Monday, May 26

General News

September 12, 2023

Butterfly Onzi Timuitire Go Fund Zvanyanya Sure Kuita Kuverenga Tuma Piece Twenyama Mupoto Zimbabwe Yaoma Zanupf Pfee

😭😭Tadii taitira Buterfly go fund zvanyanya izvi.Kuzoona munhu overenga 13 tumasojeji tutiki tiki itotu shuwa mhuri kurarira 2 tumasoseji itotu😭.Masoseji anodawo ari 5 or 6 pamunhu plus ari mahombe.Zvakaoma hazvo           Buterfly nhamo yazomusvuura😭😭Wadii waendawo kumaCOS nhai iwe wasiya zvekungodzengerera nanaShugeta ava marombe enyikaPa Zimbabwe it's normal kudya sadza nema veg asina nyama , straight up mbida like that , sausage iyo it's luxe kune majority of the population             ndakazvifungawo paakaposta kkkkk kuti dai arega make anyway ndozviripo in most families dai asina kutaura kuti ndozvevanhu vangani🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣utwo haumbonzwe kuti kasvik

September 12, 2023

Shocking News Munangagwa Dambudzo Hos New Cabinet Ndovanhu Vanga Vangoripo Pakuuraya Zimbabwe 5 More Years Here These People Vachingotonga Pachitororo

BREAKING NEWS: President Mnangagwa announces his new Cabinet   Minister of Finance - Prof Mthuli Ncube (Deputy Kuda Mnangagwa)   Minister of War veterans Affairs - Christopher Mutsvangwa           Minister of Youth Empowerment Development - Tino Machakaire   Minister of Sports Recreation Arts - Kirsty Coventry   Minister of Environment - Mangaliso Ndlovu           Minister of Tourism - Barbra Rwodzi (Deputy Tongai Mnangagwa)   Minister of Defence, Security and War Veterans - Oppah Muchinguri   Minister of Women's Affairs - Monica Mutsvangwa   Minister of Local Government - Winston Chitando       &nb

September 12, 2023

Pashata Zvakutyisa Thomas Mandaza Ochekwa Chiweti Chake Nehureee Mushure Mekunge Atadza Kubhadhara

Another men gone .nematambudziko kwamuri vana baba .zvekare chiri chidzidzo kwamuri varipano kuti siyanai nema bhishu please honayi makupera .😭😭😭😭         Satan haana kwake veduwe kkkkkkkk unenge uchiti wakangwara kuhurira madam fume mutezo wadimburwa madam vosara neyavo           Satan haana kwake veduwe kkkkkkkk unenge uchiti wakangwara kuhurira madam fume mutezo wadimburwa madam vosara neyavoZvirinani kna afa hke panekugara hupenyu hwese asinganyenge nemanakiro anoita pakati iwe usisina chinonyengesa chacho

September 12, 2023

Tinashe Mutarisi Dai Tangomuti Mbinga Chete Zvekuti Isina Noise Ratove Drama

Ko Tinashe Mutarisi tadii tangomuti MBINGA chete zvekuti isina noise tisiyane nazvo coz haaa mukuru ava kusava nenoise kwacho handisi handisi kukuona ini…, Strive Masiiwa ndiye angatofanirwa kunzi mbinga isina noise         hatimbosangani naye mumastreets zvinoita baba kunongoswera kupesuka muno mucomboni vachitsvaga attentionMutarisi mamunyanyira pano, give the guy a break aah🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣mbinga munhuwo           Chaunoti noise chii? Noise inoita Tinashe neya Java zvakafanana here? Saka munhu otadza kufara pa Social media nekuti anemari? Musade kuudzira vanhu zvekuita ne life dzavo Tinashe haavhairire varombo so haana noise munhu anotongonakirwawo ne Social just like you vanhu hatifanane

September 09, 2023

Olinda Dai Angotenga Dhildhoo Than Kuenda Kuna Stunner

But worinda dai akangotenga hake dildo than kudzokerana na ex stunner😏🤣😂🤣😂ayewa nyangwe kuida kwacho yakakura zvakadiiko😂😂🤣         Haa Mai ava havaziye zvavanoda ladies shuwa ungadzokere ku primary nekuti chikoro chaka renovater.vanoyinda chaizvo mbolisi amai ava .           He just needs gym oita chibody chinopisa and become mature and manly for his own good vakadzi vanonetsa kufadza 🙌🏾and to be mentally empowered so that he doesn't remain too understanding when he is being disrespected

September 09, 2023

Madamboss Vorasika Kunyadzisa Mai Kachembere Kuti Havasati Vavaka Iroja Nezera Ravo Hazvizoda Kuva Roja

Tyra unombopota uchirasika kutaura ko zvekuti mai kachembiza vachiri kuvaka zvabvepi wadii wangovatengera kitchen unit zvoguma ipapo shuwa nezera rina vakachembere riya nanhasi vachiri kungoroja zvimwe hazvizodi         Mai kachembere vari kugara muimba yavo yavari kuvaka imi ana senzeni vasingagone kutengera ana mai vavo kana pata pata simba rakawandira pamafira kureva sit down and shut upKuvaka hazvirevi kuti munhu ari kuroja.           Unogona kunge uchigara pamba pako asi usati yapera saka unonzi uri kuvaka. Ari kuita ma renivations or ku extender anonziwo ari kuvaka asi anenge asiri roja. Chero vakaita roja mai Kachembere rakanyorwepi zera cut off age yekuti unge wave nemba? Iwe munyori hautorina kana stand

September 09, 2023

Tinashe Mutarisi Oti Mukwane Mangwenjere Kudii Ndakaita 150 000usd Maiti Yaibva Pamangwenjere Here

Mukwane vafana vangu the action grossed 120 thousand usd munoti mari iyoyo yayibhadharwa zvinhu zvisipo. Will be announcing another auction soon.         Chiiko ichocho chinenge ngozaldo 🤣🤣Okay on a more serious note i know zvinhu hazvina kukwana, we had hundreds of pple who came in apa paiva ne around 45 vihacles only dzinofamba about 12 or so dzimwe dzaiva dzakafa asi dzichigadzirika.          We also had a lot of scrap metal seiyo yazoiswa apo iyo. Paiva nema trucks kunge four ma trailers nezvimwewo hobho including ma stoves and fridges.          I’m very sorry Kune ma friends angu aida kundiwonapo but unfortunately I couldn’t avail myself but next time I

September 09, 2023

Zimbabweans Dissapointed Tinashe Mutarisi Kuita Auction Yemangwenjere Usabva Wationa Senge Totambura Stereki Zvinonyadzisa Izvi

Auction yemangwenjereI was very disappointed hangu....drove all the way from glen Norah for nothing       Tinashe Mutarisi,We respect you soo much,but zvekuzotiona senge tanyanya kutambura zvipere,is this what you call an Auction nhai Tinashe?

September 09, 2023

Zvoshamisa Vanhu Mai Mazowe Celebrity Voshandisa Mari Yema COS Kuti Vatambirwe Nezvigure Pa Airport

Hezvo ko mai mazoe vakatambirwa nezvigure kuairport inga zvavatove selebhu🤔I think zvinogara zviripo ndiyani uya aitambirwa naZodwa namai tt zvavepo as well           Vanenge varipo avoo ndozvamakuti zvigure hre kna muchida kutambira munhu wenyu munongovabhadhara vagara vatori pabsa Mari yenyu chete           Anenge akazvi hire zve for social media. Kutambirwa nezvigure iwe uchinge chigurewo apa urikuburuka ndegeAmai ava imbinga vatodzoka futi pazim vamwe since vakaenda nanhasi kwakaenda imbwa ndiko kwakaenda tsuroUyu anonzii mecky uyu ane kakuvhengedzera anondibohwa 🙄🙄

September 09, 2023

Thokozani Kupe Munamatireiwo Arwara NeCancer Ochema Nekurwadziwa Nyangwe Takamuvenga It's Time To Show Love Torega Kutuka

Wakairasa pawakada kuparadza musangano wepakutanga dai izvezvi tavenema cancermachine         Kungonzwa kuti cancer chete moyo wangu unobaikana unotsemuka baba vangu vakaenda musi wa18june 2023 nechirwere ichochi...ndinonamatira muporeswe mother KhupeHaaa vapera ndati iii musoro kunge musoro wema earphones so huro iyo setambo yacho iiii

255 256 257 258 259