakura ๐Ÿ™Œ๐Ÿผnekuti zvekufamba ma passengers akabatira hana mumaoko ka nguva dzose hazviiti

  • Share: