Vadakutedzera Tyra naNgoni vachikanganwa kut Tyra na Ngoni vakachataHanzi varegererei vachiri vana they are still growing up. Asi vabereki vemuskana varikuchema nezvikuitiswa mwana pafacebook apa pasina roora yakabviswa. Vabereki musarega vanasikana vachinogara vega kuJoni. Protect the girl child.Aaaaah nhai...kutsvaga mari kwacho kana kwodai so zvashata .....tafumuka vana vevhu Percy Tarzan Moyo ahhhhh wati getting a guy like that is not easy. Like what nhai dear. A guy to cohabit with?? Kuitiswa izvo asina kukuroora. Ndovazara zvee ava🤣🤣🤣. Imika. Vari kutoshaya vakadzi vekuita nazvo. Mukadzi anongoti ndiri PANO u
Welcome to the world of the living baby girl Nyika yakati unonzi Dzatirangariranyashadzashe kubasa kwaMai vako. Bee Wezhira Manzvenga ka mitsanyo yaJanuaryWelcome to the World Dzati 🥰🥰 Hezvo ko adii Bee nhai ,zvemastreet hazvina basa chiri important avekunzi mai nhingi akatakura mwana wake waanodada naye.
Rip purity mironga Mupurisa Wekuda Mutare Harare Road Vanhu vanouraya havanei navo basa ravo ndereparoad kutsvaka chioko muhomwe vanhu vachifa chimota chinotakura vanhu 5 chinotodarika pavari chine vanhu 11 wotoshaya kuziva kut vakamirirei muroad macho what goes around comes around rest in peace mabasa enyu achakutevererai Haiwawo RIP yeyi vane hutsinye vanhu ivava vachitemba uniform dai vatsikwa vese vane hutsinye vapere hatina tsitsi dzekitambisa isu especially ku harassing ma civilians citizens
Mutsvagiro wacho wemari vakuunyanya havo hazvisisina hunhu ini ndaivafarira but zvaizvezvi vatondibuda Havana kuroorana if not ko vakazorambana anozodii muroora iye azara sosho media yese Anyway chikuru kufara muroora but usazofarisisa nehare they even married or kuchaya hedu mapoto if thats the case lane raavarikufamba sisi harisiriro dai vangoitawo zvine dignity asi kana vakaroorana havi ngavachitipa content inonakodza asi ichivaka Aaaaah nhai...kutsvaga mari kwacho kana kwodai so zvashata .....tafumuka vana vevhu
Welcome to the World Dzati 🥰🥰Haaa dzabu kakaremera mastreets even vanhu vacho vaikati congratulations vane chiremera ana Bee sit downImi mamwe mafollowers mawitches, Bee is genuine and the followers she has are genuine like her. shuwa how can yu compare Bee nezvisina basa.nhunzi dzinoungqna pane chakaoraMungafananidza bee na madam boss here 🙄
Japan Airlines: Hundreds survive after plane bursts into flames on Tokyo runwayJapan Airlines plane burst into flames after a collision with a smaller coastguard aircraft on the runway at Tokyo's Haneda airport. All 379 passengers and crew on board were evacuated, but five of the six crew on the coastguard plane died, police said. The captain was injured. Flames engulfed the airliner after it landed, skidding on the blazing runway. Fire crews spent hours dousing the blaze. The airliner came from Sapporo on the northern island of Hokkaido.Air safety experts have praised the crew for safely evacuating all the passengers. All four of Haneda's runways were closed after the incident, disrupting travel plans for thousands of passengers.
Sei vakadzi vanokuda nehurombo hwako vachisangana nemikono ye tsambarafuta , paita nyaya inosuwisa musikana uyu aive ku University ndokudanana na hairdresser ari tik toker kwakutotanga kugara vese se couple vabereki vemusikana vasingazive kutoita nhumbu kuzvara vabereki vachitumira Mari ye fees ne accomodation vachiti mwaña arikuchikoro izvo akutoshandisa kumba kwake , kwakuzobata kuti mukono urikuvhura ma branch ema dress zvinova zvakarwadza musikana kwakutenga Banga kwakusvikobaya murume kwakuzozviurayawo vasiya mwaña ane 4 months , ana boys musadaro so munhu ku sacrificer rudo hazvireve desperate unozoda munhu akadini zvorwadza 💔💔💔💔 rest in peace fly high ð
NEWS>>>Musician Freeman's warned and cautioned statement from CID Homicide. Key points in Shona and Simple English. Key points -Freeman is accused of allegedly supplying information about kunogara Paul Chimbodza uyo anonzi aida kubirwa na (The late Godknows Machingura and Paul Enerst Mzenge) to commit an armed robbery -Freeman denies all the accusations achiti haazive anonzi Paul Chimbodza aida kubirwa. _Freeman anoti Haana kumbotaura na Godknows Machingura pa date ririkutaurwa _Freeman anoti akatanga kuzivana na Godknows Machingura in 2017 uye vakazivana panyaya dze music pakafonerwa management ya Freeman kuti vaite show yakange yarongwa na Godknows ku Durban
Red and black macolour esatanism devil worshipers muchasvinura rinhi vanha vezimbabwe winky wenyu uyu haana kuchena ... Kana muchida huyai ndogara pazasi apoUyu kubva pandakaziva kuti musatanist ndakabva ndamuka Totoda kusviba ikoko manje toda kukudzura pawakaiswa mutown iwe magogo nehanda toisa VaWinky..ndosaka wakafira mahara uchingoti tushaya tunenge twesvikiro raHoly ten ranoti mukadzi🤣🤣🤣🤣
Mumwe oti ndakahwinha, umwe oti wakabvuta; Vari kuona Mbuya Nehanda vari muguta; Ndakatsikisa dambarefu Eureka Eureka; PaRadio voramba voti iro ridza wega; Ndakati vanotora zvevapfupi nekureba; Umwe woiramba hanzi iyo wakaimba wega