Tytan has got nothing to luzi hanty ndiwe wakamuroora😂😂😂 Dziva havakude asi vanoda kupusa kwako nemari yako simple Orinda wakapusa wakapusa wakapusa wakapusaMxm Orinda ure childish u shud have learnt btr bt now mangwana uchadzoka uchit chero ndadzokera naye ndibaba vemwana wangu... Yet iwewe ndiwe watenge takut uri benzi She lies Olinda Ane problem ko zvinoita kwaenda kwacho stunner is worse pachihure she must live Tytan in peace mukadzi uyo kuhura zvakapusa iye chete ndiye anotadzirwaOlinda olinda wadii kusiya tytan aenda chinyararire hautogone kuvhara hapwa for the sake of nandi ,nandi ari kukura achasangana nazvo unoda afeele seiko apa waratidza kusafunga
Mhoti peer pressure ikakubata zviri strong kuma 40s uku unonzwa seuri teenager 🤣🤣🤣🤣
Mafira kureva . Murandakadzi wenyu awuyawo 😭😭😭 . Ndikutsvaga house number ya Mudiwa .Hanti ndo ma Mafia King atoverenga Muma novel .Anenge Aine mwana wake .Ini ndosvika ndiri maid achindiita rough Ozoona Kuti yuwi ko zvandiri mboma yemukadzi .Ozondiroora .🥰🥰 Ndakuda Ini ndingatosva ndambonogara Kwa Honde Kuti ndisakare ,sakare .Anenge andipawo house number ndozongomupawo something of ka Boot's zvako Ka Dady MH .Mudiwa Hood my one and only . I Der die for you .You make my heart Feel Tloff ,Tloff . Without you l can't fill my heart woo .I Der carry you everywhere l dear go .I Der Bath your fit with hot water .I Der dream about you everyday My Mudi ,Mudi my puppy .
Very heartbreaking when Mai Nandi pours her out ,Ba Nandi confesses using Juju on their marriage. (The type that slay queens use to get gifts and money from their victims) thanks to Dzivaldo for being our rock in these tough times % DZIVALDO FOR PREZO . MAI NANDI Stay strongMai Nandi siyai Drama please we all know Dziva is your forever yena and it’s ok 👌🏽 but drama itai shomaOlinda just leave Titan don’t make up stories, a smart woman like you believing that your hubby is trying to destroy you with African medicine. He didn’t say he wanted to do anything to you. Just leave him in peace. Don’t tell me that you think you know stunner doesn’t do that how do you know
STUNNER ZIM "If I don’t see a public thank you for Dj Towers then haaaaa hakuna mabasa zveshuwa. Pihwawo mota mfanami ndiwe wekashanda Pa fair chaipo . Mabrijo said "Neniwo ndri kuda benz Veduweee 😭😭😭😭😭Kkkkk mudhara chokwadiii chenyu ichi chine chokwadiii mukati chakanyanyisa vasazokanganwawo vana Baba moto zvisazoperera kumupunga cheteAvo tawaz ne beb ravo vaishandisirwa kukwira ndege nekutengerwa hembe havasi chinhu ku musangano
The truth 🙌 you just wanna go back to your ex all this noise 😒 it's a drama wagara uchida Stuner, saka toyita seyi nayi nema wure hands off Titan... African's we use our 🌿 🌿Chakafukidza dzimba matenga Ba Nandi caught in bed neumwe munhurume ( ndakamufonera on video and he was in bed with a man ) Mai Nandi speaks out ,,,,,Newewoo Rue watozvibvuma. Orinda na stunner vakatanga madays aaenda kunokamurwa nyama gore riye. Muchato akaitira kuda kuwachisa felly hake bt ange asisade zva TitusThe truth 🙌 you just wanna go back to your ex all this noise 😒 it's a drama wagara uchida Stuner, saka toyita seyi nayi nema wure hands off Titan...African's w
Apa makhadzi ari kutuka winky dee na manager wake hanzi who is winky dee we no jah prayzer only .hanzi ndabviswa pastage cause of winky dee..tamuti chimbomira we are mourning .. Anopenga ngamboimba nana casper nyovest nana malinga uko tangoti nanga nezim artists seikoShe doesn’t know that Winky D is the best thing we have senyika. Anongoti kunyangara seimba Ye mapangoHaazviziye kuti winky d ndibaba veZimbabwe anorara atonhorerwa ayii😂😂 titori nestress dzedu
Asi mbuya Midi varikudya vachiguta iye achiswerotaswa semadhongi. Kupemha mari nenhava dzevamwe.Uchenjere kurara nebhutsu iwe ngochani ukada kudherera tete Mildred. Ndosaka uchifongoreswa nevamwe varume, duzvi.😂😂😂 Patukwa mbuya 🧓 Midhi apa 🤞Tete Midhi is much better than him asir kuziva kt mrume kuda kuzvita mukadz nxaaaaKotosvodza iwe confused gender,tirikumboita zvenyika don't confuse us
Izvi ndizvo zvezvimwe zvaita kuti tisvipe Swaga wedu wataida tese pano.Hatichamuda zvachose TESE zvedu pano tatomuvenga TESE.Hamba ufele kachana.Kambwa
Concept of prison is to rehabilitate by imparting skills and preparing for reintegration back into the community. The old prison system we knew back then is different from now. Prisoners receive food, toiletries and even wear their own shoes and jerseys from home as long as their red and white. Zimbabwe even has an Open Prison Concept where prisoners can go home and come back to prison. Prisoners are allowed to partake in activities where they can saw, knit or even plait hair and they also benefit financially. If a prisoner can provide resources they can make whatever. Prisons are not for punishment but for rehabilitation. I'm sure the person in question would mot want to lose their remission which is subject t