Asi kuzvikoro hakuchisina discipline yataiziva here š iri level hatina kumbogara tarizivaOh poor boy! Nyaya dzeva bereki vanosiya vana Nana gogo...kunzima...izinga lokudakwa lonke leli...this boy looks intelligent ,needs discipline and counselling after wards..and strong rehab marinated by prayers..I blame the parentsNyamande primary school zvakaoma udakiwe,tochikura zvayibzi no under 18 ayitrngeserwa kana doro kana kutumwa tayisatumwa doro but now ummmmm vanotengesa madrugs makwadza nyikaKana zvisati zvasvika kwauri unoti mubereki watadza , kana zvazosvikawo kwenyu ndipo paunoona kuti mwana haana mugoniMwana haana mugoni ini wangu ndotoshaya mari yekuti ayende ku matrixMwana haana mugoni ini wangu ndotoshaya mari yekuti ayende k &
Apa parikuimbwa tomunamata kudzamara taenda.. .shame apa arikunamatwa wacho nemuitire uyu ndi satani obviouslyApa background ichirohwa ndichamunamata kudzamara ndaendaNdopaunoona kuti life ma one mmmmHanditozivi Kuti Ndakararama Sei, Odaro Murume Wekupunyuka Panjodzi YeNdege KuIndiaKokuita kunge zvikutodhura $3 here asikana kokutsvaga kabasaH recorded bcoz he is a fool.why are zimbos good at doin zvisina basa izvi wen zvakakosha vachikoniwa.hakusiko kungwarira paduri sehuku ere uku šMa comments mamwe itayi moyo we rudo vanhu mune hutsinye iri zimurume kutotora video amuna nyadzi baba imi dai ari hama yenyu maidaro or mainatsira zvimwe ityai mwariHaa zimbabwe yakaomaššKutengesa nyama ne 3 marii
Happening now! Fire breaks out at the Midlands hotel in Gweru. The Fire Brigade team is currently fighting the spread of the fire ...More to followHappening now! Fire breaks out at the Midlands hotel in Gweru. The Fire Brigade team is currently fighting the spread of the fire ...More to follow Source: ZBC News OnlineHaa evarega paita Dota, Pavapa Brothel, Pamuzinda wechifambi mutown, Was one of the best Hotels 3 star hotel, enemahurewo atsva zvese
A video to our YouTube channel at 5:00 pm Explaining Mai Nyathi situation now … We got disappointed nezvinhu zvakawanda for more updates please kindly subscribe we love you family we are nothing without you
A bus veered off a bridge in Nigeria’s northern state of Kano, killing at least 22 athletes returning home from a sports festival and leaving several other passengers injured, the state’s governor said. The cause of the accident, which happened on Saturday, was not immediately known. The athletes had taken part in the Nigerian National Sports Festival in the southern state of Ogun over the last week. The driver appeared to lose control of the bus and the vehicle, with over 30 passengers, plunged off the Chiromawa Bridge on the Kano-Zaria expressway, according to Abba Kabir Yusuf, the governor of Kano. Survivors of the crash were taken to a local hospital for treatment. Yusuf said the athletes, who were accompanied by their coaches and sporting officials, w
Sir Wicknell responds to posts about Greatman asking for a car.Ngaadzidze kutaura zvakanaka kwete kutaura nyobvo all the time.Hona avakuzvinyimisa mota dzorikungopihwa vamwe.Remember Wicknell sees all Greatman's postsSir Wicknell vanoda dignity pakuvasvikira.Learn how to talk NEMA boss ayošMukutodzokorodza kupa vanhu vanofamba ko uuy mukamupa hamuone munenge mafadza Manuwere here
Mashura Budiriro Mbavha Kurara Muroad . Madriver arikuita Kutiza , ukamira Vanokurova Nekuba Motor .
Tytie Snubs Barmlo Construction in Bold Move to Outshine Rival Nyati In a dramatic twist that has stirred Zimbabwe’s celebrity construction wars, socialite and influencer Tytie has chosen Gray Homes Construction over the popular Barmlo Construction, a company currently building Nyati’s Madamboss Mansion. Barmlo, owned by Banabasi Marambire—Nyati’s manager—has become the go-to for celebrity real estate, but Tytie is clearly not playing into the same script. Sources close to the star say this was a calculated decision to avoid any association with Nyati, his longtime rival, and instead shine brighter with his own pick. Gray Homes Construction is now in the spotlight, with Tytie making sure the world knows his mansion is going to be “on another level.&rd
Hari Yakapwanywa Kumba kwaTyra kuMabadamboos, Guhwa Rinopisa reBET Awards Kune nyaya inopisa iri kubuda kubva Kumba Kwa Tyra uko hari yakapwanywa ichiteverwa nezai pamusoro payo pamwe nemari ye$10 yakaputirwa mujira tsvuku. Zvinonzi izvi zvakaitika pamba paTyra, musikana wechidiki ane mukurumbira ari kunzi akambopfuurira kuAmerica kunoona BET Awards. Zvakaitika izvi zvasiya vagari venzvimbo vakaremara nemibvunzo, vamwe vachitora sekutya kana kuedza kumuroya. Zvinonzwika kuti vamwe vanhu vari kuvengana naTyra uye kumuitira godo nekuda kwekuwana kwake mukana wekuenda kuAmerica. Vamwe vanoti zvaonekwa ndezvekuda kumudzorera shure kana kumuparira rombo rakaipa. Vemhuri yake vari kushushikana uye vakumbira rubatsiro rwemadzibaba uye vafundisi kuti vabatane mukunamata sezvo
It happened shortly after taking off, bound for the UK. Muchadenga macho makutotyisaA PASSENGER plane heading to London has crash landed in India. At least 242 people were on board the Air India aircraft as it smashed into the ground near to an airport in Ahmedabad. Advertisementflight tracking website showed Flight AI171 destined for London Gatwick Airport departing around the time of the accident. The aircraft is a Boeing 787-8 Dreamliner. Air India confirmed the flight was involved in an incident and said "we are ascertaining the details and will share further updates at the earliest" in a post on X. There were more than 100 people on board the flight, Indian media outlets reported, and it crashed when taking off.Video footag