Saturday, May 24

General News

November 16, 2023

Eve Dadi Mafumo Runner Onzi Tavekumuroya KuMalawi Nemunyori Arikuda Mari Yake 5 000rands Yaakabiirwa

Eve Dadi Mafumo Hauna Moyo,nemarwadziro anoita kushanda Mari R5150 yebhero uchaunza hako               kukuregerera asi mbavha hadzidi kunzwirwa tsitsi Hauna Moyo kutondiblocker hazviko,ndakakudembera kakawanda Seiko uri Runner mbavha

November 16, 2023

Shugeta Oti Inini Na Anna Honde Hatirambane Tiri Ma Soulmate

Pafair chaipo ndakatozongozvitambira hangu kuti inini na Anna Chibaby Honde hapana kana kurambana kwatomboita isu 😥   📷 Teezy the Comedian         Pafaire tichatouya kumuchato.Zvamakugona kuita ma skit mese kudai it's a step ahead.Tinoda muchate ❤️♥️           Muri maSoulmates you guys hamusiyane zvachose,dzokeranai hazvina mhosva zviriko everyone deserves a second chance             Wakakomborerwa Annah unotowana tym yekuita maskits naX wako haaa inini musi watosangana naX wangu ndomu seremura gotsi nedombo chete

November 16, 2023

Tatelicious Ochemedzwa Na Tanya Mwana Wake Baba Siyai Kupfeka Madress Murikundinyadzisa Kuchikoro Iye Iti Mazamhu Ndoisepi Nabhora Ndakamedza

Hanzi na Tanya " Nhai daddy mukauya ku visit ku school kwangu mouya makapfeka dhurezi here ? "🤣🤣🤣         Ndastika mufunge , ndazongoti Jean trousers 👖 🤣🤣Ndopaucha tsanangurira mwana kuti beche randaka namirwa haridi ma trousers ,roda zvinofura mhepo🤣🤣🤣🤣         Ndangoti mutodo mwanangu , ndiye zii hangu 🤣🤣🤣Dai ndisiri Celebrity unoti kune mwana ukabvunzwa kuti baba varipi ita kuti vakafa , zvino hapana asingandizive kuchikoro kwacho ikoko🤣🤣🤣       Maticha acho na headmaster they follow me pa Facebook🤣🤣🤣   Imi hameno , ndikoko 🤣🤣🤣   NO MATTA DE MATTA ndini baba vake hazvichinje🤣🤣🤣  

November 16, 2023

Mashura Truck Driver Mudhara Garitosi Anenharo Asungwa Ndobva Atanga Kubika Sadza Pamberi Pemapurisa Izvi Zvaita Vamupe Rimwe Ticket

Yaaaa ndokupedza masports uku shore werodone 👏Zvoda kuti wobika wodya kana kwasara nyama worasa akatarisa mupurisa🤣           Kkk and pari safe unonyatsobika wonyatsodya wosuka maplates ako wotomboresta zvako wozosimudziraI prefer kuti police yongosiya vanhu             vachiita zvavanoda no to traffic offense mbavha dzoita zvadzoda coz hatrage yacho its too much day rauchatakurwa nematsotsi oponera pablock ndopauchaona kuti

November 16, 2023

Tallyn Ndudzo Chikoma Vhaanga Achihwandisa Chazotsvagwa Vanhu Vadzifambira Awanikwa

Tally Ndudzo Murume Waasikuda Aonekwe Azotsvagwa Dzafambirwa kkkkkk             Dimple man tattoo man aaah zvinhu zvacho 2023 chipera 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣           Kkkkkkk dzafambirwa nyaya dziye kkkkkkkkk,,mafira Kureva will never disappoint 😂😂😂😂

November 16, 2023

George Chigova Wasiya Vana Vari vadiki Ndirikurwadziwa Mukadzi Wacho Ochema Hazvisikutambirika

Zorora Murugare George Chigova wasiya vana vachiri vadiki 💔💔 tichitenda Ishe achavachengeta .         Go well 🕊️🕊️🕊️our goal keeper,go warriors go 🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🕊️🕊️🕊️🕊️🕊️🕊️         1991 to 2023 💔💔💔💔💔         vechidiki tapera veduwe Ishe tinzweiwo 🕊️🕊️🕊️🕊️I'm really hurt mufunge by his death. I didn't know him personally but ndarwadziwa

November 12, 2023

Zvekutukana Pa Facebook Muchazvirega Nekuti Tichakusungai Nekuita Cyber Bullying Tatenda Mavetera Minister Votaura

Gurukota rezvekufambiswa kwemashoko neposvo, Cde Tatenda Mavetera vakaparura chirongwa           cheNational Cyber Security Awareness Month, icho chichabatsira nyika kuti inge ichiumba nzira dzekurwisa mhosva           dzinoparwa pamasaisai (Cyber Security Strategy) uye kuchengetedzwa kwemashoko (Data Protection Act). Vanzwei vachitaura . . .

November 12, 2023

Lorraine Guyo Na Anna Honde Vopiwa Yambiro Vadiyane Nevarume Vevanhu Pashata

Lorraine na Anna ...handina mashoko akawanda musiyane nevarume vevanhu mugadzike zviuno pasi muchatewo sevakaita Ukene weku Nigeria tipemberewo tifare ...           Munoti muni mu Zimbabwe hatidewo vana vanodadisa seavo ...Lorraine usiyane na Tinashe uyo haambofe akakuchatisa muchato iye ainevadzi hobho and Anna usiyane nedatya iro             Shugeta chero iri ex wako varume vazere muno chero mukaita ma 40 years musina kuwanikwa muchitsvaka venyu varume chaivo vanochatika navo not         nonsense dzose dzatoona muchimisira zviuno mudenga nemazamu kugara panzvimbo haagone akutoita zvekugara muhuro dzikamai tinodawo kudya zvakanaka zveNyika ino nemi

November 12, 2023

Jesca Mazere 47 UK Based Zimbabwean Akabva Ku UK Kuenda KuZimbabwe Muna September Arikutsvagwa Nehama Dzake

 please help, tirikutsvagawo munhu uyu, nyaya iri kumapurisa asi nguva yareba.           Any information please inbox. She travelled from U.K to Harare and noone knows where she is.        

November 12, 2023

Picture Rinorwadza Only Ndebele Is Alive Vamwe Vese Ma Warriors Afa

The lone survivor!    Only Madinda Ndlovu is still alive.         From left to right... Benjamin Nkonjera, Mercedes Sibanda, Willard Khumalo and Adam Ndlovu all gone.         Now Rahman 'Dr Rush' Gumbo is no more!   R.I.P. legends!

231 232 233 234 235