Friday, May 23

General News

November 19, 2023

Killer t Kufumurwa Anondi Disser Through Music Yake Saka Musaoindire Nyaya Dzangu Ndichamutaura Kusvika Zvanaka Saka Zuva Ngaambomira

Varikutaura zve one night stand hamuna nyaya handina kumuziva nezuro Uyo and our relationship yanga isiri yyamunofungidzira ende handisi kuzorondedzera saka garai neside renyu iroro zuva neteam repa Cosmo           ririkukupa tunyaya nyaya about me hamuna nyaya Ini ndotaura zvinhu zvinemav11 kwete zvekunyepera munhu uchida kufadza vanhu uchida kuwana malikes nenyaya dzekunyepa Zuva Urban Tete           Kutsvaga mbiri yeiko anambwa ndakaita mbiri pafacebook kare musati manephone anopinda pafacebook 🤣🤣 vamwe makanga muchiri kurima donje kumagunje🤣🤣🤣 manudes angu akatenderera kana usina kuona manudes angu Gara Pasi wakauya pafacebook nezuro          

November 19, 2023

Zvinoshamisa Zvinonyadzisa Zuva Habane Achifumurwa Zvese Yatove Hondo Ye Ukraine Chaiyo Pashata Tanaka X Wa Killer T Aramba Kujairirwa

Zuva hauna shape zimunhu rino sweata kuchipfunha pfunha🤣🤣you wish you had a body like mine wakanakirana neni here iwe zibhishu rekumagonyeti ndirikurarama zvinoenderana nemakore angu usandipe pressure im 28 you are 46,         I'm young you are old ,I'm still gonna live my best life iwe kuchembera kwese uku ungori ne achievement yemakeup kit 🤣🤣🤣🤣🤣🤣 besides makeup what else do you bring to the table zimbishu renzara Zuva Urban Tete           Yaa Good girl ramba uchindiposta kupage kwako ndokune vanhu vakawanda vanhu vako vazara kuinbox yangu you are making me famous uchifunga Kuti urikundiwachisa 🤣🤣🤣hahaha I'm actually laughing about it I'm having fun🤣🤣🤣

November 19, 2023

Zuva Habane Kama Haakanganwe Ndiwe Waida Kubudisa Manudzu A Madamboss Ako Ndoazoburitswa Una Walter Kaseke Ku Borgsburg SouthAfrica

Ndikande here v11 rema one aukaita pa Boks burg wadhumhanisa Walter nedhara remataxi ukapotsa wa...learn to mind your own business tinenge titoriwo nenyaya dzenyu kusadzitaura hazvireve.           Hatidzizive Zuva Urban Tete Walter Kaseke akandiudza Kuti haunake plus pakati pemakumbo ako pakaita charcoal grey ?Zuva Urban Tetee Tete you are. Irrelevant 🚮🚮🚮🚮        

November 19, 2023

Zuva Habane Oshurwa Asiyane Nenyaya Dza Killer T And X Tanaka Mushure Mekunge Ahakira

Iwe Zuva ndiwe ani iwee unoda Ku analyzer zveMjolo wangu ?? Wakanganwa zvandakambokuita 10 years ago pano pafacebook don't let history repeat itself kkkk hanzi ndikaburitsa manude aKiller T ndirikusungwa 🤣🤣🤣         Sisi handivhunduke Shumba dzepa box rematches ndakaenda ndikadzoka ungori upcoming socialite nanhasi uchingori upcoming 🤣🤣🤣 makatanga rinhi Ku owner Facebook mabrighadhiya ekumama Zuva Urban Tete      

November 19, 2023

Mashura Zvashamisa Vakawanda Nelia Kadungure In 3 Years Aparadza Hupfumi Hwese Hwa Ginimbi Zvinhu Zvese Zvatengeswa Even Ma Cup NemaPlates Emu Dreams Night Club

Three years after his death, everything in Dreams Bar went under the hammer on Friday. Even in deaths, the “ides of November” seems to be stalking Ginimbi. When NewsDay Weekender visited the nightclub, it was a pale shadow of its former glory. Potential buyers were milling around waiting to scavenge for things on offer.         Related Articlesaptly named his nightclub: Dreams. In life, Ginimbi had indeed dared to dream. A rural boy from Domboshava, an idyllic countryside northeast of Harare, emerged from a granite-hilled landscape to capture the attention of Zimbabwe and the continent through his lavish lifestyle and extravagant display of his wealth.         His business success transcended borders and he w

November 19, 2023

Mafans Onetsekana DJ Ola Zvaakabva Ku Starfm Achashaya Ma Endorsements Nekuti Ega Haazvikwanise Kastudio Kake Ndekenzara Nzara

Ma companies akakuita brand ambassador aiziva kuti they will benefit coz uchange uchi advertiser paRadio, sorry Olla wakaita wrong move, you are going to lose all contracts.         Vanhu vakakunyengera varoi chaivo coz vakakuwisira pasi, star fm its a radio station haiperi coz vanhu vanoda kuenda kuRadio not kwa Olla.         Takangozvarwa iriko star fm and nanhasi ichingoriko.We still love Olla Zvawaku taura ratove drama and he can still be an advertiser, he's popular          How many advertizers anongo zviita without involving Star fm Uri mhutter munyori           Pfungwa dzechi Zanu pf dzakakubata munyori.Zanu aidi change bu

November 19, 2023

Zvinorwadza Hurumende YeZimbabwe Ngaisadaro Vakomana Ava Varikupika 30 Years Mujeri Nemhosva Yavasina Kupara

Chino chinyika chinorwadza zvesure....sure munhu kurohwa life nenyaya yaasina kupara         Ava vari kupika 30 years nekuti vakaona banga Zimbahwe marwadzoMinhu anga aripo munhu achiuraiwa arikuti vanga vasipo saka vanotonngerwa mhosva yei             Mubvunzo wangu unoti vakaona vose here ka one kana kut pane akaona then kwzkuzoratdzao umwe...panenyaa apa ...investigation dzaksitwa vakatadza kutsanangura zvinovabudisa munyaa

November 19, 2023

Roki Muimbi Kubva Zvaakasvipwa Na Java Averombe Kupfeka Seminhu Aripamutoriro Hupenyu Hwake Hwakaminama

Just wondering the price of Roki Josphats Official shoes zve dress code Totonzwa nemi ve comment section šŸ¤”Ukangozembera Passion Java life yatodhakwa           Chii ichochi chinenge ngozi yekumalawi Zvamanje manje life is very tough for some other artist, they finding it so difficult to make ends meet before dressing themselves they got family to feed and bills to pay,           so if you are doing better than them don't make them a jaw braker or make fun of them we all humans let's support one another šŸ™           Instead yekuti weight iwandire ku luggage unenge wakutotorerwa 20kgs nehembe ka apašŸ˜‚.. Anyways, ndokumbirawo following yenyu.

November 19, 2023

Mashura Zvavekutyisa Marondera Sharon Mashowo Ouraiwa Nemurume Wake Kumucheka Cheka Maparts Achibva Atiza Arikutsvagwa Nemapurisa

The body of Marondera's Sharon Mashowo who was allegedly murdered by her boyfriend on Thursday being taken away by police.         Her body was only discovered on Friday.         The alleged perpetrator (the boyfriend) is currently on the run.Rip... The body was discovered on Friday nd police removing the body today 😭😭😭           Rip... The body was discovered on Friday nd police removing the body today 😭😭😭Zverudo izvi zvine calling kunge chifundisi

November 19, 2023

Mashura Zvavekutyisa Marondera Sharon Mashowo Ouraiwa Nemurume Wake Kumucheka Cheka Maparts Achibva Atiza Arikutsvagwa Nemapurisa

The body of Marondera's Sharon Mashowo who was allegedly murdered by her boyfriend on Thursday being taken away by police.         Her body was only discovered on Friday.         The alleged perpetrator (the boyfriend) is currently on the run.Rip... The body was discovered on Friday nd police removing the body today 😭😭😭           Rip... The body was discovered on Friday nd police removing the body today 😭😭😭Zverudo izvi zvine calling kunge chifundisi

228 229 230 231 232