Wednesday, August 13

General News

March 12, 2025

Nyathi Avekupenga Akaroiwa

Hmmm isu Sema blogger toshandidzana,pane blogger andiudzawo nyaya iyi ,she is worried, ini baba roka ndavabvunza but respond yavo inoratidza zviri kubva Kuna hidey           ndezveshuwa especially zve 2500 Mr banabas can you please tell us ari kupenga here nyathi or kurwara ?We need to know ๐Ÿ˜ข ๐Ÿ˜ญ ๐Ÿ˜ฟ ๐Ÿ˜ข ๐Ÿ˜ญ ๐Ÿ˜ฟ ๐Ÿ˜ข ๐Ÿ˜ญ ๐Ÿ˜ฟ ๐Ÿ˜ข ๐Ÿ˜ญ ๐Ÿ˜ฟ ๐Ÿ˜ข ๐Ÿ˜ญ ๐Ÿ˜ฟ ๐Ÿ˜ข ๐Ÿ˜ญ ๐Ÿ˜ฟ

March 11, 2025

Zimbabweans Ojamukira Oriyano

Ndopaunoona umwe munhu achida kufananidza Jah Prayzah nemunhu akadai. Ngatityei Mwari imiiHe is supporting women who are living with         breast cancer ๐Ÿซถ one love broMazimbabweans including who? Inini handina kumbo complainer Saka count me out pink is jus a         colourIpfungwa dzemaZimba even yoghurt vanofunga kuti ndeye vanaHe plays for the other team๐Ÿคฃ the signs have always been there, slowly coming out of the closet๐Ÿ‘€

March 11, 2025

Musikana Ashaya Sad Generation With Happy Pictures

Zviri kumbofamba sei nhaimi?ko Kare zvaisaitika wani zvekuti munhu anotooneka like this,but kuda taisava hedu nemaphone pamwe zvaivako Heartbreaking ๐Ÿ˜ข ๐Ÿ˜ญ ๐Ÿ˜ฟ ๐Ÿ˜ขTirikurwarq tichifamba shuwa we are a sad             generation with happy picturesPakaipa especially vanoita zvekutuka vanhu unotuka munhu atoparara nekurwara vanhu dai tatsvaga Mwari tiratidzane Rudo nguva ichiripo

March 11, 2025

Harare Borehole Water Yauraya Vakawanda Haisi Safe

Borehole water is safe kumaruzevha not kuma towns there is too much chemical deposits saturating water table. Saka mvura yacho become contaminated.As         usual ZANUpf doesn’t care about that, their families are out of Zimbabwe. Such a crooked president.It’s dying both sides. Ukuwo kukubuda mvura ine ngura ukuwo zvimwe. It’s a tragedy

March 11, 2025

Chiredzi Kwafiwa Bridge Collapsed

CHILONGA Bridge in Chiredzi South constituency has collapsed due to the flooding of Runde River, leaving thousands of villagers cut off from Chiredzi town. The Civil Protection Committee has since blocked the road connecting Chilonga and Chiredzi Town, a move meant to stop motorists and pedestrians from attempting to cross the river through the collapsed bridge.         Meanwhile, villagers have called for assistance. ”We need a high-rise bridge because every year during the rainy season, people drown while attempting to cross the flooded Runde River,” a villager said.         “Chipinda Pools Bridge was destroyed in the year 2000 now Chilonga Bridge has collapsed. We are appealing for a high-rise

March 11, 2025

All Cities And Province Ma Commander Lieutenant General Varikudzingwa

Scenes at the handover-takeover parade in Masvingo as Brigadier General Oscar Tshuma assumes command of the Four Infantry Brigade from the outgoing Commander, Brigadier General Cephas Gurira.            Zimbabwe National Army Commander, Lieutenant-General Anselem Sanyatwe is the Chief Witnessing Officer.

March 11, 2025

Va Muteke Forced Wicknel Chivhayo Kuti Araire Chokwadi Mari YeRoora

Robson Sharuko H-Metro Editor WICKNELL Chivayo has revealed that he did not pour out a record-breaking US$300 000 a lobola payment on Saturday in Marondera. The Harare businessman exclusively told H-Metro yesterday that even though he spent a substantial amount of money to bankroll the glitzy ceremony, what actually went into the pockets of his in-laws as lobola was nowhere near US$300 000.         Chivayo said the figures which are being circulated related to the entire cost of the glitzy ceremony and not what really went into the pockets of his in-laws for lobola. Chivayo paid lobola for his lover Lucy Muteke. He said the impression which has been created was that his in-laws charged him and pocketed U$$300 000 when, in reality, wha

March 11, 2025

Zrp Officer Claude Jele Vozviuraya Pabasa Vosiya Vanyira Tsamba

SAD๐Ÿ’” | ZRP Officer, Claude Jele, vaishanda kuGweru vazviuraya after vamwa po1$0n. He wrote a letter before drinking po1$on. In the letter, he wrote:        Having survived all these 38 years, i have reached a point where i feel like its all the same being on this earth or leaving. So plz do not accuse anyone or anything its my personal decision to end my life this way.          NDAZVISARUDZIRA NZIRA YANGU ndinoziva mucharwadziwa but handisi kuona chikonzero chekuraramira, i have failed. GANIZANI na KEISHA zvichakurwadzai ndinoti mundiregerere vanangu. Mukure zvakanaka ndatungamira mberi. Mai vakabereka ndinoti musazvidya moyo kuti sei zvadaro.        Ndini ndega ndaita izvi nekuona

March 11, 2025

Vana Tete Vekwa Wicknell Chivayo Na Lulu Ku Hone Moon

Musi wauchanyima Vana tete Mari kana kuramba zvavanoda ndopachapera hukama ๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚Ko vana tete varikuyenda kupi ku honeymoon kkkkk         sonja was rightthere is nothing wrong with going to a trip nanatete vachiripo vasati vadzokera. Lulu anoenda kwaada na hubby wake, they have been having several bae cations. What is wrong           kumbospoiler ana tete? Inini ndotovati huyayi mose!Musi wauchanyima Vana tete Mari kana kuramba zvavanoda ndopachapera hukama ๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚Sir Wicknell Chivayo with his wife Lulu and sisters arrive in #kenyaKo ana tete vari kuyendawo kuhoneymoon hoo ndosaka Sonja akajamuka

March 10, 2025

Vanhu Vochema Na Feli Nandi Body Votaura Zvakawanda

Ndiwo ma ACIDS aya, Gym yoga haipedzi muviri ,Feli Nandi dzidza kutaura chokwadi             Ndiwo ma ACIDS aya, Gym yoga haipedzi muviri ,Feli Nandi dzidza kutaura chokwadi

136 137 138 139 140