Friday, April 19

Zvinoshamisa Zvinotyisa Chengetai Trinity Jimu 24 Ouraya Hugh Chivingwa Makumbe Shamwari Yaje Nyaya Yakaoma Iyi Apedza Kokumudira Acid

Chengetai Trinity Jimu (24) akauraya Hugh Chivingwa Makumbe aidzidza pa Zimbabwe Ezekiel Guti University kuBindura nekuti akumuwana achitaura negirlfriend yake Rumbidzai Mangandu aidzidzawo paZEGU.

 

 

 

 

 

 

 

 

Akabva adira musikana acid akatiza.The victim, a 24-year-old student named Hugh Chivingwa Makumbe, was attending Ezekiel Guti University. His life was brutally taken by Chengetai Trinity Jimu, also 24, amidst a suspected love triangle dispute.

  • Share: