Wednesday, May 28

General News

May 24, 2024

Mukomana Uyu Patrick Obatwa Ambunyikidza Kuba Vana Vechikoro Zimbabwe Yashata

Kubiwa pamwe chete nekumbunyikidzwa kwavana vechikoro kurikuramba kuchikwira munyika yeZimbabwe izvi zvichitevera kubiwa kwemwana weECD pachikoro cheJeche Primary School.             Mwana uyu akashaikwa kwamazuva ndokuzowanikwa arimugomo akachengetedzwa nemurume uyo akazobatwa nevagari vemunharaunda. Izvo zvakazopa kusungwa kwemurume uyu. Zvizere munyaya inotevera           Source: Alie MzingeliThey are traumatising this kid even more with their questions

May 23, 2024

Mukadzi Watinoziva Tese Pano Sociallite Oreperwa Mwana Wake zku SouthAfrica Uko Nemurume Waanga Achigara Naye Nyaya Yakaoma Iyi

Pane murume muZimba ane 42 years old who was arrested for r@ping an 8 year old girl kuPhomolong informal settlement in Atteridgeville, South Africa.            Murume uyu naMai vemwana vanga vachigara vese zvekuchaya mapoto. Musiwa 27 April, mai vemwana vakambobuda vachienda kubasa for a night shift vakasiya murume uyu nemwana uya and another child who was 5 years old.              The two children were sitting in the sitting room watching TV and the five-year-old left her sibling and went to the toilet. The man then called the victim to his room and akamubata chibharo.   When the younger child returned to the sitting room and could not find the victim, she called out for her.

May 23, 2024

Mazimba Chiiko Mu SouthAfrica Uyu Martin Mungayi Ishudha Sasko Employees Vachiita Armed Robbery Video Racho Ma1 Zvionerewo

PAKAIPA | Martin Mungayi from Zimbabwe has been arrested for shooting Sasko employees during a robbery. Two vashandi veSasko vakafa while one was seriously injured. Vashandi ava vanga vari busy delivering             chingwa kuDelft, Cape Town when Martin two after men approached the delivery truck and shot the Sasko employees after robbing them. Martin abatwa ari mubhazi        

May 23, 2024

Ma zim Socialite Ese Imbavha Zvadzo Umwe Ofumurwa Zvinonyadzisa

  Joey ngaape vnhu mari dzavo pliz tisadaroJoyi itsotsi musuno hanzi ndaendesa vakadzi kuchina as my birthday kunge akavakwidza ndiye nxsaHeee I'm inspired by joey..... 🤣🤣🤣🤣 muchazvirega henyu zvema inspiration.... Ziii zvangu nebitterness yangu 🤸‍♀🤸‍♀🤸‍♀🤸‍♀🤸‍♀Joey nedako nemahips aiinawo ndaimbofunga anoitawo zvikwereti inga makwikwiNdijowi aiseka katsi nhasi abudawo humbvha        

May 23, 2024

Nyaya Yakora Muto Mapurisa Eku South Africa Otaura Takatipirwa Nemumwe Mu Zimbabwean Kuti Vakomana Vekuuraya Sasko Employees Vavekutiza Kuenda Mu Zimbabwe

Three employees driving a bread truck were shot and killed last week Thursday, in Delft Western Cape. The victims were declared dead at the scene by medical personnel.At the time he was travelling to Zimbabwe. The name of the bus and its current location was provided by the informer together with the photo of the suspect,” the information from the screenshot read.Several posts on social media said the police received a tip-off from a community member alerting them about the whereabouts of the wanted suspects.             This circulating information came from a screenshot from a WhatsApp group where a case number and information on the suspect were shared.In the video, the three men are seen surrendering as they are robbed. Despite h

May 22, 2024

Mazimbabweans Haasi Kufara Na Tinashe Mutarisi Arikuita Mari Achishandisa Mwana Zvinzwirewo

  I think it's true , Gore Riya kaJava kakaita mari nana Enzo vachishanda vapfanha kwete zvema             Funnies iko kachiita bagMazimba haadi kuwona vanhu vanoita zvinhu pamwe vachibudirira kungotsvaga kuparadza chete 🚮🚮Aaaa tsvagaw wako wekushandis uyite mari      

May 22, 2024

Pakanga Pasina Kumira Mushe Ndege Yaibva Ku London UK 🇬🇧 Vakawanda Vofa Vamwe Vokuvara Nekuda Kwema Turbulence Tichakwira Zvedu Munhenzva

Passengers on a Singapore Airlines flight hit by severe turbulence on Tuesday described a sudden, dramatic drop as “all hell broke loose” on board the Boeing airliner carrying 229 passengers and crew. At first, “the flight was perfectly normal,” said passenger Andrew Davies, who was traveling to New Zealand for business. He described the flight as “quite smooth … I don’t remember any turbulence at all.”             Flight SQ321 was cruising at 37,000 feet from London to Singapore when flight tracking data shows the plane dropped sharply before climbing several hundred feet, then repeated the dip and ascent, for about a minute.Many passengers were having breakfast at th

May 22, 2024

Vice President Kembo Mohadi Vachikumbira Bonde Kumukadzi WeNunhu Ndipewo Mhe**che Masekuru Manyama Chokwadi Vanhu Vane Zvivindi

The marriage of a woman who was heard on a phone call with Vice President Kembo Mohadi agreeing to have sex with him in his office has collapsed.Harare man Martin Chabuka has called time on his marriage to Chervaughn Choeni. The couple have a son. Chabuka, a professional dancer, proposed to Choeni with the help of singer Nyasha David. He posted the video on Facebook last November, writing in the caption: “A day I will never forget.”             It is now a day he wishes he could forget as he picks up the pieces from a heartbreak caused by the 71-year-old vice president. Chabuka, who declined requests for an interview, has changed his Facebook status to “divorced”.He also wrote: “Talk all you want, nya

May 21, 2024

Breaking News Izvezvi Mabvuku Chizhanje Area Paita Accident Pafiwa Nevakawanda Check Hama Dzenyu

Just In— Several Feared Dead In Mabvuku Horror CrashBy Political Reporter- Several people are feared dead in a head-on collision that happened along the Chizhanje area in Mabvuku.               Posting on his X account, former CCC Mabvuku/Tafara MP Munyaradzi Kufahakutizwi said the police were on the accident scene to confirm the number of deaths.             A Dark Cloud had fallen Mabvuku Tafara Constituency after a fatal accident along Donnybrook Drive Chizhanje Area.Police is yet issue an Official statement and confirm the death toll. We mourn with the affected families”, he posted.

May 21, 2024

Uyu Linda Gotora Anozviti Mariah Na Marita Ghost Rechikiti Asungwa Nekuti Aiti Dzabu Na Madamboss Ngavafe

Oh my word I'm shocked  Ko if im telling people kuti what we are doing is approved and we are working day and night to expose wrong doings and evil doings dziri kuitwa nakamuchacha.. Vakomana vapedza basa So this is Maria na Marita zvaanogara muZimbabwe kuChitungwisa Her real name is Linda Gotora              She threatened me several messages achiti December handisvike ndinenge ndafa She also threatened Madam boss achiti vachafa soon ne Mwana wavo on videos and calls LINDA ZVAENDWA CHISIKANA UCHAUDZA VAMWE VANOZIVA PAANOGARA UYE VANOMUZIVA CONTACT ME BUT NHASI VANENGE VAKUNYURURA VAKOMANA         Hanzi chero hama dzake hachataure nadzo nekuda kwamai tt ,hanzi habve mungang

154 155 156 157 158