Haaa wakaona zvimba yakuisa CCC zvashata cz haaa kumusha kwedu munhu wese Anga ari we zanu ππ KwaZvimba rural Zanu PF yafa uko...Yanga yajaira.CCC ine power kana mazogara.Aah ndokumsha kwanamos vangu uko kwaMurombedzi varamba zvisina basa,Zanu PF yakanga isngadi kunzwa nezve opposition Our own late sadunhu used to say madya madya tsuro aina homwe eat and keep your vote as a secret to avoid noiseAah ndokumsha kwanamos vangu uko kwaMurombedzi varamba zvisina basa,Zanu PF yakanga isngadi kunzwa nezve opposition
Mai Mazowe Said "Nhai madzimai ndoisa here Kiki mubin arimupenyu nekuti iDownsyndrome? Ndipindureiwo ipapo...Handina kukumbira chirema kunaMwari mufunge.CHIPO chamMwari Kiki uyu kani!! Ndouraya here chinofema veduwee ?...So sorry vakoma mmmmm… ndabatikana I feel your pain shame she’s a blessing mufunge don’t let anyone make you have such thoughts π Zvakaoma hazvo sorry once again β€οΈππΎBlock vanhu vanotaura anything bad about Kiki. Kusaziva kufa chaiko. Kiki is better than whoever said anything bad coz munhu iyeye kana food mumba pamwe haatorina but Kiki will not lack anything. So move on delete message, block and ignore. Kiki is a reason why you have my fol
#SourGrapes After losing the parliamentary election race to the opposition, ZANUPF Chinhoyi candidate Thomas Chidzomba has locked a borehole he sunk whilst campaigning. He was beaten by CCC's Leslie Mhangwa.Proof that it was never for the people but selfserving A Zanu Pf losing candidate in Chinhoyi has locked a borehole he drilled in an effort to buy votes!! We keep telling people that Zanu Pf doesn’t care for anybody!!! Chekai lock that’s the peoples money. Mango strategy kunaka mhani ππ₯ππ₯πΏπΌ. That’s my slogan today ππWe don't need boreholes we need running water, let them lock and never unlock it again.
Zanu ngaiisadari kuno it's now 12:40 hatisati tatanga kuvhota wedu ink iri kunzi hapana zanu yakaoma sure gold mafia iri kumiramira kuti vasabve varambe vachiguta vega Vanawo mavotes another way yekurigger shame ngaasatombopaenda pachigaro uyo vanhu vangafeSaka vaitenga machicken inn vachitadza kutenga ink??? Vakat tovanyima mapaper ,basa reku looter gold vachitadza kuprinter enough papers ashaikwa aendepi vaenda kuno votera kumbaka Even in bulawayo zvimbo dzakawanda hadzina ma papersπ₯π₯π₯ zvatotanga soSame Glen viewWarren park dang no papers
Prosecution declined because of the boyfriend Anesu Chirenje who is a Prosecutor at Harare Magistrate’s so the courts are corrupt if they can favour nyaya dzemujolo.Anesu Chirenje was seen at Avondale Police station influencing the Police Siyanai na Anesu uyo nyaya yazvitonga yega ana mbwa hapana kana favour yamboitwa ndakutoteverawo vanhu vezvikwereti zvangu ndichitora zvinhu ondisungisa tosangana ku CIVIL COURT well done Chihera ποΈποΈποΈποΈποΈ
Temba and his dad β€οΈβ€οΈ Ndofunga apa mukomana akanga asati avhura ma suitcase ake kuti ape daddy vake bhutsu dzaayive abva nadzo kuAmerica Mudhara wake ndozvaari chero anadzo itsva bt haaregi marengenya hameno kana akazodzokedzana bt ndomuziva achiita seanopenga akatanga kuimba usiku hamuvati mombe dzaiti dzikarara mudondo dzikainda pastand pake anotemaUr comment on suitcase just shows how much u dont like real content mofarira vanhu vano mhanyira kupfekedza munhu bhutsu nyowani then pose for the camπI love the fact that haanyare nezviri vabereki wavo ,,, most of you munoti kana mashanya mhai pfekai hembe Iyi yandatenga titore foto as if vanogara vakapfeka hembe iyoyo everyday &n
Ko va Award winning journalist ndozvavakuyita ... Inga apana nezviripo Zim dark we don't want to be provoked asi ivo vachi farira ku provoke vamwe The last minute attempt to feed us propaganda by the regime shows that every vote counts, make yours and everyone around you count too!
Tomorrow will be home to vote π³ lets make a change guys nyika dzevaridzi dzatiri hakusi kudawo we need to be close to our familiesππππππππ Situation yatinayo munyika medu kuchinja ummmm hazvite 5yrs futi ZANU imika pafungei mushe zviripo right now wat more dzimwe futi ayewa ngaende mari irimo but varikudya NE Sheraton hotel yabva yachinja colour kuita yellow hameno mukuzvionawo here kana ndini ndegaπ₯ΊπππππππππππππππππππππN Ndamirira kuverengwa kwema votes chete ndiwane kuita move on munyaya dze politics.datosiya Basa kare anopinda mukomana π₯π₯π₯ππ murungu ndatuka guys musandirasiseMaita henyu taonaw
Kudziswa kubika mufuswa murikudzimba dzenyu ivo vachiba havo goridhe imi muchikurungira doviKo kubikisa vanhu chingwa muvu kunge varikupisa zvidhinha muhovhoni. Asi Zanu inoita vanhu mapenzi chaikoKo kugadzirirwa mbaura meno tsotso stoveIsu kuno kuMusumhe kuMberengwa kuno tinoti mukadzi wechikidi akaisvonaka zvokutiKwete Okusiriya anofamba nyika yese achidzidzisa vanhu kubika mufushwa wavakakura vachidya Toda first lady anofamba achipa vanhu ma sewing machines, ma laptop,ma business ideas .
LORRAINE GUYO RELEASED Lorraine Guyo alleged fraud case reportedly thrown out after vetting Hamuna evidence says the State. Car in question returned to LorraineThe State has declined to prosecute Lorraine Guyo for fraud citing lack of evidence.Munhu ukatora zvinhi/chinhu chandotengesa wobhadhara half towirirana kuti uchapedzisa panguva yakati ukatadza ukasacommunicator neni ndokuita zvakaitwa Lolo izvozvo exactlyKana Zvemu dhoto zvaramba kubhadara Dzidzai kushanda honai low rain avakuteverawo mai zvikatsiUyu haasi type dzefraud uyu but she lacks legal knowledge. After this dai atambawo netype dzinenge ana Panashe Bwoni-Sagwete oitawo follow their page rakanzi Know the law with Panashe I'm sure s