Tuesday, May 07

Politics News

September 09, 2023

Thokozani Kupe Akaisirwa Poison Yakauraya Tsvangirai Paakaenda KuDam Na Dambudzo Zvinoshamisa Zvinotyisa

Imi dzidzai chinhu one vanhu ve CCC musangodya pese pese ZANU ndiro basa rekuponda vanhuZanu inozviti ndeye ropa ,amai vakatamba e wrong friends but dai mwari vawabatsira .         i remember vari ku farm vachipa hove food vasikuziva kuti ivo ndovarikupiwa food inopedza maspotS he is one of those vakaisirwa poison paya look at joyce mujuru it's very sad,get well soon mamiCancer yanga yagara iripo zvayo pana madam Kuphe .             But gore riye rekuenda kumadam efish naMunangagwa akatopihwa more poison kafira mberi. E D ndiye Satan mupenyu arikurarama paZimbabweyes we have political Differents but kana munhu achienda Go though something           Hatifane k

September 06, 2023

Pokello Showing Off Maoko A Emerson On A Recent Video Achipindura Vekuti Anodyirwa Musaga

Sisy Poki varipano chete.Vatiratidza kabendekete hanzi munofunga kuti ndopenga ndofamba ndega here?.Vatori vese nedzedzi ava..Mukukanganwa kuti ava vanofamba nemaPrivate Jet saka dzakangoti dzichibva kunotamba kutonga kwaro ndobva dzabaya naPoki kunofara zvavo.           Gulez vakangoti zete kumba vega izvezvi.Mabhishu manyama anaPoki ava gulez vaona motoKudyirwa musaga kunorwadza shuwa kkkk.Vanoperera pama pendekete iwayo.Hanzi heee hakuna munhu wemunhu munonyepa ngamubudise ka tione kuti akazvitemba here kkkk.             Haiwawo zvipiko vakawanda varikudyirwa musaga, chikuru I bag ne soft life…. Ndiye adii zvake rega adye zvake mari yema rema, isu tichingovukura nemiromo yedu ye white iv

September 06, 2023

Grace Mugabe Akapfeka Zvinhu Zve More Than 30 000 Usd Ku Inauguration Soldiers Vanomuchengeta Vanotendwa Ne Chicken Inn Sad

Update: Protect the loot.   Grace Mugabe and her entourage had hand bags worth over U$19,000.           Green Chanel Vintage +$9000, Ltd Edition Gucci $4000, Black Chanel +$4000, Manolo +$2000.         The soldiers, police & supporters that protect them were each given a $3 chicken inn snackThe return of G40 , Ava two ndivo vachagarisa             munangagwa muma ice blocks can't wait for Season 2 Coup ,the trail is giving

September 04, 2023

Shame Zimbabweans Vanotambura Stereki Kuuraya Future Yevana Nekuda Kwe Nhindi Yenyama Vanhu Ava Vanoda Kugarwa Navo Pasi

Shame kuuraya future yevana nekuda nhindi mbiri dzehuku iwe munhu uine chirigwi chizere huku akaroya Zimbabwe akafa ๐Ÿ˜ญ๐Ÿ˜ญ๐Ÿ˜ญ๐Ÿ˜ญ๐Ÿ˜ญ๐Ÿ˜ญ๐Ÿ˜ญ         Vanhu ava vanoda kunyatsogarwa navo pasi vooneswa one by one otherwise zvataura johani. Ndozvavanoteerera           Chicken inn neMirinda apo kumba wasiya vana vasina kana shangu dzekuxool fees muhomwe hauna           Ndazobvuma hangu Zimbabwe inema dofo kwete ekutamba .zviya zvekunzi munevanhu vakadzidza ndezvenhema zviyeIhama dzanani idzi ๐Ÿšฎ๐Ÿšฎ๐Ÿšฎ๐Ÿšฎvanhu vakajaira nhamo ๐Ÿ™Œ๐Ÿ™Œ๐Ÿ™Œ๐Ÿ™Œ

September 04, 2023

Muchanzwa ED Ave Mupositori Chokwadi Vanhu Vechirch Dzechipositori Havatombofungi Ndivo Kaa Vanobata Vana Zvibharo Kuti Vasaende Kujeri Vototi Ofee

Muchanzwa kuti ED wave kuporofita rimwe zuva          Asi mapositori munonamata ED here kana kuti Mwari nekuti dai mainamata mwari handifungi kuti mayizovhotera muroyi akadaiMapostori mhosva dzenyu dzakati meche meche           1.you support the man who's against 80%of Zimbabweans 2.child abuse is common , you're the most Brain washed fellows and poverty is your daily bread         Ndinovimba Murewa,Negomo neDomboshava haipo apo zvimasangano zvemadhunduru zvisina mazita netsananguro izvo zvakazara vadzorwa nemagumura vanofunda kuuya kwababa johwani paFon fockoff mhani             Asi mapostori awo mapostori chaiy

September 04, 2023

Only 3 Presidents Africa And Whole World Wide Ndovauya Ku Inauguration Ya Dambudzo Zvinonyadzisa Izvi

3out of 16 Sadc countries 3out of 36 AÜ countries 3out of 54 countries in Africa 3 out of 195 countries in the world         Ramaphosa is happy with the status Choe ye Zimbabwe they benefiting zvino SA hatibve ndichisungwa nhasi mangwana ndichidzoka           Ma President mangani auya ku kuzoona zvichigadzana mustadium umo๐ŸŽค๐ŸŽคAh shamwari dzakeka ndodzauya plus zvatopera so tatomirira 2028 kna trivapenyu zvanachamisa ngavachitotsvaka zvimwe zvekuita

September 04, 2023

Chatunga Mugabe Oti Handiite Zve Inauguration Topembera Chii Nyika Yese Yakasuva I'm My Father's Son

Musha wega wega haushayikwe anopikisana nevamwe ...pane ambomuonawo ere mkomanaAkabatike zvekumhanya kapfana aka muchakaona kachivhura hombe patwitter zvako karohwa nemutoriro           Aka ndiko kamwana kababa Chatunga manje aka ๐ŸคžAiwa mkomana hako zvisina basa anombozvida here Chatunga, hadi Nonsense uyu             Uyu ane level rake ega kupenga anopenga but ane kamupengero kake egaChatunga akafanana nababa vake Bob zvake             Hanzi Munoti Chatunga Haana Mari ,icho chakuti kana Ndabroker ndinenge Ndava mu class Yana Strive Masiyiwa ,Ichi chakapenga

September 04, 2023

Zambia President Oti ZANU-PF Bribe SADC Presidents Ne A Total Of 1 Billion Usd But 3 Chete Ndovauya Shane

Muna 2013 ZANU-PF yakanga iine US$1 Billion budget to bribe vatungamiri ve SADC Chair nema Liberation Movements ose emu Africa to endorse ma election avo avakabiridzira.         This time, havana kubudirira ku tenga new SADC Chair vaHichelema.         VaHichelema havasi kuuya ku inauguration ya Dambudzo yaachange achizvigadza. Dambudzo haana zodzo haana kusarudzwa akazvigadza.         Tinokudendai nerudo President Hichilema ne kumira nesu vana veZimbababwe๐Ÿ‘๐Ÿพ๐Ÿ‘๐Ÿพ๐Ÿ‘๐Ÿพ

September 02, 2023

Monday Hakusisina Inauguration Nelson Chamisa Azvidira Jecha Zimbabwe Haina President Kusvika Zvaita

Mutungamiri we CCC va Nelson Chamisa vanotora matanho ekumisa inauguration yava ED Mnangagwa iyo yanga iri kufanira kuitika musi we Monday         Date re inauguration ratovapo ukuwo CCC yabva yati hazviko zvichapera mushe here apa see comments for details๐Ÿ™Œ

August 29, 2023

Southafrican President Otora Back Congratulations Take Yaakaita Dambudzo Nyika Yake Yoxviramba Hatichada Kusekerera Zimbabweans Even Ma Ambassadors Avo And Embassy Ngazvibude Munyika Medu Pashata

Pressure yadirwa mu South Africa kuti government ye South Africa isafambidzane ne government ya Dambudzo yakabirira ma Election.       Be hopeful Ma Zimbabweans zviri kufamba. Hatiite dzimwe 5 years ne Zanu PG!

1 2 3 4 5