Friday, May 16

General News

October 25, 2024

Zodwa Opindura Hillary Makaya

Zozo anoratidza kubatikana nekunzi granny naHillary MakayaAnogobatikana nei , she is a gogo for real not kunyepa, musangode content nezvisina basaomg 🤣🤣🤣Koiye ndigranny kaaa vane mula chete

October 24, 2024

Nyathi Family Nhai Tenzi

Nyangwe une nhamo yakatsvuka sei hazvisi zvese zvaunofanirwa kutambira nekuti unopinda busy wakuitiswa yese yese unochiona..Ezvino kune weWig arikupopota kuti ndakapaMai Sixgani         wig sei asinawo kundiposta apa ivo vakati vakaitenga😂😂😂..Nhasi uno makundundurudzwa kumagaka akaora nenyaya yendege..Zvimwe its better kuzviitira mega mbijana mbijana ndege yacho maizongoikwira nemari dzenyu ende hapana kana one aizombouya achiti ndini ndakazovadai...Iyo imba           iyoyi lets hope hatizonzwe mitauro mitauro pamberi apo..Zvagara zvinhu zvekupihwa idambudziko..Anyway regai tinyarare tagara tongonzi ana Rokusi tumaghost tune bhita nebhayopola...GoodnightZvirinani kusimudzwa naMwari pane kusimudzwa nemunh

October 23, 2024

Izvi Zvakaoma Chokwadi

Ku Bulawayo kana wakufa vakungotora video havachabatsira... tava ne back up page rinokandwa zvinopisa zvega zvega... Kana waona post follow iHarare Entertainment 🔞🔞🔞This is very traumatizing, pakubatsira vanhu moita         mavideo ko moyo yenyu haigwadzivo here veduwee, tisadero hama vadikani zvinhu zvinovhundusa kudai, watora video racho unorishandiseiMakudo musatanyoko busy kutora video munhu achifa

October 23, 2024

Shugeta Ovhura Huru

    Man sometimes wana burn the fat vari mu Sauna havo sharing the sweat vachitaura nhunha dzeupenyu vari musvo🤣🤣🤣🤣🤣🤣             Vachidongorerana masvada🤣🤣🤣🤣Hahahaha never mess with Tate... iri isvikoro 🤣🤣🤣🤣😌 anyway let me take my sit and enjoy the show🫡😂😂🤣🤣ungat vari padiv vakashama

October 23, 2024

Yabatwa Hanzvadzi Ya Terrance Ichirova Zvayo Yekedero Musango

Zve vanhu vanofarira kukanganisa vanhu vanenge vachizvi nakira musango zvichapera riniko These guys one day they will come across munhu achambovarova zvekuti because vanojairira vanhu Vabata hanzvadzi ya Terrence Yanga yazviwanira dhunda wayo and decided to enjoy the cake pakati pesango The pain yeku batwa usati Wapedza unoita kunge warohwa ne chitima kkkk.     Bhurugwa ra babe ndo razopedza ma sports rinongoda mozvionera mega video racho chivhara ngozi chekwani Vakuda kuona video yacho iriku chaos telegram kana usiko click link above to join

October 21, 2024

Emmerson Mnangagwa Glenara Road Accident

Several people were injured this morning near the intersection of Glenara and Emmerson Mnangagwa Road in Harare when a commuter omnibus overturned and landed on its side.          Eyewitnesses say the commuter omnibus which had 18 passengers on board was heading towards Chisipite from the Harare Central Business District.

October 21, 2024

Scot Kupa Sakupwanya Mabvuku Mp Avhura Huru

"I will pour more money for your incentives if you score more goals and win matches": says Scottland FC owner and gold dealer Scott Sakupwanya promising his players.         /Addressing the players he said: "Gobhora rega rega rinenge riri US$200 doraz. Mukagowesa more than 5 mukuwana ma US$1,500 per each player. ndongobvisa one chi bar.IPicture Credit: Scottland FC

October 20, 2024

Mupata Family Yobowaa

Mukosho family ine depression right now yakaenda dzubai thinking ichavharisa mastreets 😹😹😹Nyathi bvaya 🔒 🔒 ma streetsI love mupata family they wrk hard to get what they         want ,they dnt live on pipos Mercy but God's mercy ,Avo vanewo zodzo ravo but I feel sorry for them vachashaya mufaro wekuita zvimwe zvinhu vachingonzi nemazimba dai pasina nhingi musina kudai ,I love them both tho            

October 20, 2024

Nelia Kadungure Ginimbi Sister Achichema

Pandanzwa speech ya nelia ndanzwa tsitsi achiti mufamily mavo angosara iye na dady vake.ngatimunamatire Mwari vamuchengetedze akwanise kuchengeta         vana vasisi vake kusvika vayaruka🙏Soo sister Nelia it's not easy tshinga apana zwekuyita vana wakatarisa iwewehHey pakaipa mwari vamuchengeteApa Bhudhi ndivo vakasiya mabasa ese aya😂😂😂😂

October 20, 2024

Bounty Lisa Wa Souljah Love

NaSauro kwaingove kutambisirana nguva🤐MUIMBI>>> Bounty Lisa "Chimhamha" achangobva kusununguka mwana wechipiri, musikana. Tinoti makorokoto 🎊🎈💃❤️  

102 103 104 105 106