Wednesday, May 08

Zvipoko Zveku Mafira Kureva Zvorwadziwa Ne Benz Yakatengerwa Chaplin Phiri Na Sir Wicknell Zvakunyepa Kuti Chappy muC10

Zvimwe zvese zvomotaura kuti kurwadziwa nemota izvo ndeimwe nyaya. We are happy for her and zvakarongeka chaizvo. Zvisinei we cant run away from the fact that she is CIO. Tirikungoti muzive vanhu vamunofamba navo and muzive kuti mota dziri kupihwa vanhu vakaita sei chete.

 

 

 

 

no munhu uyu anofanira kunge arihama yemukadzi uyu....hakuna mutorwa anorwadziwa to that extent.....Mybe varikuzama kumudonhedza varikutadza ....mukadzi uyo akatumwa naMwari akaparidza so ...kana stress inobva ...anekakuparidza kanorerutsa zvinorema soo. Ndimi waya waifunga kuti Chaplin wachashupika mazuva awakafirwa nemurume hezvo Chappy waenda nenyika. Zororai askana musarwadzirwe nemunhu anotaura nekuchemera Mwari wake

 

 

Zvebasa rei ...basa chinhu chinoita munhu ararame .....chikuru kufamba neshoko ...atadzei hake ...cio inongosunga munhu asi chaita here ...munhu otadza kushandira mhuri . Ko pese apa vast vapihwa mota maidii Ktaura zvese izvozvo nhaimi nhaimi plus kuve CIO azvitadzise munhu kuparidzira nyika kana kunamata izvo Shes a civil servant meaning she works for the government saka maiti mutengesi here anambwq

  • Share: