Mamuka sei ? Please vadudziri vehope help me interpret my dream. Ndarota ndavhura Church but this Church yanga iri pa next nechurch yaProphet Emmanuel Makandiwa. So the personal secretary wa Prophet Makandiwa came to me and said Queen I follow you pa Facebook and also ndiri secretary wa Prophet Makandiwa. I never asked this lady's name but ndamuti take me to Prophet Makandiwa , I want him to bless my Church. Tasvika kuma Prophet Makandiwa and Prophet Makandiwa said to the lady , munhu wawauya naye haadi kubatwa musoro wake saka hameno kuti ndomunamatira sei .Prophet Makandiwa was telling this to the lady . &n
Dorine kumbira amai vako ruregerero before ndisati ndaisa more 🔥 Ketty Masomera sryy hako ndakumbopindao Mu family memyu timbogadzirisa munhu wenyu we know mamutadza #everyone #followers Analysis nyaya Gogo musalad 😭😭kupopota kwavakaita I don't wish anyone's mother to do I know ishungu Murandakadzi Social pals dear chimira zvakwana
Mazepe Ofumura Vanhu Mai Mazowe Vakandiudza Kuti Mhosva Akazadzwa Chirwere Na Sisi Mecky saka mhoswa arikukwana papi apa mukushaya anokusungisai vanhu imi haaaa chiiko demedi Anoziva here mazep kuti kutaura status yemunhu zvisina mvumo yake unosungwa here .zvimwe zvongodao njere kushaya mabasa here uye munhurume Rega kuita semkadzi
Unfortunately prison doesn't change everyone. Uyu kunyepa haaregi. She believes her own lies. Kunyepa chinotori chirwere 🤥 Apa madofo ake (Cat Family) tiri kuawona muma comment section kuti havasi kumboziva kuti mai vavo vakasungirwa chii 😃 Zvine lucky kudhota wakamirirwa chokwadi sungwa uwone kana panze haupanhuwe kusvika wabudaInga makanzwa vatarisirei soon apa takungovaona ona panze sekutamba so zve zim here
By Hopewell Chin'ono More than ten doctors wrote to me this morning correctly expressing their legitimate anger at what happened to one of their colleagues yesterday in Manicaland. This is Dr Mthabisi Nembaware. He was involved in a road traffic accident yesterday, he was coming from a rural hospital in Hauna where he was saving lives, he was going to Mutare. The car in which he was a passenger had a burst tyre resulting in this tragic accident. He had severe Traumatic Brain Injury and was stabilised at Mutare Hospital. But unfortunately the hospital doesn’t have a functional ICU unit or a functional city to city ambul
Chatunga oti Kushow Ya WinkD Ndomira Kana Kupovo Ndinomuda Magafa Holyten Handimude Anoita Zvemusangano Nekuda Clout Ndoda Volts Anogona Bar For Bar Chatunga oti Kushow Ya WinkD Ndomira Kana Kupovo Ndinomuda Magafa Ukooi Chatunga oti handidi Musikana anoenda Kubhawa Kupfeka Magogi akareba Neiswa Simbi Mumazino Handibate
On the left is Hwenje of Zanu PF who was recently gifted with a car On the right is the popular CCC activist Cucsman I could write a thousand stories about this picture I am challenging all the "Mbingas" who support the CCC to buy Cucsman something substantial Yes Cucsman doesn't do this for the money,i know this for a fact, But still tengeerai mwana something Prove that you appreciate what he does Prove that you acknowledge the sacrifice,him risking his very existence to do and say what most of us can't By the way,Cux has never asked for money from anyone including myself,this is 100% my idea
Baba Harare fely was very happy to see you and you saw her the right time masiya mapedza masports,,kudoz to you 😍😍 Thanks for being the friend that Feli needs ❤️❤️Mai maketeni ini angu ndakukudai nemoyo wese i can tell kuti amuna zuva ramojamba kunoona mura vangani veduwe vangazviita you are a true friend sisi keep it up more ♥️and 💡Vagona zvavo, was always in my mind kt pa team ravo baba harare ndovandisaty kna ndanzwa vachitaura anything about her why, I'm relieved
Sir Dhotonya pfee pachando Ketty Masomera Finally my blood is here Mukomana wenyora Pagaro asvika 😜 as I promised him kwa Sekuru sugar 2011 I will be back for you soon and so I did ! #chidhakwachakarongeka #family #blood #sinyoro #nyoradzakashanda 😜😝 #iamthenreadwinerI was so emotional seeing this post but after reading mukomana wenyora pagaro l lost it 🤣🤣🤣🤣
Apostle Chiwenga Anonyepa Zvaanogona Ndezvekutuka Chete Ndasiye ChamisaSaka akanyepa here kuti Musa Bata mwari pa nhau dze matongerwa enyika mwari musiyei mwari haabirirwi ne munhu Chiwenga plz Buda pachena kuti urimuparidzi or a politician coz haunzwisisike maonero angu uneruvengo pana chamisa nkt murivezera rimwe ndozokundwa paridza shoko sezvazviri kwe ku attacker chamisa hamudi hr haama dzenyu kuti dzigare zvakanakaKkkkkk Apositora Chiwenga zvavo zvirikutovafambira nekuda kwezita raMwari ravanoti ivo Vega ndivo vanofanira kuridana vamwe vese hatifaniri kudana Zita raMwari akatisika.Asi zviri kutovafambira kwazvo kudarika vane mabhizimisi Chiwenga ak