This teacher is abusive and should not be allowed to work with children he is evil.That is not your child u have no right to cut her hairYou can't try this to my child we can go extra milesHe needs to be arrested ? That is not right . Chero zvaaita mwana musikana must not be hit like that . Zvagai teacher iyeye . Mhata yemunhu. Ariwangu mwana ndino kuuraya stupidThat's so wrong, you can't be hitting the head and hands. What's she gonna use in class? Better send the girl home.Up to now I don't know how hair is connected to our studies even if it's clean and neat .,..our system of education is really questionable.
Today, the Minister of Higher and Tertiary Education, Innovation, Science and Technology Development Ambassador F. Shava come Seee This Mudzidzisi akadyirwa babe nestudent.....it happened 3 years back Ari mwana wangu teacher hokoyo ?Haaaa kana wakurova nemaoko manje apo wotoziva hako kuti neni wacho uchatorova futi. Mwana cab be disciplined but dziriko nzira dzekurova mwana dzatinoziva tese not izvo zvekutosvika pakuisa header haaaa uyo anonyeba uyo. Ndini ndinotozosungirwa attempted murderGovernment ipaiwo mateacher salary irinani coz munokuvadzisa vana munhu ane mari haana hashaNdakambodzidza nemumwe aiti akarohwa neshamhu aibvuta shamhu yacho otyora tyora otobata teache
Baba Sean Vapinda MuDrama! ? Zvinoshamisa zvaitika apo Baba Sean, murume ane mukurumbira munharaunda, vakafonera chikomba chemukadzi wavo vachida kumuti nyatso siyana naye. Zvinonzi murume uyu akataura nehasha asi zvakamushamisa ndezvekuti chikomba chacho chakangoseka chichiti, “Baba, kana muri varume huyai muone kuti ndiri ndiyani!” Izvozvo zvakaita kuti Baba Sean vatange kuvhunduka uye vatye zvekuti vakabva vadzima foni. Nyaya iyi yava kuzunguza vanhu pasocial media, vamwe vachiti Baba Sean vakaomeswa moyo, vamwe vachiti hapana anofanirwa kufonera munhu ari kukutorera mukadzi, nekuti zvinopedza ruremekedzo.
His name was Sunganai Ndove, and he worked as a truck driver. Sadly, he passed away in Manica after being hit by another Zimbabwean truck driver employed by a company called Leopack. He was also known for his work with companies such as Biltrans and JJ. May his soul rest in eternal peace? ?Zimbabwe Professional Drivers
Vanotora ma pic potaiwo muchishandisawo filter inoshandiswawo nevamunotora ma picsIt never rains for this woman. Ndezvariniko izvi? But mazi power nemazi influence ese aya aaimbova nawo akaendepiko? Akamborovesa bhebhi riya rino Rose Mudiwa nemaC10 kuti rataurirei kuti anorowa nemurume. Ipapo ma days acho aachapisazve ari nyachide achangobva kuzvara jnr waEmmerson jnr ?. Is this the beginning of the end? Kubva trip ye Italy hamheno zvakungoitika kuna sisi mai Nathan. Ende sorry hake ?Muroora wenyika9161 You see the point they are all missing. She is no longer as powerful as she once thought she was. That's what illusion of power does. You are buttered up at first to encourage you to do what the narcissist wants before he snatches the same powe
Pokello left Rufaro before kickoff the moment she realized that Tonderai Ndiraya had not included her son Nathan Mutasa in the match day squad. However, the TABLE WAS PREPARED in the absence of the skillful winger.It never rains for this woman. Ndezvariniko izvi? But mazi power nemazi influence ese aya aaimbova nawo akaendepiko? Akamborovesa bhebhi riya rino Rose Mudiwa nemaC10 kuti rataurirei kuti anorowa nemurume. Ipapo ma days acho aachapisazve ari nyachide achangobva kuzvara jnr waEmmerson jnr ?. Is this the beginning of the end? Kubva trip ye Italy hamheno zvakungoitika kuna sisi mai Nathan. Ende sorry hake ?Muroora wenyika9161 You see the point they are all missing. She is no longer as
The Zimbabwe Republic Police (ZRP) is appealing to the public for information that may lead to the arrest of Godfrey Karembera (47), also known as Madzibaba Eshanduko, and Kudzai Weston Saruwaka. The two are wanted for contravening Section 187, as read with Section 36, of the Criminal Law (Codification and Reform) Act [Chapter 9:23]. The suspects reportedly fled from police officers during a high-speed chase while distributing flyers in the suburbs of Machipisa, Glenview, and Budiriro.
PLEASE SHARE ?? | Hie guys. I met this lady kuHarare hospital. Hanzi akadhumwa nemota and it was hit and run accident. Hapana marelatives ake arikuziva about her whereabouts. Akati anonzi Grace Gwadana. She has 2 kidz Ruvarashe and Junior. It seems brain dzakakanganisika akuita achikanganwa zvimwe zvnhu. She is in room 17 bed number 4. MaNurse aiti kuti arapwe arikufanwa kuitwa maX-ray and panoda mari. So pliz circulate the message awane hama dzake arapwe.
ZANU PF has decided that President Emmerson Mnangagwa should stay in power for two more years, until 2030. The party has instructed Justice Minister Ziyambi Ziyambi, who is also the party’s Legal Secretary, to start the legal process to make this happen by October 2026. This means ZANU PF wants to change the current law, since the Constitution says the President’s term should end in 2028. The resolution was made at the 22nd ZANU PF National People’s Conference, where delegates unanimously agreed to extend President Mnangagwa’s term beyond 2028. They said his leadership has brought stability, economic recovery, and development, and that he should continue leading the country beyond the current constitutional limit. The conference also directed both the party an
Zimbabweans Reckless Driving While DrinkingProblems of having more money than brains Drunk, speeding, no seat belt. Play stupid games, win stupid prizes. ?Kufira Mahara Afa Achibva Ku Kadoma Festival Ma Fans A Winky D Afira Pa Live video Mota Iri mu 200km / Zvizere First CommentBefore flying high, learn how to land safe, manyemwe nemunyama same answerMunhu akaenda kuxul chaiye with the state of zimbabwe roads u can afford to drive at 180 hopefully they crushed on their own without causing other road users accidents
 
 
	           
			               
			               
			               
			              
			              
			             
			              