Panyaya yemusikana uya asirikuwanika iyi ndoMessage yauya kuinbox kwangu. Hama dzeasirikuwanikwa ndidzo dzauya ne info iyi. Info iyi hainei chekuita neni. Morning dady j , sory makunetswa makuseni.. so after post yamakaisa nezuro, my sister vaive mumacoments so there is a girl who reached out to her akati same thing zvakaitika kwaari nesame guy, Terry wacho so she managed to send us picture yake , nezita neface yemusikana anotsvagira tery vasikana.Uyu ndiye musikana anomutsvagira vasikanaa #copied
makadii zvenyu sorry kuuya ku inbox tirikutsvakawo mwana wehanzvadzi yedu anonzi Linda ayigara ku Jorbug isu nemhuri takaguma kutaura naye musiwa 31 December munhu anogara ari active pama social media ese but akapedzisira ku poster December number ye what's haisi kuita chero ma calls haiite tinongoda kuziva kuti mupenyu here ndichaisa mapic ake pazasi
Hie ndokumbirawo help ndinewo aunt wangu wakadissapear from Saturday achiti akuenda kucapetown for bf yaakawana thru another lady pafcbk so now if i call she is not picking up akungoresponder mamamsg so m suspecting something is dodgy coz kucurrent bf yake akuwhatsapper achiti asungwa akuda mari kwandiri she is claiming kuti she in capetown and the guy is very rich akatonupa 1 million usd 🙄but hasikudaira macalls akungopindura mamsg here n there n sometimes fon yacho iku mbodzimwa anonzi Paida Mercy her fcbk name if u approve ndosender pic rake mombonditenderedzerawo mumagrp pamwe pane wakamoonawo kucappa
Mkadzi ari kunzi apfurwa akafira ipapo,achangobva kutenga magwinya abva kuendesa mwana kucreche. Apfurwa kuAlexander Jozi kana pane vangamuzivewo ðŸ˜Yah ma1 zvinotyisa i zvi tinongochengetwa naMwari shuwa muno muSA tinovimba vacharamba vakatichengeta coz kuyenda kubasa nekudzoka kwemunhu chikomborero uuuuuu
TRAGIC NEWS: ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ Woman left without both eyes after being stabbed with a screwdriver by her ex-boyfriend A very tragic incident recently occurred in Richmond. Bongeka Nxele, the woman in the photo, told her boyfriend that she no longer wanted to be with him. This made the boyfriend angry, and he stabbed both of her eyes with a screwdriver, leaving her blind. The man was later arrested and is expected to appear in court today, April 29, 2025, at the Richmond court.
ZRP officers spotted taking bribes in Gweru, Mkoba, along Mambo Road. One officer was stopping cars while the other was collecting bribes in a busy area. Another statement from the ZRP coming soon😂😂😂 The ZRP has observed a video circulating on the social media where a police officer is seen receiving Chiokomuhomwe in the bush areas😂😂Exploitation, they should get fired. Their job is to end corruption but they are now the perpetratorsNdivo varikurova vanhu varikuda kuwisa shanduko kuti ma salaries avo ave stable vave financially stable handiti vari kuprotecta Government inoita vararame nekupemha we dont justify crime according nepay yavo what is wrong is wrong dai vaida
Murume wekumusha who was kidnapped yesterday and the family informed me last night and again this morning.Kidnappers vaida R10000 mukadzi raised R2500.She requested an extension to look for money but kidnappers vakati ishoma,vanofanira kuuya kuzomutora ne coffin.Time yazosvika mapurisa kuti vanunure mota yanga yatopiswa already.Achingosvika kuchipatara abva ashaika.Vanhu vakonzera izvozvo ndevekumusha,ndivo vanga vaka muhire kuti avatakure. Mushakabvu anonzi Sipiwe Blessing Hardlife Dembo
Mashura Hanzi Malotti Akasiya Amamira Mumba Nekupisa Sofa Adzingwa Pamba PaDJ Inno Kumbare - Hanzi Akaita Mukonde We Dhedhedhe Delehutse 😱😱😱😱ðŸ‘ï¸ðŸ”¥ðŸ”¥ðŸ”¥ðŸ¥œðŸ¥œTingaseke hedu but someone needs to put some sense into Maloti’s head. You live by the gun, you die by the gun. One day she’ll find herself in a pit rekuti haabudeDhodhi rechinherera 😂🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Political activist and whistleblower Blessed Geza has launched a stinging attack on Zimbabwe’s ruling elite, accusing businessman Kudakwashe Tagwirei of leading a grand-scale looting operation under the protection of President Emmerson Mnangagwa. In a no-holds-barred address following the Zimbabwe International Trade Fair (ZITF), Geza alleged that Tagwirei’s meteoric rise to wealth was not the result of enterprise but of state-sanctioned plunder. “People must understand where Tagwirei’s riches came from. He began with one fuel station called Takunda,” Geza said. “Then came Command Agriculture. Turns out, that was public money he never gave back.” Geza painted a picture of a corruption empire built on the backs of
Team Capetown harina kumira boe . Umwe paakabva kwaGogo Chihera account yeumwe yakaenda. Nhasi umwe auyisa mwana yaMoreboys yaenda futRegerai ku joina ma link emuriwo regerai vakomana 👅Zvinorwadza izviKasi angonzi tipo code Yauya kufoni kwako sezvakaitwa Ana nyathi 🙄🙄🙄