Sunday, September 14

General News

May 26, 2025

Ava Vanhura Hombe Mamwe Manyudzu Garai Nawo Ngaasabuda Kuvanhu

Ava hamusi kuvaziva imi 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 Zucker wakati parira tava bhoo zvegore rino. Mazimba imwe kondendi yedu soo kaYuwi pakati pemakumbo kunge         pakapisirwa zvidhinhainini mari yazuka yacho ngaindipfuure zvangu, chii ichochi 🫩kkkkkkk hapana kwatiri kuenda senyika

May 26, 2025

Muno kungogara dzangova nharo 3 Vapfuurwa Ku Kwazulu Natal

Mountview KZN kwapfurwa vanhu 3 vasi havana kufa,vaendeswa kuchipatara.           Nyaya yeruvengo rwema forena.Pafair chaipo better to prepare kuenda kumba uchiri kuzvifambira dzave nharo hedu munoMuno kungogara dzangova nharo

May 26, 2025

Six Family Members Vapiswa Vese Mumba Ku Mamelody

TRAGEDY STRIKES MAMELODI FAMILY   Six Family Members Killed in Devastating Fire   A devastating fire has ravaged a home in the Marikana Informal Settlement in Mamelodi, Tshwane, claiming the lives         of six family membersShameee, but why are they breaking those windows if I may ask. Fire fighters gather here

May 26, 2025

Janet Mudzingwa 29 Year Old Orasa Mwana Mu Blairtoilet

SAD💔 | On 24 May 2025, police in Gokwe arrested Janet Mudzingwa (20) for allegedly hiding the birth of a child.            Police investigations revealed that she gave birth on 22 May 2025 at         Chiwashira Village in Chireya and is suspected to have thrown the baby into an old, unused toilet pit. The police have since recovered the baby's body from the pit.

May 26, 2025

President Vorohwa Mbama Na First Lady

*"Macron's Vietnam Moment: President Downplays Plane Incident with Wife Brigitte"*         During their visit to Vietnam, a video captured a moment where Brigitte Macron appeared to shove or slap President Macron as they were preparing to disembark from the presidential plane. The incident happened on Sunday, May 25, 2025, in Hanoi, Vietnam, as the couple arrived for a tour of Southeast Asia.         *The Incident:*   - Brigitte Macron seemed to push Emmanuel Macron's face, causing him to step back momentarily before recovering and waving to cameras. - After the incident, the couple descended the plane's steps together, with Brigitte refusing her husband's offered arm.  

May 26, 2025

Capetown Ku Parrow Tarasikirwa Na Judith Kufakunesu Apa Haana Hama

Makasimba here friends and family. Its with a heavy heart to inform you that capetonians has lost a sister Natasha Judith Kufakunesu yesterday. So we are appealing for help in form of food money and anything because she doesn't have a relative around panoda mari yemunhu anouya KuCape Town kuti afambire nyaya dzacho kuti agoendeswa kumusha aane 3months abva kumusha aasingashande.Akashaikira kuKarlbremer hospital so vanoda kubatsira tokumbirawo mutibatsire panumber idzi 0849586247 Makasimba here friends and family @highlight   It’s with a heavy heart to inform you that the Zim community has lost a sister Natasha Judith Kufakunesu yesterday.She was staying in Parrow. We           are appealing for help in form of food,money

May 26, 2025

Beyoncé Weku Temu MuZimbabwe

Madamboss Vonzi Beyoncé Weku Temu MuZimbabwe na Mai TT

May 26, 2025

Zimbabweans 10 Vauraiwa Ku Eastern Cape South Africa

Ma Zimba aurayiwa ku Eastern Cape nhasi area inonzi Addo ndatumirwa ma pictures and videos now they are not looking good .Zviri kunzi so far 10 ndivo vakaurayiwa.Nyaya yakatanga kuti Mazimba akauraya mu Kedha aiva mbavha.Saka Ma Keki akungobata mu Zimba wese vachiuraya .Vamwe vacho ma Zimba according to the audios I received vatotizira mu Sango .The videos I have and pictures not looking good at all vatofa.Vakauraya Ma Zimba acho akatiza        Veduwee moyo wangu waenda kure Mwari kusvika riniko tichichema, mukati Zim inyika hre haaa zvorwadza izvi chro vakuru vacho vakazviona hpna kna action yavanomboita haaa dai Mwari         vaimbondipawo mukana wekutaura navo face to face ndinemibvunzo pamusoro peZimbabwe kuti chiiM

May 26, 2025

Muimbi Killer T Why

Kiler T performed at Mr Tazvi Mhaka's birthday party and he received 5000 usd cash on stage from Sir Wicknell Chivayo’s brother Gissix yekungonzi         Pulla Number "Kana Ndanyura" congrats 🎊🎊🎊🎊🎊Muchamuka chete maZimba

May 26, 2025

Zimbabweans Socialite Deported

Zimbabweans Socialite Deported . Ireland Socialite Mazepe has been denied asylum and given a deportation letter according to Ketina Masomera .     

105 106 107 108 109