Muimbi aimbova we CCC Ricky Fire anoti bato iri ranga risina basa naye uye ranga risina basa nekuziva kuti adyei anwei uye arara pai inzwa mukomana achitaura mu 1st comment Zimdancehall artist Ricky Fire has revealed insider details on why he betrayed Citizens Coalition for Change (CCC) for Zanu PF, after attending a party organized by the president’s sons. Ricky Fire caused commotion amongst CCC supporters after the images were leaked. Ricky Fire: Unapologetic and Unfazed In response to the criticism directed at him, Ricky Fire has taken a defiant stance. He firmly stated that people should refrain from questioning his choices unless they are the ones providing for his livelihood. According to Ricky Fire,
Mukomana uyu nyangwe akasahwina or kuhwina nhamo inewo uyu ndi lawyer ane ma investments ake , ari kutoitira iwe neni kuti tigare mushe wabata , Munangagwa ari kuitira kuti team Gold mafia rirambe richidya mahure awo achitenga ma G wagon ,fashion and photos every day Ma admin e Mk thank you neku approver ma posts ane chekuita ne nyika taneta ne nyaya dze ma socialites dzisingatipe futureLife yake yakatochinja mukomana uyu,akachinja kwekugara ,chikoro chemwana wake aa kudzidza pa one of the top schools in Zimbabwe which he never thought could afford. Mukoma aa ne a fleet of cars,top of the range zvaanga asina kumborota kuti angaite,ndosaka achidonhedza wese anenge achida kuita contest for the same positi
USED COFFIN FOUND IN A ROOM AT GIRLS HIGH 02 Aug, 2023 - 00:08 MYSTERY surrounds a used coffin found in a room at Girls High School in Harare. This has caused serious concern and confusion among education officials. The coffin was found by district education officials who forcibly broke the door to the room in question after Girls High authorities had refused them access. There are now ongoing investigations to determine when the coffin was placed and by whom. No reports were made about it and it is yet to be disposed of. Questions are now focusing on the following: What happened to the body which was in the coffin? When was the room closed and by whom? Why were some former staff members visiting the
Chimurenga music icon Thomas ‘Mukanya’ Mapfumo has slammed Zimbabweans for allowing President Emmerson Mnangagwa to turn the country into his “private company”. Speaking at a press conference in the United Kingdom over the weekend, Mapfumo urged Zimbabweans to rise and revolt against Zanu-PF whom he accused of looting the country’s resources. He cited the Al Jazeera “Gold Mafia” documentary which exposed the looting of gold from the country by people close to President Mnangagwa and his family. The “Nyoka Musango” singer said he will only come to Zimbabwe to perform his last show when a new government elected by the people gets into power. “I will have my last show in Zimbabwe when a new government of the people is born,&
Vakadzi vanozvihodhepiko zvividhi🤣🤣Vakadzi dei makudo aiva nemari ,vamwe taivaona mumiti ,ladies they dont learn uyu munhu imhondi iyi ,munhu ashungurudza mkadzi akamuberekera vana chinozomuchinjisa pane uyu chii .Vanhu ava varikuwirirana here ava?Ko hairstyle adii kuiswa pushback asabve anyanya kureba kudarika mutungamiriri wenyika.Hazvina chiremerera kuita kamurume kashodhaya.
Kana uchizvitemba huyaka kufamily gathering, barika ripi racho haubvumidzwe kusvika mumhuri.Ndati kana uchizviti uneyese huya kana kurally zvako uone zvauzoitwa namhamha.Wakabira muninina waPaloma best friend yako mbinga yake ku South Africa ukapotsa waurayiwa akunongedzwa nepfuti newife yacho. Kuti uvhure shop wakakwirisa Pound, Mimba dzako dzese kuteya varume Baba vaNathan vakaramba kukuroora usanyepere vanhu pano ne ghost rako iro. Maministers manganai akakusvira iwewe Jan to Dec ?Jnr wakamudyisa mushonga but these days zvirikuita zvichipera. Wadzingwa kangani kumanson iwewe? How many times gara zviya? Kuita kuzvifosha pamurume wemunhu. Ndati huya kufamily gatherings if you are officially second wife.
Waiita kunge uri Gud fighting kuti Sauro wat wat bt waitodawo attention ku musangano tokuzivai mukuru hunhu hwenyu bt itai zvinokuitirai musave guilty we all knw zvauri since kare #sellout1/3 Calz said "Politics is a game of numbers,ure spending more time attacking vanhu nekuvatyisa than kuvatendeutsa educating them.My mother was a politician big time ndakakura ndichiona vanhu vaiuya kumba ,vachiudzwa zvakanakira musangano, ma advantages,ma benefits,kwakabva musangano nekwauri kuenda ,encouraging vanasikana,vakomana,amai,baba, sekuru,mbuya ,munhu wese vamwe vachitovafambira ,mudzimba ,vainzi vakapanduka vaitovanyengerera vadzoke ,Involving them vachivaisa muma structures emusangano,vasina ma birth ma id vachibatsirwa kutora why ?Because every vote counts.Po
Vamwe vane mashavi ekupedza time and resources .I can only see two candidates.the rest is dramaKasukuwere I think his coming juss to distract some of Zanu pf supporters ,don't arikuitira zvekuti awane chimuti
Gold Smuggling criminal Ewan Macmillan Said "do not trust any black people "This is a man who have made millions upon millions of dollars using his connection in Zanupf political leadership. Ewan said "don't invest with a black guy they will tell you lies " EWAN uses Zanupf links for his criminality but amotongoona kuti havatembeke matsotsi
Discredited Ambassador at Large Angel has been shown in an explosive clip from Aljeezera English him calling Zimbabwean first Lady Auxilia to move money using either the president plane or private charter flight. In the clip the first Lady ask him to speak to the president.The whole system is corrupt Zimbabwe loses gold worth 165million usd every months from Smuggling Tax and royalty revenue are lost resulting in hospitals without basic medication or hospital equipment. Saka Semazimbabweans tichaita sei???