Girlfriend Ya Tytan Lisa Otuka Olinda Ku Instagram Mbuya Iyi Inotaurisa Haigone Kunyarara Kuda Kungonyadzisa Murume Nyaya dzema COS dzanetaa. Company ya Rich aunt is being sued for sexual harrasment yakaitwa ba nandi kumushandi. Hanzi vairova mushandi beans rich aunt vabva bata ndokudzinga munhu basa. Mushandi akusungisa mai nandi ne company yavo kuti hamungandidIngere basa chihure chemurume wenyu.
Our kids are very happy to meet their new baba ndati ndiise mushona ndingadzipwe na kuruvha mashi Kylie akatumirwa bonet naamaiguru mai bvukururu MR Mazepe Chishambwe Aikazve yatove family ka iyi😂😂😂Zvituko family haa vanhu vanotuka ava kwai Matigimu mhino inopinda datya nemvana yaro😂😂😂🙌🥴 Mai Bvukururu Huyai muone zepnex atokukanganwai
This incredibly talented woman is truly a national treasure, as her exceptional vocals and songwriting abilities have captivated audiences. From her hit songs "Ndezvemoyo," "Makafana," and "Zimusoro" to her recently released single titled "Chisiyana neni," which she beautifully collaborated on with Learnmore Foya aka Ras Knox, she has undeniably dominated the music scene this year. -
Nhamo hairaye woti urwere woti kucourt atoremara uyuVakadzi this is a lesson to learn day Mary akaramba aina Shingi wake dayi zvakamunakira asi nenhau yekusagudzikana ndoinoita tipinde or tipinzwe munataisireva honai manje Chiwenga uya paasvitsa Sisi vedu😭 shuwa kusvka riin icha withdrawewa zvariin nyaya iyi....shingai nezvamuinazvo mwari vanokomborera zvishoma zvamuinazvo izvozvo😥
Chiwenga would have died in the hands of Mary, it was merely the Grace of God that saved him. He was given portions of poison in his food daily. On his death bed, she still forced him sign papers that would leave her with all his properties. Young lady is just facing her karma. Inzwai henyu tsitsi muchiziva kuti Chiwenga once genuinely loved her whilst she was on a mission and was killing him slowly Nhamo hairaye woti urwere woti kucourt atoremara uyuVakadzi this is a lesson to learn day Mary akaramba aina Shingi wake dayi zvakamunakira asi nenhau yekusagudzikana ndoinoita tipinde or tipinzwe munataisireva honai manje Chiwenga uya pa
Aaaawwwwwww sweet❤️❤️❤️ This is beautiful Ketty , VAMAMOYO I AM PROUD OF YOU ❤️❤️❤️Mazepe atorwa ku Ireland na Ketty , beautiful indeed. The positive side of social media and I am super proud for Ketty to change someone’s life. Please utorewo Doreen your blood sister , I like Doreen ❤️😘❤️ Last thing Ketty ,I hope wakasunga chibereko because nyika yese inozviziva kuti hautane kubata mauta😂😂😂😂😂 Chibereko chako chiri loose and very fertile 😂😂😂 Neuyo mupostori wawaunza uyo ,unomaziva mapostori nekuda nyorovhita😂😂😂😂😂 &
Zvinani kuita wig family unofira zviripo Aya ma family unochembera ne nhamo uchingova defender pasina pundutso Gore ratiri kupinda rambai kushandiswa ne ma socialites Abigal choto mumukwazise mukamuonaHa kufira mahara, just imagine kubva pawaka tanga kudefender wakawanei kunze kweminyama Kuita kupupa furo mucomment section , uchituka vanhu,,kkkkkuzvipa munyama kutuka vanhu ,,apa vanhu vacho havatokuziva vauri kurwira vacho,,, hezvo vamwe vaitukana kutukiranaa mazepe na ketile ,apa kuseri zvavo vachironga tsoro dzavo bho
Ndiri we vhayorenzi hangu but i am so touched. Vave kutonzi sisi Ketty kupfugama zvakaita Mecky. Wochiziva zvawa fambira King cos don't lose focus. Ketina Ananiah from Mk tinoti thank you mai zvituko aka zvingaka. Kupfugama I sign hombe ine kutenda kwakanyanya kuna Mwari nekune anenge kuitira zvakanaka it's a big kutenda Hakusi kutedzera ingori way yekutaridza happyness ingoty hahungazvinzwisise nekuty hahusaty wazviyitirwa tichazoonawo.iwewe wayenda kuty Yako happiness unotaridza sey zvimwe rumbidzayuwo pagona munhu
Mhosva aka Mama Vee I think it is high time udzokere pahu man to man. Zita rekuti Mama Vee is not recognised pama awards evakadzi cz uri murume. Apa kuvakadzi kwacho ndiko kwauno farira but vari kukuona semurume. Mira hako kuhu man to man dzokera hako pakunzi Admire. Zvave kuita kunge wakabirirwa yet ingori confusion.😂😂😂 ndozvakaipira kuActor uchipfeka madhirezi kunge mukadzi unohwina sei
Allanah Otopindura Rough Shaddai Thomas ko wadii kuuya yeke wogohwandeiko iwe une information. Kumba kwangu ukutokuziva and murume wangu ihama yako inini wacho unondiziva ukutyeiko Ko Mai vemwana vacho varipi asi iye Allanah akaroorerwa kuchengeta mwana weumwe munhu here munhu nemunhu nemwana wake....kana Mai vemwana vakafa ngaaende anogara nehama dzaamai vake fullstop ...you can't force someone kuchengeta mwana asiri wake mwana kuna Amai vake Step mothers varoyi i dont like those ppl,thy are very heartless munhu onoitira mwana wawakawana aripo hutsinye whyVeduwe let’s call a spade a spade ! Tibatsireiwo as family tatambura ne celebrity renyu iri ramunoti