Kusimba or imwe nhumbu??? Anyway sisi pokie vanochena ndatenda hangu maiwee😂vamwe tinogopfeka hedu but sis dresses up 😍👏👏👏 This outfit is not make sure 😅we all go kumwedzi ryt we have those days yatoita bloated or myb its age bodies do change ne age Am amused by the people refuting the idea that she might be pregnant as if vanorinda punani yake ☠️😂😂😂. Kokana iri nhumbu zveshuwa , it’s not a crime not to know nor is it a crime to speculate either . Haibo☠️😂
Mai Bee rega kushandiswa naTyra iwe nekuti akuda kuchengeterwa mwana wake akuenda newe kuSA aidi kumboenda newe pese apa iye chake kuita chipfambi iwewe ndiwe unenge uchibatiswa madhodhii emwana pese apa vaisaziva kuti unoda kuenda here munhu ngaaite zvemwana wake waakazvara, even kupiko kuzvimuchato zvake zvaanoita haaende newe even kunofara anokusiya now ajuenda newe kuda kunzi ane love newe dai wakatochengeta mari yebusiness now watova naflee market ako wakuzvigarira unosvika rinhi mai Bee unoberekeswa Mickey chaiye achembera uchingobvuma changamuka iweUkangoziva kuti admin Mai bee varipabasa unobatsirika iwe Bora ngoma munyori Mai bee vano
Its not olinda its a fan ariku uk Thank you my people for always blessing me Honai zvandayitirwa ne fan nhasi veduwe all the way from uk mwari ngakukomborerei ma svidish handina kana mashoko 😭 You deserve all the happiness and success in life enjoy your pots and keep doing good things You have a good heart and great sense of humour .Keep up the good work,
HWINZA KURAMBA KWAWAKAITA MALOTI HANDIONE PANE CHAKAIPA ASI KUTI AKATOZOCHETEDZA HUPENYU HWAKE- Vanhu vari kushora Hwinza nekuputsa mota iya kwaakaita tomboti uriwe uchiona babe rako richitorwa mapics manyama akadai neumwe mukomana how do you feel ,?? Musangoshore mukuru wechimusvunha purizi🙄😲
Mumwe wemaporofita makuru mu Zimbabwe,prophet Freddy,vapwanyirwa imba yavo ne kanzuru Zvinhu zvemuZimbabwe ndakatozviradza ndosaka ndisingagariko,sekuru vangu vakapusirwa imba ndakatarisa mugore ra20008Last time akapwanyirwa church now imba.. Ko spirit haisi kuonawo here kuti something irikuitikawo apa Some one is behind this kunana Papa ikoko....am sorry only God will heal you.....varikuti akadii kuzviona n'anga inozvirapa hr
Ladys in diaspora will be saying "better kutowana boyfriend inenge Shugeta isina mboro hombe but iri loyal.🤣 Kukura kwakewo kuri mumatama nedumbu🤣" Idya mari Shuggy #HOMWE_iHOMWE👏👏👏Haana mboro Shugeta uyu , machende chete🤣🤣🤣🤣 Mboro yakasonyura kare muzidumbu irooo🤣🤣🤣Ndeye kutojegera nechigunwe kuti isabude 🤣🤣🤣🤣🤣 Kungofema chete uchikwirwa yapoya🤣🤣🤣🤣🤣Shugeta Chisale Chizhanje Mudungwe Peter Dhewa Moyo Oscar Pambuka Shadhaya Fantela Panhaurwa dzemboro team iri Zvigusvani🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Pamh*ta pamai vako Dorine..Ini handisi mai vako ndakakunhonga kubhawa.Hakuna family yakadai😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 Bt mai chaivo vane moyo wekubereka havaite zvakadai , tozoona fut kut mai ava havana option vanotongoita izvozvo cuz vakaramba vanopinda biz naKetty woo saka iiii pakaipa Dorine akaita zvekutamba achagamuchira shavi rehuroi nekuti ane godo ne ma siblings ake haasi munhu anofarira chakanaka chinoitwa neve ropa rake hongu pane vanenge vachipenga asi Dorine acharoya negodo ndiye Ano simudza musindodorini sorry hako kana uri mwana wemurume or wehama yambuya ava chero ukazonzi sorry but take this as a loan,
Ngatifareio na mai Svova nhasi first time yavo kukwira bus muhupenyu ,nekupinda wo mu Harare . Maita basa tete Tilder mavakwiddzawo bus , Shema kwasara iwe kukwidza mai Ruva bus vaendewo kana paKadoma hapo,,Bus vaikwira havo vachiinda kwaGutu, vachiinda naJoa, Harare ndokwavatanga vo kuuya nhasi, ndafarira kuti vanga vachinyatsotaura and vakafara, Vakachena zvavo
Problem yako unouya nenyaya dzako wega heee tytn anosvirwa kumukosho heee haana marii hee handichamude amai vake havandide ndiwe unoudza vanhu nyaya dzemumba mako olinda uchiita malive uchitiudza....why usingacoppy MB wakublamer Sir wicknell eeeh vasiye vataura zvavanoda ndiwe benzi manje ukapa vanhu nyaya vanotaura so far you loose respect takutoziya kty murume wako igay bcz of you takuzviziva kty wakaroorwa neloan ukaibhadhara ska usatsamwe ndiwe unnovhura mahombe wega pasina akubvunza Olinda ane mental health uyu dipolar chaiyo anedza kudaro odzura page odzoka achita kunge asina kuzvitaura 😂😂😂 akuto blamer vanhu vanenge vaku commenter nyaya dzake
Mamuka sei ? Please vadudziri vehope help me interpret my dream. Ndarota ndavhura Church but this Church yanga iri pa next nechurch yaProphet Emmanuel Makandiwa. So the personal secretary wa Prophet Makandiwa came to me and said Queen I follow you pa Facebook and also ndiri secretary wa Prophet Makandiwa. I never asked this lady's name but ndamuti take me to Prophet Makandiwa , I want him to bless my Church. Tasvika kuma Prophet Makandiwa and Prophet Makandiwa said to the lady , munhu wawauya naye haadi kubatwa musoro wake saka hameno kuti ndomunamatira sei .Prophet Makandiwa was telling this to the lady . &n