Pictures showing suspected armed robbers when they got in a police station and moments later.. They look like they tried to escape from the police custody or something. In whatever you do in life pray you never be at the mercy of the CID Homicide Ndizvo zvivanhu zvikubva S.A kwazvaiba uko zvouya Zim kuzobirako manje vanofunga kut mapurisa eS.A akafanana neZimThis is misuse of resources why vaiswa Pama wheelchair . There are a lot of good patients who require mishonga yavari kuda kutambisa pamapenzi aya.Manurses on duty akangoziva kt mishonga irikushota vanoziva pekuishandisira
Mukadzi uyu anonzi Mai Delight (full name Shylet Mahofa) akauraya murume wake nebhodhoro kuThembisa, South Africa. Vanhu ava vaibva kunomwa doro vese and vanga vakadhakwa. Vasvika kumba vakatanga kunetsana nenyaya yemaKeys, then mukadzi akanotora bhodhoro akaripunza achibva anocheka murume pahuro achibva abuda ropa kusvika ashaika. The only thing she managed to say after abaya murume akangoti imbwa murume uyu, regai zvife achibva atiza. She later handed herself to the police. Landlord wepamba apa believes kuti Mai Delight was planning to do this for some time and she was just waiting for the right time. Apa mai Delight varikunzi na7am vaiwanikwa kuTarven va
The rare mix-up involved the bodies of Takudzwa Chipadza and Courage Sibanda, both of whom tragically lost their lives in separate incidents at Mkoba 14 and 16 business centres, respectively. According to police, Chipadza’s family collected what it believed to be Takudzwa’s body from Gweru Provincial Hospital mortuary on December 6, and proceeded to bury it the next day at Mutasa Cemetery in the city. On the same day, Sibanda’s family collected what it thought was Courage’s body from the same mortuary, and proceeded to Somabhula for the funeral, only to discover the body swap during body viewing. The family advised Gweru Provincial Hospital authorities about the incident and Takudzwa’s relatives were engaged. Upon iden
People worried and concerned about maitt Ko Mai Tit vanofamba nemabody guarg vanotya kubirwei,,,,hatisi kurwa pindurai zvine mutsa Apa Strive Masiwa haana kana one zvaro ๐คฃ๐คฃ๐คฃ Kane unnecessary drama kamukadzi aka๐ฎVamwe vana vachivaka dzimba iko bussy nemazirume.ayo kuita show.off usina chaunacho kuwedzera hurombe Ko mapastor enyu anotori ne security yemweya vanotokupai ruchengetedzo vanotofamba neane pfuti waniKushaya ma bodyguard ndiko kunoita kuti Evidence Chihera agare achirohwa sengoma ye jekeresheni
Madam boss wasvika kuGermany ndivo apo vachifamba havonetseko namick kuti wanokwira mushika shika Handisi shamwari yamadam boss zvokudero asi avo havasi havangambopfeki soo
36years dzavekutyisa Sezvo paripo parikufa vanhu vakawanda Macelebrity chingave Chii Here is the list AKA 36 YEARS..๐ ZAHARA 36 YEARS๐ LUNDI 36 YEARS๐ DJ SOMEBODY 36 ๐ MA_R5 36๐ Ginimbi 36 Terry Gee 36 Mapintsha 36 ๐ Hhp 36๐๐ Pro kid 36๐ MANdozA 36๐ RICK RICK 36๐ Sfiso ncwane 36๐ all are gone like these ๐๐๐ขwho else??๐ข๐ข WATS WRONG WITH 36 YEARS GUYS,๐South African ARTIST NOOOO!! ๐ข
Zvinorwadza Izvi Mai Va Terry G Vachitaura Mwana Pandakamuzvara Ndakanzi Haararame 2 months Musiyei Muchipatara Na Chiremba Asi mwana Terry Ndakatora Akakura Kusvika 36 years Zvinoshamisa Totenda Nehupenyu Hwake Terry Achitaura Nhoroondo Yeupenyu Hwake Nhai Mwari๐ญ๐ญ๐ญ๐ญTerry Gee Achiseka Zvake Achiti Haafarire Kuchembera And Anga Aripo To Inspire Vamwe Ari Muwheelchair Ainakidza Mukoman๐ญ๐ญ๐๐๐ Let's not Take Life For Granded Hatizivi Nguva Mwari Yaanoyitota
Chaplin Phiri Vopindura Tatelicious Nemhinduro Yechi Christu Mushure Mekunge Vatukwa Kunzi Havana Cancer Vaya Vane Edzi She Said "Hupenyu soooo hunonakidzaaaa."
The singer passed away on Monday. The memorial service of the multi-award-winning singer, Zahara, is underway at the Rhema Bible Church in Randburg. The Loliwe hitmaker passed away at a private Johannesburg Hospital two weeks after she was admitted to the hospital with liver complications. passed away on Monday, 11 December, surrounded by family and loved ones, as per the family statement. In the statement, Zahara’s family also urged that she be remembered for the healing, joy, kindness and inspiration she brought. “A life beautifully lived deserves to be beautifully remembered. May we remember Zahara not wit
Ndiri kutsvagawo murume uyu kana pane anoziva kwaari kana ane ma contacts ake. Ndine vana vakomana vaviri naye and they need their father for guidance. Being a parent is for life nyangwe vakura. He hasn't seen the last born for more than 4 years now yet he lives 15minutes drive away. Mwana kupedza University baba vari paberere. Its a shame. Munhu mukuru ane 57yrs still chasing after women and ignoring your own blood is sad. You have managed to samage them psychologically and its not too late to correct your mistakes. Shame on you.