Saturday, May 17

General News

October 16, 2024

Zimbabwean lady Kuchema Vana Vatorwa Ne Home Office Nekuti

Zvakaoma. Vana votorwa nehome office nekushaya mapaper apa urikubasa. Batsirai veduwe. Folo Auntie NyarieWhy murikuti arikunyepa. I spoke to this lady. She send this audio to me ndikabataniza nefoto regoogle iro. Vakanda mabatwa nefear, hasha dzenyu makudzipedzera pakuti arikunyepa. Muchauya henyu         masvikawo vana vaenda. Lets show love and see kuti tobatsirana sei. Coz dambudziko iri ndere munhu wese ndatinzwirane nekuonesana kuti todiiI don’t think the issue has to do with immigration, I suspect that someone reported ku police Kuti the place irikutengesa ma drugs .   So normally they go and raid to remove the children .When they remove vana vanenge vachiti the place is not suitable for vana.   It’s not going to be

October 16, 2024

Carol Nyakudya Ofumurwa Pamuchato Wake

Taswera tichidzifambira Hanzi dzikamisai henyu hana Chibaba icho chiripama benefits hachishandi , choshanda mukati memaburugwa evakadzi chetechete. Hanzi every city ane mwana , Caro hanzi         akutobatsirwawo kuronga muchato naJenipher ,Jenipher uyu wekutorawo murume wa Cosnashe wake wakachatawo naye zuru uno. Hukei kune basa basa

October 16, 2024

Madamboss Vabatwa ku Dubai

If kutedzera was a person rimwe dayi rakafa kare🤣🤣🤣We lead they follow😅😅😅😂regai vateedzere zvimwe vachadzidzawo 1 or 2 ❤️🥰Mai ine         madhimoni ukumakuva iye ,mazuvano haina wekunetsana naye ,irikutsva moyo shemKkkkk havadi kusaririraSoon tichawona kwaburwa ma album

October 12, 2024

Hupenyu Haudi Kudaiso

Hupenyu haudi kudaiso 🥹🥹Aaahhh amai ava vanoda kusungwa at this age shuwa kurova mwana ne danda, this is so cold. Ko kusanyara kutora video. Vamwe varikurara musango kunamata kukumbira vana imi mukurova. On             another note mwana ndewenyu here uyu mune hutsinye imiTo the one who was doing this may she never find peace I don't care if it's her child or someone else may God deal with you 😡😡😡😭Nyika yashata wedu wee imagine kurovera mwana mucheche iyeye ne Danda kuti aramba kukuambaira 😢😢wy mom ,wy mom this is abuse

October 12, 2024

Muimbi Mukuru Obata Mwana

daughter has made a serious accusation against the embattled R&B singer, alleging that he sexually abused her when she was a child. The claims were revealed in a new two-part documentary, “Karma: A Daughter’s Journey,” which aired on TVEI Network.           Abi, who is now 26, describes the alleged abuse in the documentary, claiming it took place when she was 8 or 9 years old. She recounts waking up to find her father touching her and pretending to be asleep out of fear. The daughter of the Grammy Award-winning artist says the incident left her deeply traumatized. “For a long time, I didn’t even want to believe that it happened. I didn’t know that even if he was a bad person, he would do something

October 12, 2024

Gonyeti radonhedza service station yepaChikwanha

Gonyeti radonhedza service station yepaChikwanhaKkk zvinhu zvacho ma one

October 11, 2024

Harare Big Boy Mbinga Osungwa Nekushandisa Zita Ra Mnangagwa Mumadhiri Achinyepa

A Correspondent| The Zimbabwe Republic Police (ZRP) have arrested Tonderai Bosha in connection with the theft of mine dump and gold ore from a local mine in Goromonzi. Bosha, who was reportedly at the scene with former Mazowe Member of Parliament Campion Takura Mugweni, is facing charges of trespassing and theft. The case is being investigated under RRB 6023990 at Murehwa Police Station.         Eyewitnesses reported that Bosha and Mugweni were instructing workers to load the mine dump and gold ore into two tipper trucks. When approached, Bosha allegedly ignored questions about his authority and directed workers to continue loading. According to one eyewitness, Bosha threatened the security team, saying, “Young man, I will kill you. Don’

October 11, 2024

Celebrity Renyu Ku UK Uko

I was given your number by I***, There is a lady called Sandra the owner of Maximums staffing for COS muna July           2023, akadzosa 500 usd pa1920 usd yandakamupa. Apa she is ignoring my calls and messages. Can you please help me recover my 1420 usd from her. 

October 11, 2024

Daisy Mtukudzi Apiwa Imwe Mota

Sir Wicknell munhu mukuru zvekuti anogona kuti "dzokororo ine simba" akapa Daisy imwe motokari mbishi obva ati fortuner yekubondera iya torai futi mama mozogadzirisa henyu.Kuita blessing in disguise chaiko.

104 105 106 107 108