Sunday, May 25

General News

October 12, 2023

Gary Mapanzure Was Involved In A Horrific Accident In Masvingo Road Yauraya Shamwari Yake

Pindirai Mwari nyika yarema Garry atoenda here😭😭😭😭Masvingo 😭 tashota , maaccidents ayaka,             lets pray everytime usati wabuda mumba guys hatizivi hedu nguva nemusi , 😭😭 my heart is bleeding         We need to teach ourselves to wait for family members to announce death news, makuuraya munhu mupenyu kuda kunzi mune information.

October 12, 2023

Gafa Ku Netball Pauline Jani Afa Zvinorwadza Nyika Yese

Former Gems shooter dies   Story by Lawrence Trusida          FORMER Zimbabwe netball team and Black Mambas goal shooter Pauline Jani has died.    She was 34.         Black Mambas coach Talent Museka confirmed the sad news, saying Jani died this Wednesday morning at Parirenyatwa Hospital after a long illness.          The eccentric shooter played a crucial role when Zimbabwe qualified for their maiden netball world cup in 2019.         Affectionately known as Gaffa in netball circles, Jani's last dance with the national team was in the Gems' last match at the 2019 Netball World Cup against Uganda.  

October 11, 2023

Zanupf Gangster Norman Maunga WekuMasvingo Ozviuraya Asi Asiya Anyora Tsamba Regretting Kuponda Kwaaita Vanhu Achiri Mupenyu Hama Dzoramba Kumuviga

Police today left Zanu PF notorious gangster Norman Mawunga's body dumped outside his homestead after concluding that there was no foul play.       Mawunga who hang himself from a tree left an audio to his son Joe in which he accused family and clan members of pushing him into committing suicide after terrorising and tormenting him over his Zanu PF and FAZ activities.           Mawungwa's body spent the whole day in the scotching sun as angry family members including his brothers refused to have anything to do with his burial and charged that Zanu PF should bury him instead.           The body will stay in the open until burial in accordance with tradition that bodies of

October 11, 2023

Zvinoshamisa Zvinotyisa 28year old Oponda Kuuraya Amai Vake Kuti Vakanga Vachindiroya Kuti Ndisaroore

Matauriro emurume uyuwo vachatozouya ndazoo zvikazoo heish anyways zvakaoma hazvo mhepo dzinombotishaandisa shuwa kutouraya amai chokwadii         Ndichanoroora mudzimai wangu...ndichanoenda kumasowe ndichanoudzwa Kuti Mai vako vakasunga nhengo yako....ndichanotama pamba pamai vangu iiiiiiiiiii🙌           But sometimes unenge usina option amai vakashungurudza vana vese nekuromba kwavakaita jus imagine vana kupera nezvisina kana tsarukano    Iye vaimushandisa futi

October 11, 2023

Baba Harare Vodhisa Holyten Album Rako Handicharioni Rakadhakwa

Iri zibaba iri haritonyari kutsoma mwana, Holy Ten anokuremera iwe braveman zidzoro ndosaka ukutadza kuchengeta mwana wako.         Ndosaka wakarambirwa collabo na Winky       Ini holy ten ndakatadza kumuteerera hangu handizive kuti anoimba zvoshata hre or zvovava. Uuuu           Shamwari, Baba Harare panapa tinotovadhifenda same same defence yatinoita Winky D. Saka unakwana zvako. Kana zvakubhowa huya ndinogara munaMukumbadzetse.

October 10, 2023

Munamatireiwo Sikhala Obuda Ropa Mukanwa Mumhino Nekumashure Ari Kurwara Serious

BREAKING;   I have just spoken to Harrison Nkomo the lawyer of Zimbabwe’s political prisoner and CCC politician, Job Sikhala.           He confirmed to me that Sikhala is seriously ill and that he is passing blood in his stool.       “He complained of a rumbling tummy and he asked me to bring a doctor today,” Nkomo said a few moments ago.       Job Sikhala has been in Chikurubi maximum prison for 483 days without bail and without any custodial conviction.       Bail is a right under Zimbabwe’s constitution, but it has been denied to Sikhala who many have said is being persecuted for his political activism using the police and judi

October 10, 2023

Baba Tensen Vopinzwa Busy Na Tom Jones Munodirei Zanupf Zvakaoma

Iyi mhata inofunga kuti ichapiwawo zvimota manje dololo uchamama nenzara uchiti kushata kunge mboro yaMnangagwa ine sick😡           Imi baba va ten cents kuda zanu its yr choice uye haurambidze nemunhu but rega kuzoita kunge unofungira vanhu vese nekuti muono uyo ndevako ad it will be yrs forever pliz....usataurire ruzhinji kungevana vako ita zvako nemukadzi vako ndiye vaunomirira nevana vako pliz             Iwee TOM Jones chakubata apa chiii siya munhu aite nekutaura zvaanoda,zvawataura iwe zvemboro watukwa naani uchafa nebp iye achitoenda mberi,gore rino unofa chete party yako yakadyiwa,team yako iri kudyiwa,mukadzi wako arikudyiwa woda kupedzera shungu pane munhu arikuzvitaurira zvaanoda un

October 10, 2023

Tom Jones Owundura Doreen Zvirimubhurugwa Tengera Murume Bhutsu

Tengera murume bhutsu iwe mari yembanje nebrongo ukuyisepi dumbu rinenge chigubhu chamamirwa nahwindi           Nhai iwe Tom ko murune wa Dorie adii ko kana riri gumbo rake raka tsveyama zvinei nekutengerana butsu siyayi murume uyu taura na Dorie kwete kupinza hubby wake .         Wapiwa marii na Ketsina usadaro waidiika zvino same fanana na Ketsina . Leave you life u are good like that zvekutsvaga content ye mhuri mangwana unosara wega. Kana wagwadziwa ne shangu Tenga kaiwe unayo mari change ye MOTA         Don't be hotspotted Tom Jones vanhu avaa masisters mangwana vachawirirana iwee vanenge vakutokuita benzi blood is thicker than water

October 10, 2023

Sviden Oganza Achipemberera Archivement Achirakidza Stove Yake Ine Oven Nemapoto Egodo

Cooking show live coming beefstew mixed with potatoes 😊😊         The transformation of my mukuku 😍 👌Ndikuwuya askana ndichiri kupedzisa kubika sadza nyama tobika tese vanangu 😍😍😍           First time kubikira sadza mupoto yebhonzoHamuchiwonaka nhai axana poto new1 plus stove nyowani combination bho zvokuti😁

October 10, 2023

Mudiwa Cookie Oramba Murume Wake Dziva Oti Akange Akamunhonga Kwaaichengetwa Ane Mhepo Dzisinga Pindirane Nemanjuzu Ake

Ireland Queen Of Njuzu Mudiwa Lyon Oramba Dziva Waive Rombe Randaichengeta         Taitofunga Kuti mjolo unonetsai Mai tt chete isu tikanzwa muchitaura         Munozvinyanya,ko kungopedzera nyaya dzenyu ikoko,isu tinei nazvo,manjuzu apiko anongozvishambadza hakuna njuzu inopwatika kunge maputi arikutsva,respect vanaChemadziva iwe unotinyadzisa iwe,unotishoropodzesa nenyika,njuzu inozvivanza, inosema matuzvi,inoda chokwadi but yako iyi hamheno yakaita sei           inongozhozhorodza siku nesikati,inopindira nyaya dzekubedroom kudziita public,handizive hangu kuti yako iyi ndeyerudzi rupi inoda ruzha,RESPECT,chivanhu iwe,usatisvibisa

245 246 247 248 249