Akati kuwe nemahwindi ndiye problem. Hawana wawanotya zvachose vanhu waya. Unotorohwa kuti pinda pinda. Ngawaiswe mukati morasa key yejeri moisa mutemo wekubanner mahwindi vanhu wafambe wakasunungukaHaa nini handikwire stallion cruise,futi ,ndakakwira bhazi iroro Friday kubva harare kuenda bulawayo, ndati bhazi raibhururuka . apa rakadhakwa suspension yese driver ayiita suicide ,ku overtaker pasingaite ,kurikunzi rabuda muroad hapana ayipona ipapoThey are heartless munhu wavakarova mukadzi and akakuvara zvinonzwisa tsitsiðŸ˜Kusvika makuziva kt CAG ndomabhazi ekufamba nawo zvimwe izvo dzangove nharoZebra kiss ndane nguva refu ndichikwira bhazi ravo kuenda kuNyamapanda havazochinja Mari yekubhadhara ndakazokwira
Statistians say +/- 500 coffins of Zimbabweans are crossing the Beit bridge border every month. It's bad,zvinonzwisa tsitsi.May his soul rest in peace😢 our fellow Zimbabwean brother in SA akapondwa nematsotsi vachifungidzira anemari, our deepest condolences to his family 🕊ï¸ivo ma zimba achoo vanozo nyanyawo ku ungana ku s.a ngavadzoke tigadzire nyika teseZvakaoma weduwe SA kungoida henyu asi Haa zvakaoma guys izvezvi tatopinda mumba rorereka zuva ukasvibirwa atova maone ako
Pakaipa ðŸ˜ðŸ™†ðŸ¾â™€ï¸ Snake under grass anenge aaku mhanya mushiniApa atonani madays ekuti Snake under grass ayitonyanya kupenge hanty K uZimbabwe munosekerera mapenziIye anga agara akakwana here.....vanhu vanonyora zvima headlines izvo munenge musina kuti kwesere nemiwoUyu anga agara akashota kubva kudhara same same na, Silent killer kungoti muZimbabwe munosimbisa mapenzi too much instead of helping them Aitomhanya mshini asati ava kutrender sad reality for maghetto yutsInga achingopenga , just maifunga kuti ma funnies
"My sit-down air was stinking real real bad... to the point where I had to carry a bottle of air freshener." The BBL tribe don't play," she said in a"Stay away from them," she warned. "I don't know if you want me to get on here and say BBLs smell good—but they f**king stink."The woman explained that the source of the smell wasn't poor hygiene, but persistent leakage from her incisions, which failed to properly heal. She said her body rejected the procedure, leaving open wounds that continuously drained foul-smelling fluid—so that the stench lingered on her clothes, linens, and even fresh laundry.The
Our deepest condolences to Pattricia Jack, main page rake ramamiswa na Mura nema copyrights rikadzurwa😢😢 Justice for PJ Munhu ones naye naye every day hamunete here? Aihwa aita zvakanaka. Anotuka every day ne munhu wese ngaaende mberi ne report wese. Pamberi ne rudo kuvanhu not hateJustice for what apa munhu ngaaite content yake kwete kungoita busy nelife yemunhuKo who will give justice for Mai tt,vaona ka content creation is child’s play 😂content haasi munhu well done Feli ramba wakadzwanya nemacopyrights ana bonga vajairaThat's why l love feli,ngaridzoswe memiriki yke
Gegege BBL at large Natalie Enchantress wakachena. Ko step yadiiI saw yesterday ndikati eeee regai ndigare nemahippopotamasi angu kunge garo richadonha kuderoNdotenda Mwari nebum yangu ndotonyara nayo.ndakutoona kuti inyasha vamwe varikubuditsa mazimarið™¼ðšŠðšðšŠðš›ðš˜ ðšŠðš—ðšŽðš—ðšðšŽ ðšŠðš”ðšŠðš’ðšðšŠ ðš–ðšŠðš–ðš‹ðšŠðš‹ðšŸðšžðŸ¤£ðŸ¤£ðŸ¤£ðšŠðš”ðšžðš›ðš ðšŠðšðš£ðšŠ Her step I think it's the shoes but bhoo zvekutiAri kumedza 😂😂😂Heels must be hurting or akakiwa ne weti because haafambe ku
Ipai munhu Mari yake Diamond migration Mari inorwadza why kutora Mari yemunhu muchiziva kuti hakuna basa.2 ma agent enyu pane kuti abatsire munhu ma busy kumunyenga.ipai munhu Mari yake.Kune vasiri kunyatsonzwisisa ndichabaya live munzwe audio muxana Wacho achitaura.or kuuya live...Ma socialites musangotore Mari dze hu Brand ambassador musati maona company yamuri kushandira yakamira sei eh Mari munoida hatirambe KO mambofungira Mafans enyu acho achaenda ikoko @highlightIni zvangu chese chinechekuita nekunzi tipe mari tikuitire chakati esp pno pa fb handibati chero muzvima groups zvekunzi heee ndi runner wat wat ndozvitsvakira ndega kwazvootwa ndoinda without agent mukati 🤣🤣🤣 but vnhu
Ndiani ko uyu akazadza nevanhu vashoma Taiveko kwanga kwakazara nevanhu vashoma 🤣🤣🤣🤣Internet never forgets 🙆ðŸ»â™‚ï¸ Mukomana akambozadza nevanhu vashoma ! Mazita musataure mazita
SAD💔 | This evening paParirenyatwa Hospital panga pasina magetsi even at the front entrance of the Outpatient Department. According to Jacob Ngarivhume, most of the sections at Zimbabwe's biggest hospital were dark with limited or no lighting. Tiri kuendepi senyika💔 📸 Jacob Ngarivhume
Ko hanzi this young couple broke up the husband Darlington Ruwiza came out as gay is now dating Kevin Murume wa Petronella UteteHanzi zodwa and crew havachada kushandisa Kevin pamuchato because all the people he has done events for vanorambana🤣🤣🤣 Asi iwe ungachatawo nekamunhu kane mheteBut arikuwoneka kuti ingochani waani,vakadzi kurikungoda kundzi mrs cheteKarume kacho kakuwonekwa kuti lanekahu ngochani. Kevin akuitwa scapegoat hake.