Friday, May 02

General News

April 20, 2025

Chiiko Chiri Kuitika Mu Zimbabwe

It breaks my heart till my soul cry “”Marabha Is No More passed away around 4 am in the morning”””πŸ’”πŸ’”πŸ’”   We both Admitted at harare hospital ward B7 inini bed 9 iye bed 10 tese tikurwara am in pain he is in pain but we could have our laughing moments sharing food with him cause iye hapana aiuya nechikafu so i decided to step up and cover the gape for him cause i felt his pain         When we woke up every morning he could ask “”””Sahwira wangu Tadya here Tikudyei and we both laugh tiri mumarwadzo imomo””””   Kana nguva ye visit yasvika anobvunza Sahwira hama dzedu dzauya here inini ndopindura in pain sahwira wangu dzauya asi nhasi urikuwoneka ne ham

April 20, 2025

Life Is Painful Kapfupi Otaura Ndirikutotamburawo

Life is painful,Mwari ngaatibatsire it's painful.Kapfupi muregerereiwo zvake anotove nehobho zvir kutomunetsawo pachake akutotamburawo plus haas Mwari aikwanisa kuponesa Marabha ,inguva yaMwari hazvaigona kumanikidza nguvaVanhu ava kubva kuna regina marabha kapfupi hutano hwavo sei hwakafanana chii chaiitika kuma drama uku i come in peace         Zwaari kuto perawo kapfupi wacho eish ..tongoti zorora murugare marabhaHakunawo zvipatara zvavo here zvava nonotorera mapiritsi,chimwe chikunonotsa team roziikanwa iri kunwa inhau dzekunotorerwa mishonga unoswera waiswa pasocial media uchitambidzwa magaba           papharmacy.Inotova discrimination yatinoita ie ipapa tatoita conclude his HIV status.Kuti achizoenda ak

April 20, 2025

Regina Nhai Ishe Arwadziwa Otaura

Wandirwadzisa umwe wangu wandisiira rondapamoyo may your soul rest in peace MarabhaMungangotii rest in peace zveyu ma sister bt munhu iwe na nasekuru vako hameno ndimukoma hr           kapfupi bt maisanakirwa namarabha now days manga makungomusiya hameno ma family Ish amanga makutaura

April 20, 2025

Chipo Trouble Causer Anochema Nevamwe Otaurawo Kuru Kwa Marabha Zvarwadza Kani Kozvigure Nhaimi Zvomurova

Chipo Trouble Causer Anochema Nevamwe Otaurawo Kuru Kwa Marabha Zvarwadza Kani Kozvigure Nhaimiii😭😭😭😭😭😭😭           Magona Shugeta Regina kapfupi ndiwo ma celeb aenda kunhamo chero vasina kuenda vakabata salt chikuru vaonekera

April 19, 2025

Zanupf and Wicknell Chivayo Voti Marabha Tanga Tave Kumutengera Mota

Ths guy never got something from wht he worked for,he had a only sour life encounters.May your soul Rest in Peace Marabha       Entertainment industry yedu yakadhakwa this guy was a star bt he was living a hectic life  We need decent managers who can help our artist to sustain them selves even when they are not able to act   Gringo was forgotten            Kapfupi marabha  And more are goin the same wayukaona uchinakidzwa ne music yevanhu 2 ava something wrong with your brain kana usingaone kuti vanoda Rehab kuita kwavo kwakafanana , it was not a surprise kunzwa kuti Ngwere ahwanda mu toilet atoita check in murwere uyu anoda medical attention

April 19, 2025

Nyaya Yerufu Rwa Marabha Yaenda Nepamwe

My condolences to the family of Marabha. Rest in peace,young brother.Ths guy never got something from wht he worked for,he had a only sour life encounters.         May your soul Rest in Peace MarabhaEntertainment industry yedu yakadhakwa this guy was a star bt he was living a hectic life              We need decent managers who can help our artist to sustain them selves even when they are not able to act   Gringo was forgotten  Kapfupi marabha  And more are goin the same way

April 19, 2025

Ngwere Refuses To Fly to UK Cause Of A Dream

The dancehall singer Silent Killer popularly known as Ngwere, failed to fly to UK because of a dream.         “Silent Killer refused to board a UK-bound flight because he had a dream it would explode. He locked himself in the Airport toilet.” said Fred Matenga of Y2K Promotions Ngwere was supposed to perform at the UK SAMA Festival UK this Saturday.         He was reached for a comment.ukaona uchinakidzwa ne music yevanhu 2 ava something wrong with your brain kana usingaone kuti vanoda Rehab kuita kwavo kwakafanana , it was not a surprise kunzwa kuti Ngwere ahwanda mu toilet atoita check in murwere uyu anoda medical attention

April 19, 2025

Marabha RIP Bro Zvakaoma Izvi

Legendary Actor (Comedian) Marabha is gone πŸ’”πŸ˜₯😭 close sources confirmed his departure 😒😒Rest In Peace Legend.We are heartbroken to announce         the passing of our beloved Brother and friend Charles Mapalume who was also known as Marabha .He passed away this morning at Harare Hospital .   Fly High King

April 19, 2025

Kelvin Chimombe 26 And Wife Charmaine Tembo 18

SAD NEWS πŸ’”: A young Kariba couple Kelvin Chimombe, 26, and his wife Charmaine Tembo, 18, tragically died in an accident this week - barely four months as they got married in January 2025.              They died along Harare-Chirundu Road near Magunje when a vehicle they were travelling in collided with a haulage truck.   Source: Daily Star

April 19, 2025

Nyoka Yemabhunu Nhai Ishe

Cde Nyokayemabhunu, who has been outspoken in calling for President Mnangagwa to step down, survived a serious attempt on his life last night.         His team announced the incident via their WhatsApp channel, stating that they are closely monitoring his condition and will provide updates as the situation unfolds.         They also urged Zimbabweans to keep him in their prayers.

9 10 11 12 13