Sunday, May 25

General News

October 10, 2023

Zimbabweans Voti Hatitengere Sviden Fridge Sezvo Anewo Stove Nemapoto Manyowani Zvaakatemgerwa Na Olinda

Pamusoroi hama vadikani ndangoti since iri Sunday kudai zuva rakatendeka, zuva rekuti vanhu vanenge vakarerutsa moyo,vakazadzwa nemweya mutsvene pane ari kukwanisa here kuPledger Fridge yaMummy vedu vatinoda tese pano.         Kitchen yedu irikubuda sweet tavanemapoto manyowani nestove nyowani semhuri kwangosara fridge.Musakangawe kuti kupa kune mufaro kunokunda kugamushira munotendwa nedenga.         Huyai henyu nemapledge makasununguka 😊Mama vanodika kani Apa vari clean Kwete kangozi i Kaye         Ndaka svipaSviden anodika ndomuda hangu kukunda katsambarafuta aka Swagger STFZ Nation kanoswererq life in Mazepes voice.         Sviden anoshand

October 10, 2023

Olinda Weightloss Sugery Gone Wrong Kuwaster Mari Atofuta Futi Musazviite Mazimba Izvii

Weight loss surgery is not a solution to weight loss. Eat less and move more . Ukasagadzirisa nhapfu pachikafu unongofuta futi         Ukatarisa Olinda unotoona kuti love chaiyo hapana anotodawo zimbinga riri musame age group naye but hakuna murume anodzinodhonza ane mari anombomunyenga kunongoenda mastreet kids iwaya anaTytan nemastreet father ana Stunner vane nzara vanenge vachida kuchengetwa vachihura netumwe tumababie twavanoda kuside.           Apa akufuta futi.Tru murume ane 2 dzinoshanda haagarire zvakadai. Mate acho anotoperaka uchinanzva munhu pane kuenda zvako kushift and upgrade pane kuswera uchimhanyiswa.

October 10, 2023

Mambo Dhuterere Vomitisa Musikana Izvi Zvisina Kufadza Mukadzi Wavo Nemafans

Asi iwewe Dhuts iwewe imbonatsotiudza kuti mukadzi uyu ukunatsomutambudzirei chaizvo??.       Wakamanikidzwa nesangano kumuroora here chiiko?.Paye wakenda kuUK ukabura mascandal wakuhura ikoko ukafumurwa pano ,nhasi wapamazve zvitori worse kuhura zvekutosvika pakumitisa kunze nxaa.           Wadii wamusiya aenda hake pane kumuitisa chiseko chenyika kudai.Nxaa uri zigongomutoto plz vese vanenge vasangana naDhuts mamisai stereki chekai kadora ikako tione anohura neyi.Shiti yemunhu           Zvakatovafita zvechibhishu baba Ava Shuwa. Zvekuimba gospel ritoriwo drama🫣

October 10, 2023

Freeman Hkd Boss Kuda Kuita Imwe Album Imwe Yaka Flopper Dzangove Nharo

Saqa Mati ndoLauncher rimwe album Best collaboration Video Song paLast collaboration risat rapinda mu1M views here..haa       musadero maGallis... Pamaiti Video rakadhakwa ndaiti maitamba zve ini🤒      

October 10, 2023

Update On Job Sikhala Munamatireiwo Chiremba Omuona Zvoonekwa Ane Colony Diseases Zanupf Yatomuita Yekwa Tsvangirai Colony Cancer

Job Sikhala UPDATE;   Job Sikhala was seen and examined today by Dr. Kondo.       He made the following diagnosis:       1. Job Sikhala’s blood pressure is too high, possibly because of the prison conditions.       2. His right foot is painful and he is experiencing a sharp burning sensation. The doctor has recommended a colonoscopy because of the internal bleeding.       The doctor has prescribed bp medication, pain killers and antibiotics.       Job Sikhala has been in prison for 482 days without bail or a custodial conviction.   A colonoscopy is a procedure that lets your health care provider check the inside of your entire co

October 08, 2023

Pachivanhu Chedu Hazviite Zvawaita Mutumbi WaSaint Flaw Wouya Pastage Urimucoffin Winky D Jahprayzer Vanongopisa Vanorira But Havaite Mashura Awaita

Winky D kusvika level raari haana kumbobvira auya pa stage arimu coffin same as Jah Prayzah etc.pachivanhu chedu it's something scary.         ehe Rise and lead hayo but zvekuuya urimu coffin here.uyu wendebvu achadaro akanojoinisa mwana ma rituals kwaingonzi ku rehab rehab ikoku anyway who are we to judge but kudenga kucharohwa mbiti.           mati Mambo Dhuterere vakamitisa ani wavarikurojera?       Jah is Jah , Gafa is Gafa. Siyai mwana aite zvaanoda. Even nyangwe vanhu mumamovie nemafirimu vanotoshandisa wani maCoffin aya vachipretender kunge vakafa varimo mukati muchitoEnjoyer.             Chakanyanya kushamisira chii zuro paz

October 08, 2023

Doreen Ofumura Huroyi Wa Ketina Akapa Maitt Mari Yakarasirirwa Zvinoshamisa Zvinotyisa Zvakaoma

Hanzi na Doreen Ketty akapa Mai Tt Mari yekurasirira... Haaaa gore rino zvirikubuda zvose.         Ivo vachinyanya mai TiT pese pese kungokumbira       Muroyi uya wamunoti Ketty ndapaunonzwa zvimwe zvivanhu zvichiti aida mai tt imi mukwame akauya kuzoparadza mura nekuda kwegodo rake           Naivo vanodawo mashamwari mai tt vaity zvinosvikepi naketty wavanozia ktt ndibest waluvness apa luvness namai tt havaonane kumwe kuzviparira nekudawo mafriends zvisina order

October 08, 2023

Muimbi Kikky Baddas Otoorwa Kevhi 2 Zvakare Izvi Zvashamisa Mazimbabwean

Muimbi Kikky Baddas Aroorwa Zvakare Kechi2 Advice To her Mutsvitsa tsvene Yake         Ko angadiyi cc wake Mai T2 vakava gadzirira nhaka uku kwatowa kudya riva renyika yepikirwa kuforowa matsiko asisi         Ane nhamo anoroora munhu ane zita rakadaro soo🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 l think kudzikama nowadays its now a waste of time😅😅😅congratulations again

October 08, 2023

Ngoni Kambarami Muimbi Ofirwa NaAmai Vake Hatimunamatirewo

Ngoni said "Handina neremuromo. Marunga, Mwari vaita kuda kwavo. Zororayi murugare amai vangu.         🕊 🕊My deepest condolences bro may our Lord give you strength and comfort during this difficult trying timesOh no man you recently celebrated her birthday 🥲.       My sincere condolences bro may the good Lord console you and the rest of the family 💐

October 08, 2023

Tinashe Mutarisi Ojoinisa Saintflaw Zvechisatanist Chokwadi Munhu Kuuya Ari Mu Coffin Pastage Zvinotyisa Zvinoshamisa

Zvine chisatanic mukati izviAsi zvekuuya pastage munhu ari mu coffin yatova trend kani?         Chikomana chiya chekuTanzania (Diamond) was the 1st one wandakaona now zvakuZim, maiweee!!! Vana vapera shem🙆🏽‍♀️         Uuuuuum muchati the entrance was amazing Ari ma rituals arikuitwa it kinda looks demonic..... coffin here veduwee 🥺 even mukati art you should know art yese got an inspiration what inspired his kinda art ??         Y'all don't forget kuti music is the devil's playground too kubuda mmu coffin is just so wrong

246 247 248 249 250