Wednesday, October 15

General News

May 03, 2025

Randfontein MuZimba Ouraiwa Senge Huku Nekuda Kwe Volume Yempta Video Ma1 Achipfuurwa Ka 5

Iko zvino wakaona munhu akabuda mumba akadzoka arimupenyu ingotenda Mwari .....even mumba macho wakarara wakamuka urimupenyu pfugama nemabvi unamate 🥲Mukomana wekumusha abva kupfurwa manje manje in Randfontein .Apfurwa more than 3 times achinzi volume rako       rakawandisa re mota.Amuuraya ndewe muno.Family and community haisi kufara nezvaitika vanoda justice .Kutaura kudai body haisati yatakurwa. I will be on ground tomorrow meeting family members and community.         South Africa vanouraya kunge vari kuuraya huku asi chii vanhu vatemaNyika yevatorwa ino yakuda kudzikama hama. Kana vange vamuti ukuita noise dai angodzima muno tiri kurarama nemhondi unofira zvisina basa. Zvinorwadza vana dzave nherera mota iya yasar

May 03, 2025

Zimbabweans We Failed This Guy Vamuuraya

Car Tracker iripi? Kan wabatwa chaiko haumbotaure zvekuti Mukuru and those guys will never return a vehicle for 20k and also not even beaten so that the         family will act fast. I hope it's just content creationHaaa zviriko izvi. Unenge usati wasangana nazvo ndosaka uchiti fake. Vakawanda vandoziva vakaitwa izvi vari ma-SA       citizens chaiwo.Madii maenda kumapurisa nevideo iyi vanotracker kwaari abatsirikeThe accent of the kidnapper is that of a Zimbabwean 🥺God where are you 😭😭😭😭💔People go back home, this is sad 😢.Until your close relative is taken ...you will knw weather it's a prank or not..

May 03, 2025

She Deserves Justice

I am shaking as i write this. I have to. Ndagurwa kunorira hama dzangu. My life my whole livelihood has been broken. These two men have been hunting and chashing me for over three weeks pretending to be clients. Pekutanga vakati we are from Elite         driving school ndinonzi mr dube toda kuitirwawo advert ndikavaudza price vakati huyai tisangane. So my husband who is my manager took me to the meeting place in town. Tikavamirira vakatanga kusadaira phone. So on this fateful day musi wa 30 April they managed to convince me kuti they were         a company inoita zvema trucks spares vakati huyai mu town. Vakanditi handei office yedu iri pa Eastlea unfortunately on this day ndanga ndirindega and i did not think they were

May 03, 2025

KWA Jahprayzer Jazvina Kumira Mushe

Hakuna order uko kwaMurefu vanhu vatsva nezuva vakamira panze. Hanzi mabouncer akurambidza vanhu kupinda           Kana asingarwadziwi naOriyano adii kunuisa paLineup, kunotora calaz uko achisiya Oriyano           .Saka vakatenga maticket ema200 US vachanzwa Album rakasiyana hereDzimbori ngavaiko kuchiri nezuva ndekpi imi 😒

May 03, 2025

Murume Opiswa Nemafuta Nemukadzi Video Hazvizi Kutarisika

Murume opiswa nemafuta kumesa nenyaya ye chihure. Vakadzi varatidza kufara kwazvo nazvo. Munoti kudii nenyaya iyi?        If you don't control your temper panyaya dzechihure idzi surely unosvika pakuuraya like this . women wakaona pain yacho yonyanya kurwadza munhu achingohura non stop         please let them go ...move for your mental healthHapana chinorwadza kuhurirwa nemunhu waunobikira sadza apadza ipapo anenge achiganza kuhure ngambozorora kuhura parizvino .

May 03, 2025

Vakomana Ava Vabata Femake CelebrityroThabo Blessing Dube (27) and Martin Charli

Matrix Private Detectives have confirmed the arrest of Thabo Blessing Dube (27) and Martin Charli for the alleged gang r@pe of a female celebrity. The suspects reportedly posed as clients seeking social media advertisements. They are currently being held at Waterfalls Police Station.           Investigations have revealed that over 50 women may have fallen victim to the same suspects, although many have not yet come forward.           The suspects reportedly used a phone number linked to a South African profile picture featuring luxury vehicles labeled “Sam 1.” Matrix successfully tracked this number, uncovering shocking information.   More details will be shared as the investigatio

May 02, 2025

Anna Honde Zvarwadza

Sorry Anna but nowadays privacy yakangonaka zvaive zvekare zvekushambadza nhumbu pasocial media ,hauzivi vanokuda nevasingakude so privacy yakangonaka and also keep       on praying zvinoitaIt’s not really recommended to exposé pregnancy in public. Privacy yakangonaka. Very sorry Anna. May healing grace surround her

May 02, 2025

Kikky Mwana Wana Nyathi Takambozvitaura Ephrage

Endai henyu kunyika kwamuri Kuda kuenda asi chenjerai kudzoka mwana abI blame Joyie and Gilbert why kuto feeler comfortable mwana achiitwa naye content especially muma Sora,Ivo vachingo sekereraKuhoro kwanyathi najoy ka57 morning kumukuku vaigara nemwana nhasi vane Mari mwana akudyiswa harurwa       Ephrage dai wangosiya mwana cos mwana uyu akazowana chinomuwana ndiwe unenge wakunzi suspect ukazovengena namukoma wakoatiwa chibharo na Efureji,Hana yenyu hairive here mwana achiitwa made maskit musango ???that's why tichizoti kikie hamumude zvachose 😭Garai nemwana pasati pashata

May 02, 2025

Zimbabweans In Cruise Ship Pashata

Varikuma cruise ship hanzi namatai na Obey nekuti obey kashoma kupotsa..chihuree mombomira muite zvekunamataVanonhonga havo tsono murima baba ivavo. Vakamboporofita         zvemaMiners ekuNgezi zvikaitika more than 5 vakadhirikirwa. Vakaporofita zveschool bus raienda kumacompetition kuti vakuona accident zveshuwa it happened

May 02, 2025

Pastor Vozviuraya Vosiya Vanyora Tsamba

 pastor left this letter and killed himself after caught 😳 his wife chatting on a video call with her ex boyfriend          Men are too weak yohThe problem with some pastors they neglect their families perusing the work of the ministry,what comes first is your personal relationship with God then your intimate with your wife and children then church or ministry.         Vana Mai mufundisi always suffer lonelinessIt’s not really recommended to exposé pregnancy in public. Privacy yakangonaka. Very sorry Anna. May healing grace surround herChihure hachibhadhare... Now she will live with the guiltiness for the rest of her life.

146 147 148 149 150