CHEMBERE ine makore 94 okuberekwa inonzi yakapondwa kuRidgemont, kuGweru, uye nhubu dzakapara mhosva iyi ndokuzotungidza imba yaiva nechitunha vachida kuchipisiramo.
Inspector Emmanuel Mahoko, avo vanova mutauriri wemapurisa kudunhu reMidlands, vanoti nyaya iyi yakaitika svondo rapera apo mumwe munhu aitodarika nepamba pechembere iyi akaona imba yainganduma kutsva achibva amhanya kunozivisa vavakidzani vepamba apa. “Vavakidzani vakaenda ndokushevedza mapurisa nechikwata chinodzimura moto vakabva vauya panguva iyoyo vakadzimura moto uyu. Mutumbi waambuya ava wakazowanikwa muimba yekutandarira wakatsimbirirwa nema’assbestos’ akatsemuka. Mapurisa akazoongorora mutumbi uyu vakaona uine maronda ekuchekwa nebanga padumbu nemaronda maviri zvakare pamutsipa kuratidza kuti ambuya ava vakapondwa,” vanodaro Insp Mahoko.
Vanoti izvi zvinotaridza kuti pane nhubu dzakaponda ambuya ava ndokuzotungidza imba iyi kuti zvigonzi vafa nekutsva. “Ambuya vakapondwa ava ndiRegina Muzanenhamo (94) vemumugwagwa waBuggies kuRidgemont, muGweru. Tinokumbira kuruzhinji vane ruzivo nenyaya iyi kuti vazivise mapurisa nhubu dzakaita izvi dzigokwaniswa kusungwa,” vanodaro Insp Mahoko.
Mune imwewo nyaya, vakomana vaviri vaifudza mombe kuMberengwa vanonzi vakaona mutumbi wemurume musango waiva wava kuwora.“Nemusi wa18 Kurume kune vakomana vaviri vaifudza mombe vakaona mutumbi wemumwe murume wava kuwora musango. Mutumbi uyu ndewaEmmanuel Mamhanga (29) wekuVillage 9c kuHibbo, kuMberengwa,” vanodaro Insp Mahoko. Zvinonzi nemusi wa26 Kukadzi nenguva dzekuma12 masikati, Mamhanga aiva pamba pake kuMberengwa aine vana vake vaviri apo akavingwa nevarume vaviri vanosanganisira Abel Hlanya naTafadzwa Mhlanga vose vane makore 23 okuberekwa vemumusha uyu vachimupomera kuti aiva achitsvetsva mudzimai waHlanya,” vanodaro Insp Mahoko.
Vanonzi vakamurova pamberi pevana vake kusvikira akatiza pamba vachingomurova ndokuenda musango. “Kubva musi uyu, Mamhanga haana kuzodzoka pamba uyewo hapana akazombomuona kusvikira nemusi wa18 Kurume nenguva dza1400 hours apo mutumbi wake wakazowanikwa musango nevakomana vaifudza mombe watowora. Vakomana ava vakazozivisa vanhu vakuru vakazomhan’ara nyaya iyi kumapurisa,” vanodaro Insp Mahoko.
Zvakadai, Hlanya naMhlanga vakasungwa nekuda kwenyaya yekuponda yavari kupomerwa. “Tinokurudzira ruzhinji kuti vasagadzirise kusanzwanana kwavo nekurwisana asi kuti vatsvage vayananisi kunzvimbo dzavari vakaita sevakuru vedzisvondo, madzishe, masabhuku, mafundisi, makanzuru nemapurisa,” vanodaro Insp Mahoko.
Info News
Construction Site Injury Lawyer Near Me: Know Your Legal Rights Today
A construction site injury lawyer near you helps workers understand their legal rights after an accident. Many victims are unaware that they may be entitled to compensation beyond workers’ compensation, including third-party liability claims. These claims can significantly increase the total compensation available.
rnrn
An experienced attorney evaluates your case to identify all possible sources of recovery. They explain your options clearly and guide you through the legal process. With proper legal advice, you can make informed decisions that protect your financial future and ensure justice is served.
rn
Best High-Yield Savings Accounts for Emergency Funds
A high-yield savings account is one of the safest places to keep your emergency fund. It gives you easy access to your money while earning more interest than many traditional savings accounts.
rnThis topic performs well because many people search for it when they are trying to improve their financial foundation. An emergency fund should be easy to access, separate from everyday spending, and safe from market swings. That makes high-yield savings accounts a practical choice for short-term savings.
rnWhen choosing an account, compare the annual percentage yield, monthly fees, minimum balance requirements, and withdrawal rules. A slightly higher interest rate can be helpful, but only if the account is also easy to use and does not charge you unnecessary fees. Convenience matters just as much as yield.
rnYou should also check whether the bank is online-only or has physical branches. Online banks often offer stronger rates because they have lower overhead, but some people prefer the comfort of in-person support. The best account depends on how you like to manage your money.
rnAnother factor is whether the bank offers fast transfers. Since an emergency fund may be needed quickly, you want an account that allows easy access without delays. Some accounts also connect well with checking accounts, making it easier to move money when needed.
rnA good emergency fund goal is usually several months of essential expenses. That money should sit in a place where it is protected, but still available when your car breaks down, a medical bill appears, or you lose income unexpectedly. A high-yield savings account is designed for exactly that purpose.
rnDo not use this account for long-term investing. Its job is not to maximize growth, but to keep your emergency cash safe and available while earning some interest along the way.
rnThe best high-yield savings account for an emergency fund is the one that combines safety, access, and a competitive rate.
rn