Monday, May 20

General News

May 13, 2024

Businessman Mukuru Mu Harare Osungwa Mushure Mekunge A Catcher Huree Ndokutadza Kubhadhara Akumutyisidzira Nepfuti

man from Masvingo was recently arraigned before the Masvingo Magistrates’ Court facing two counts of contravening the Firearms Act after he pointed a firearm at a sex worker. The accused, Tafadzwa Magombedze, faced two counts, namely; pointing a firearm, and knowingly and without lawful cause discharging a firearm in or upon a public place.           Prosecutors allege that on 9 May 2024, Magombedze engaged the services of the complainant, a commercial sex worker. Said the National Prosecuting Authority (NPA):dispute arose between the two when the accused person refused to pay for the complainant’s services. He alleged that she had stolen his money. He drew out a pistol which he pointed at the complainant before firing a warning sho

May 13, 2024

Breaking News Hurumende Ye Zimbabwe Yaramba Kuti President Vanozivana Na Mura we Are another Associated Nema Criminals Saka Abvisiswa Videos From President Office On All Social Media Platforms

  Mwari haasi wake chete . God loves us all and punishes us when we do bad .Ndozvanoita each time kana aona kuti ane tunyaya anoda kusvika close to president kutyisa vanhuHis Ekisarend iye mnangagwa chiremerera chaicho haachisina kunga mukomana anotengesa madomasi pamusika             wembare, mahure, mbavha you name it munodyidzana nadzo Anyways same fanana kwese uriko mukuru kusweroshambadzwa pasoshari midhiya kudai kare ka baba chatunga ndizvo zvataiti zvinoyera zvinotyisaMugabe aisa tolerator nonsense hake one thing l know Kkkk uko kwareruka mazuvano rest in peace baBona      

May 13, 2024

Musikana Oreurura Hanzi Amir Haazi riye Akabuditsa Mapicture angu Ndokumbira Ruregerero Kwaari

Musikana Oreurura Hanzi Amir Haazi riye aka Akabuditsa picture  angu  Ndokumbira Ruregerero Kwaari     Zvirikunzi musikaa aka no kumbira sorry kuna Amir mushure mukumunyepera kuti ndiye aka Buditsa Maguru  ake .     

May 12, 2024

Zvinorwadza Izvi Marabha Ochema Mhuri Ye Zimbabwe Ndibatsireiwo

Kutaura chokwadi, mafaro akandipedza . . . Mutambi wemadhirama, Charles 'Marabha' Milisi, ari kudya nhoko dzezvironda uye anoti akatizwa nemudzimai nevana zvichitevera kurwara kwaari kuita. Anoti kutevedza mafaro ndicho chimwe chezvinhu zvamuita kuti asvike paari nhasi. Munzwei achizvitaurira . . .             Anga asiri mukadzi raiva pfambi mukadzi musvinu hatizi murume wake mukurwara mukufara asi pfambi dzinoda munhu Ari munato ane Mari kana asisina hachade Saka musati vakadzi vakafanana guys pfambi nevakadzi vane moyo zvakasiyanaI will not judge the wife vakomana ava kana machiita zvemafaro hamusikuvaziva Imi pamwe mukadzi wacho aioneswa               nhamo havadzoreke v

May 11, 2024

Baba Rokadhiya Votambwa Nyowani Namai Rokadhiya

BaaRoka maifunga kuti Mai Roka vachafa vari singuuuu manje vatozviwanira chijaya chavo imi muri busy kungondundurudzana                 nanaKingress vasingagezi...Makorokoto zviri kubuda sweet😍

May 11, 2024

Accident Yaitika Masvingo Harare Road Vanhu Vakuvara Zvekuti Mwana Ane 3 Months Afaa

Tsaona Iyo Yaitika Nhasi Masikati Panonzi PaGunpowder Ngezi MunaHarare-Masvingo Road. Pakuvara Vanhu Vakuru 9 Pamwe Nevana 2 . Pashaika Mwana Ane Mwedzi Mitatu             Uyo Aita Zvekurashirwa Mutara Nemota. Vanhu Vese Vanga Vari Mumota Iyo Vanga Vari Gumi Nevaviri (12) Vakuru 9 Pamwe Nevaduku 3 Kusanganisira Mucheche Atisiya. Tinoti nematambudziko kumhuri yarasikirwa iyi nemwana wavo wedangwe uye tichinamatira kupora nekukasika kwavose vakuvara.

May 11, 2024

Hama Dzemukadzi Wekuuraya Tete Votaura Kujeri Arikuchema Kuti Ndinoda Mitumbi Mitatu 3 Vese Nemurume Wacho Zvinoshamisa Zvinotyisa

Munhu uyo muxosa akanetsana natete vake hanzvadzi yemurume ndokubaya Tete nebanga vakafira muroad vachiendeswa kwamutare but zvakaitika  Kwarusape             Miriam Chiso apa kujeri kwacho hanzi akutoti ndikuda mitumbi mitatu murumewo asara kumba hanzi akutoti ndikutodawo mitumbi mitatu kuti ife vaitogara kuno kucapetown kuphilip vakaenda mwedzi yapera kumashure vachinoshanya kwakusviko wurayaMiriam Chiso ndakarwadziwa Mai avo munhu wekuziva kuchch

May 11, 2024

Mukadzi Anozivikanwa Pano Pa Social Media Ochema Mwana Wangu Mukomana 21 Year Old Orara Nehanzvadzi Yake Ine 16 Years Otsanangura Zvinoshamisa Zvinotyisa Izvi

Hm a lady aged 40 ndine vana vangu 3 one is 17 then mukomana is 21 What happened is ndakasvika ndichibva           kubasa the last born ane 9 ndiye akabva auya ku bedroom kwangu akati mama ndaona mukoma na sisi vachiita zvinyadzi vasinakupfeka hembe               vakandiidzinga panze.Weduwe ndiri ini pain ndoita sei ini ndakataura nevana kuti why are they doing this zvikanzi todanana and am afraid they were not using protection the little sister might be pregnant .Vedare please help me out im a single mum ndino nyarira pai nhai weduwe kana ndimiwo . The bond ravari naro ini ndaitoti kuita kwema siblings ndisingazive vana varikudanana and they have been having se   x for quite a w

May 10, 2024

Musikana Ane 13 Years Obhinywa Kurepiwaaa Muchurch Ye Methodist Eastview Maakanga Achinamata Nyaya Yakaoma Iyi

A 14-year-old girl, who had fled from her angry mother, ended up being raped and impregnated in a church. She was dragged into a Methodist church in Eastview where she was raped by someone only identified as Nomore. She had fled home because she was afraid of her angry mother who sought to punish her for coming home late. The matter came to light this week when the complainant’s mother suspected that her daughter was pregnant.             She interrogated her and that was when she disclosed she was raped. Harare provincial police spokesperson, Inspector Luckmore Chakanza, confirmed the case saying the teenager was referred to Parirenyatwa Hospital for medical examination. “Police are investigating a rape case inv

May 10, 2024

Tadiwa Bene Uyu Opinzwa Mu Jail Cell Muchikurubhi Kwevakadzi Anyepera Ma Judge Avekugeza Ndopaazobatwa Zimbabwe Bodo

ANOTHER daring man fooled the police, court and prosecutors that he was a woman and was even sent to the female remand prison last week. He was dragged to court accused of stealing from his “boyfriend”. Using the name Tadiwanashe Bene, Morgan Bene deceived Luckmore Chinyemba into believing that he was a woman.                 During the course of their relationship, Chinyemba left him at his market when he went to get additional supplies. When he returned, Bene had stolen various items valued at US$103. Bene was arrested and hauled to court last Friday and was remanded in custody to Monday. He managed to get away with the lie that he was a girl and in the process deceived police officers who arres

1 2 3 4 5