Fungai say Tsveya udza vanhu kuti takurova copy right.🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣if you don’t like me or allow people to bully me on your page ndri muroad. Unless you don’t care about monetisation. #rangeroverevoque #passiveincome Don't worry guys it's a small issue but ndikutobatsira imi hangu ini safe🤣🤣🤣🤣🤣🤣 dhonyo 👉we move👈 #followers
Mai Sixgani hamuna kusvuuka svuuka zasi yese here😭😭Musanyare taurai mubatsirikane becoz zvandakaona zvichiitwa naBaaSixgani pahuku musi uno iiiiiii sorry zvenyu kana zvirizvo zvaanoita kwamuri.Blink 4times for help.
KOKANA TIRISU TAKAPUSA THINK ABOUT Moreboys Munetsi is a businessman saka obvious itsotsi, CASE YACHO JUST WENT SILENT. Kokana BEEF RAVO after vasangana paya was PART OF THE SCRIPT AFTER THAT MEETING 1) BOTH PAGES GREW KWAVO a) Tytie REACHED THE MILLION b) Nyathi Zw Gilbert CROSSED ANOTHER HUNDRED THOUSAND 2) THEIR CONTENT BECAME SIMILAR a) BOTH NOW DOING MINUTE VIDEOS b) BOTH NOW DOING VIDEOS VAKANYARARA, ACTIONS ONLY c) BOTH NOW PUTTING CAPTION ON THE VIDEO using black and white colors 3) Nyathi stopped zvema LIVE, akanzi usaite izvozvo, lesser people watch coz it con
Anombofamba seiko , kunge munhu akarepiwaAnenge aiva mukadzi wevanhu chete 🙈aaaaaa hameno kungofungawo kwangu🤷♀️🤷♀️Hakuna risk inodarika kubooker muchinda uyu kuti aridze muna December
Saka ana sabhuku veku domboshava, seke, dema etc vachaita sei ? Ko vakavaka? Anyway kwedu kunana Glen Lorne hakuzi kurural area 🤣Justice for kamuchacha \social media bullying wati ndarwadziwa ne bhoisikaya yapamba pangu 😂 Imba yakarwadzawo nana Otinda vanozviti mbinga? Saka urimbinga yepakona zimuroyi
Four people have been jailed after forging more than 2,000 marriage certificates to help people live in the UK illegally. Abraham Alade Olarotimi Onifade, 41, Abayomi Aderinsoye Shodipo, 38, Nosimot Mojisola Gbadamosi, 31, and Adekunle Kabir, 54, were all sentenced at Woolwich Crown Court in London on Tuesday. The Home Office said the four were part of an organised criminal group that made fraudulent EU Settlement Scheme applications for Nigerian nationals. They carried out the enterprise between March 2019 and May last year, and were also found to have provided false Nigerian Customary Marriage Certificates and other fraudulent documentation to help applicants remain in the country. An investigation from the Home Office in the
Ah beautiful yacho ngaigare kunge ndarumwa nemago sooApa tichingonzi exercise and eat well kuita setichafira pa treadmill 😩😩😩😩😩😩I love how she owns it hake. Haanyepe kuti she has had work done on her and anobleacher🤣🤣🤣I know a 80 year old who did this she looks amazing , she had a face lift and looks 34 ….if I had money I would do it. No matter how good we eat and our skin will fade or look old.
Yes vapiswa kuno Zvakaoma illegal miners ku Port Elizabeth sahwi vanhu kusarohwa nehana kutotora ma video vanhu vachigochwa gochwa kutsva kunge nyama irikugochwa pa moto just imagine yooh😳
Tsaona yaitika mumugwagwa weMasvingo neBulawayo apo pasangana bus rekwaInter Africa nemotakari yemutupo weBelta zvasakisa kurasikirwa kweupenyu kwevanhu asi havasati vazikanwa kuti vanganiInter Africa chiiko nhaimi Accident every month🙄
Haaa cannan vanhu vazhamba nayo ,akati ndipei maVideos acho kwandiri wani ,pamwe akuda kuita maviews ega hakeThts why She is not going Far . ...team irori raanorovesa nema copyright ndiro rinoto booster ma views Zvino humbimbindogaRuvengo runotuma kuti utadze chero kuverenga shona muchimisa maziso senhundurwa dzakarohwa nechando tseki wenyu