Allanah Otopindura Rough Shaddai Thomas ko wadii kuuya yeke wogohwandeiko iwe une information. Kumba kwangu ukutokuziva and murume wangu ihama yako inini wacho unondiziva ukutyeiko Ko Mai vemwana vacho varipi asi iye Allanah akaroorerwa kuchengeta mwana weumwe munhu here munhu nemunhu nemwana wake....kana Mai vemwana vakafa ngaaende anogara nehama dzaamai vake fullstop ...you can't force someone kuchengeta mwana asiri wake mwana kuna Amai vake Step mothers varoyi i dont like those ppl,thy are very heartless munhu onoitira mwana wawakawana aripo hutsinye whyVeduwe let’s call a spade a spade ! Tibatsireiwo as family tatambura ne celebrity renyu iri ramunoti
Veduwe let’s call a spade a spade ! Tibatsireiwo as family tatambura ne celebrity renyu iri ramunoti Allanah. Tibatsireiwo kumutsura she got married to Langton akauya akawana murume wake aine mwana kudhara, murume uyu ane mwana who is currently homeless and disabled . Allanah haadi kana kuona mwana uyu and she doesn’t allow baba kuona mwana wavo . Mwana was in hospital but aidedzera kuti ukangobuda door iri marriage yatopera . Mwana anokwira train to hospital checkup asi anotaura kuti mota ne imba ndezvangu . Basa nderekungo tula Hama dzemurume kutik tok .The level of heartless is on another level. Right now mwa
Uyo in blue and big guy vanonzi Diana na Tawanda vana va sis va olinda Chapel Nkomo who committed suicid****... vakatoisira mai vavo tombstone iye Orinda and all her siblings havana kubatsira ... Diana and her two sons are in South Africa and Tawanda in Zimbabwe Vari kutambura they never even asked them to come on CoS.Unozviti Uri Rich Aunty chirudzii Hama dzako dzichitambura.. charity begins at home batsirai hama dzenyu first musati mapa Ana Mazepe ma stars nekuda kunzi Uri mbinga asi Hama dzako dzichitambura😭😭😭😭The bible says, such people are worse than infidels. In other words, they have no love at all and cant love because the love of God is not in them. If ever they sh
Hug yatapiirwa kunyara but mb vnenyadzi ava fast ycho kkkkk anyway I love you Mai tt n mbThis video raiswa pafast forward mbichana. Anyways it’s okay Tyra will always be the bigger person and that’s one thing I love about her.💞💞💞That was a quick hug yekuti tibve pane vanhu ko kutiza agona hake ungazonzwa kittens dzoti unovanyengerera Mai vavo 😂Vanhu ava vakaparadzaniswa na Changamire sisi vamadam boss otherwise vaiwirirana zvavoGorgeous ❤️❤️mura u are a winner vangahukure zvavo deep down they know unotangidza zvinhu mhanhi iwe Zvemunhu anga ane some months ari Mukati madam boss wakatsvairwa cz munhu anga arikukati kauyu bt she i
Ako ari kudyiwa ku China na Sean Mnangagwa, Beverley Sibanda akanhongwa nembinga yake muri kuzviva here? Endai kupage kwake munozvionera video iriko isu vezvipfuva nhete tatomuona Sean na Bev vari vese ku Show. Mazda iri kufamba na Bev ndiSean akatenga. Mukadzi wa Sean, Varaidzo sorry nekuhurirwa 😔. Sean anoda mbutu manje 😜ndiye that time wekubira murume weku UK mukadzi wake anonzi Bernise Bernard 🤣 and the husband suit him 2million. Ndichauya ne photo yaBernise, At the moment ndiri kufambira ya Bev na Sean. Don't confuse Sean na Collins, Sean ndeuyo ari sexy musoja, Collin is sexy too ari musuit. Inga ku State house kuri very easy kupinda, ndatotenga kadhirezi ke red ndic
Ako ari kudyiwa ku China na Sean Mnangagwa, Beverley Sibanda akanhongwa nembinga yake muri kuzviva here? Endai kupage kwake munozvionera video iriko isu vezvipfuva nhete tatomuona Sean na Bev vari vese ku Show. Mazda iri kufamba na Bev ndiSean akatenga. Mukadzi wa Sean, Varaidzo sorry nekuhurirwa 😔. Sean anoda mbutu manje 😜ndiye that time wekubira murume weku UK mukadzi wake anonzi Bernise Bernard 🤣 and the husband suit him 2million. Ndichauya ne photo yaBernise, At the moment ndiri kufambira ya Bev na Sean. Don't confuse Sean na Collins, Sean ndeuyo ari sexy musoja, Collin is sexy too ari musuit. Inga ku State house kur
I think uyu ava Bakers inn chete The signs are there🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣Asi uyu rumors dzaingofamba wani maearly days ake pakaimba seikoo paye zvichinzi iteam bakers inn, I guess zvaingovharidzirwa nekuchinja vakadzi kwakelol 😂😂 musekei sterek Rocky akambondiseka rimwe gore pawestgate ndakarova kaflared leather skirt . Haa ndakashaya step. Handizvikanganwe
Congratulations Mura cat mother🎊🎊❤️👏👏.... Zvinovengwa nemuroyi chete izvi.... Kana usingarwadziwe siya something 👌She looks absolutely beautiful. The short hair is bold and the dress is smashing. Zve award ye content yekuiswa ma blindfolds maparents vachizosekwa nema fake surprises for houses that are not houses and weddings dzemari yema round dzenhema nhema nekupinda mujeri hatichazive. But kuchena akachena
But uyu akatanga rinhi zvekutaura fluent English asingandandame zvake zviye. Mhofu used to kill her confidence, she seems to be doing better without his lazy ass around! Her hips are also getting bigger!Ndazoona kut mafans ani ane problem. Why dragging mai tt's name pese pese mukaisa madam boss pano hamushaye kutaura zita ramai tt mukaisa mai tt pano you always compare her with madam boss saka murikundiudza hre kut group rino ndere kudestroyer mai tt nderekungo celebrater madam boss kochingobudai kaa pachena not kut zviite kunge murikuita zvrifare
Varikutaura zve one night stand hamuna nyaya handina kumuziva nezuro Uyo and our relationship yanga isiri yyamunofungidzira ende handisi kuzorondedzera saka garai neside renyu iroro zuva neteam repa Cosmo ririkukupa tunyaya nyaya about me hamuna nyaya Ini ndotaura zvinhu zvinemav11 kwete zvekunyepera munhu uchida kufadza vanhu uchida kuwana malikes nenyaya dzekunyepa Zuva Urban Tete Kutsvaga mbiri yeiko anambwa ndakaita mbiri pafacebook kare musati manephone anopinda pafacebook 🤣🤣 vamwe makanga muchiri kurima donje kumagunje🤣🤣🤣 manudes angu akatenderera kana usina kuona manudes angu Gara Pasi wakauya pafacebook nezuro