Tuesday, May 13

Zvinoshamisa Nekurwadza KwaMazepe Kwafiwa Vana 2 Oti Gogo Musad NdivobVauraya Vanga Vachimushurira Maninjii

Vana 2 here Mwari my wife 😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭 stresss inouraya vana here Mwari mandiroverei neshamhu kudai 😭😭😭😭😭😭😭😭

 

 

 

 

 

movatorera mudumbu here mukadzi wangu achaburitsa sei Mwari wangu 😭😭😭😭😭😭😭😭 zvanga zvichindishurira 😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭

 

 

 

 

Muridzi weruva atanha 😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭Mazepe Oudza Ketina Hauzi Shamwari Yangu Handifarire Vanhu Ini Ketina Amutsiura Rega Kutuka Mai Vangu πŸ€ͺπŸ€ͺπŸ€ͺ🀣🀣 😫😫πŸ€ͺ🀣🀣😳😳

  • Share: