Zimbabwe 🇿🇼 Yakagumbuka Kuti Wicknell Anoita Statehouse Kunge Toilet 🚽 Yake President Mnangagwa Vanoita Zvese Zvada Wicknell Apa Ane Nyaya Dzekubira Nyika Mari âš°ï¸âš°ï¸âš°ï¸âš°ï¸ðŸ˜±ðŸ˜±ðŸ’°ðŸ’°ðŸ’”💔🇿🇼🇿🇼🇿🇼 Zimbabwe 🇿🇼 Yakagumbuka Kuti Wicknell Anoita Statehouse Kunge Toilet 🚽 Yake President Mnangagwa Vanoita Zvese Zvada Wicknell Apa Ane Nyaya Dzekubira Nyika Mari âš°ï¸âš°ï¸âš°ï¸âš°ï¸ðŸ˜±ðŸ˜±ðŸ’°ðŸ’°ðŸ’”💔🇿🇼🇿🇼🇿🇼
Muvengi haana simba zvake just 3 days after we released Gore Rino which was produced by Dr Tawanda Music. I am receiving a message that he was involved in a car accident asika. I wish you a swift and full recovery, my producer, and may this experience fuel your resilience and determination to emerge even stronger. #Hatikundikane #TinofambanaMwariAnoeraGod is a lways good and bigger than a situation.. and remember no weapons formed against us that will prosper over our lives.. get well soonAoo my brother im so sorry,JESUS fought for u and he won ,Thank GOD u are aliveâ¤ï¸â¤ï¸ðŸ˜ž
Mapurisa anoti ari kuferefeta rufu rwemutikitivha wekudivi reCID Homicide, Muzvare Cassandra Hove, avo vakapfurwa nezuro China muBulawayo pavaitandanisa vanhu vanofungidzirwa kuti dzaive mbavha.I am deeply saddened to learn about the tragic passing of Detective Cassandra Hove, who was shot dead by armed robbers in Pumula South Bulawayo last night. She was one of my TikTok followers, and I'm still in shock over this senseless loss of life. I hope the authorities will work tirelessly to bring the perpetrators to justice and hold them accountable for their heinous crime.Famba zvako Cassie Save 💔
The ZRP reports a fatal road traffic accident which occurred on 06/03/25, at around 1240 hours, along Harare-Mutare Road, near VED Mutare. A haulage truck collided with four vehicles and hit four pedestrians before overturning and landing on its roof whil#MCMupdates : Upate from the haulage truck accident Four people are feared dead after a haulage truck carrying cement veered off the road and overturned just after the Robert Mugabe Way/Aerodrome Road roundabout in Mutare this afternoon. Five people are reported to have sustained injuries and were ferried to Victoria Chitepo Provincial Hospital. Witnesses say the deceased were pedestrians wgo met
Mufakose yakutoda kutsanya kuzhinjiA 54-year-old Mufakose man was this morning arrested for allegedly stabbing his son aged 14. Mefias Chimbowa’s reason for stabbing his son Nolan Chimbowa, who is in Form 2, could not immediately be ascertained.Harare provincial police spokesperson Inspector Luckmore Chakanza confirmed the arrest and said Nolan was rushed to Sally Mugabe Central Hospital. The incident took place at a house along Gwenhure Street.Mufakose mufakose week haripere tisina kudza nyaya kubva ikoko. Ko why nhai
Mabrijo aiseka mukadzi wa Nox Guni hanzi na Mwari akuna chakavanzika chisingabude shuwa 😂😂uchiposter mukadzi wa nox kuti atukwe NE comment section inini zvichiri zvakandibataðŸ˜Hanzi seka urema wafa
Very disrespectful ichi ! Ndomagariro anoitwa murume arikutora mukadzi mumazuva mashoma arikuteera , kukochekerana netumwe tukadzi 🤷ðŸ¼â™‚ï¸ Shuwa sonja akazvibva zvechidhafu ichi ,…Lulu I cash chete yaakuda I don't think she's all that happyVarume vadhafu madiro avo vakadzi kuenda vachiratidza nyika yese hurema hwemu brugwa 🙌🙌Mari ine minana, iyo cucumber yacho inosvoka here kwainofanira kusvika nenhumbu yema twins 15 iyo yavanayo? Green salad yacho inozonzwika here kana cucumber yongodongorera chete? Ndominana ýacho ka iyi, asi zvirina salad ikasa nzwika iwe hako uchiziva kuti after wapinda machena
MaDrugs anga ari muCoffin here?This happened at Lundi ,the owner of Claremont funeral home in not involved at all and he is not part of this .He runs his business in a very professional way and they have assisted us with some of our burials in Zimbabwe. We have raised issues of people using our stickers to commit serious crimes.Special thanks to ZACC for arresting these criminals this will send a strong warning to everyone. More investigations are needed to determine how did they managed to cross the border. WE SAY NO TO DRUGS Haaaaa izvi ndozviziva ma driver anoenda nema body anozviita izvi it's only kuti hatidi kupedza mabasa evanwe asi isu tichienda nobody maive makazara z
MURUME anozviti in'anga, Petros Chiropa (35), wemumusha waMatondo kwaChigodora, kwaMutare akatongerwa kugara mujeri kwemwedzi 54 mushure mekubatwa nemhosva yekuba US$20 100 yaAssistant Commissioner Florence Marume avo vanoshandira Zimbabwe Republic Police (ZRP) kuMasvingo.Pamusoro pekugara mujeri kwemwedzi 54, Chiropa akanzi adzosere Asst Comm Marume US$8 100, inova mari yakasara isina kuwanikwa pane yakabiwa. Mutongi wedare reMutare Magistrates’ Court, Muzvare Annie Ndiraya, ndivo vakaita nyaya iyi uye muchuchisi ari VaTafadzwa Zulu. Chiropa akawanikwa aine mhosva mbiri dzinoti yekuba midziyo yakachengetedzwa sekutsanangurwa kwazvinoitwa muchikamu cheSection 133 (2)(b) chemutemo weCriminal Law (Codification and Reform) Act, Chapter
Breaking News John Zvivi and Alista Sibanda will be extradited to Zimbabwe to face charges of murder. Minister of Justice and Constitutional Development Mmamoloko Kubayi signed their extradition papers yesterday.Interpol will hand them to ZRP at Beitbridge before the 30th of March 2025. They killed baby Princess 2 years ago and throw body in a dam then fled to SA .They were arrested by Thomas Nhundu It's more than 2 years baby Princess hasn't yet been buried .The body is still at the State Mortuary waiting for the post moterm results to be released to the family.This has put the family in a very difficult position.The pain to the mother is too much .It'