Boss Mukaka 🍼🍼🍼vachinja vakomana inwai mapiritsi kunze uko 💊💊💊 Kuita chibouncing baby boy ❤️Still remembering how finished he looked kuwedding yemacolour ehwiza iye tjooh he was gone🙌.Anyway welcome back boss 🎤Apo vakapfeka bhutsu yebrown neyeblack here kuti maziso angu asisaone here? I want to thank pages like these bcoz tinobvumidzwa kuwundura tichipa vanhu ava presha. Sure we saved a life......bcoz after wedding iya ye green , I was ready ne RIP mu fone kuti ndingobaya send.Uhmmm ndakachiona kumaburnouts last Sunday apa aaah gumbo mafuta akuramba kunyatsonzwikira thooo🧐
Uyu musikana uyu she has no strategy, anongomhanya nekwaenda nemhepo. She looks like, she is trying too hard for fame. At the same time, haana basa nezvakawanda anonakidzwa, which is good. Do not body shame her because a lot of women have cellulite. They might also start to feel insecure about their bodies. Generally, I like her but I don't support zvimwe zvaanoita. But who am I to judge👌Iwewe dai uchingotiratidza front seat chete Otherwise black seat yako ,haivaraidze back kuita mandlovu kudaro?Nzou zvayo payakati mhaa.magaro kuita mambava kunge musoro wegarwe.izvezv kupfeka scarf ukuda kunyengwa nembinga dzeZanu , unofunga kuti anoda maUsed cond...m akabva kukenya akanyiwa kanyiwa nemaNigerian ndiani ? Washaya zvimwe zveekuita? I
Wazvinzwa here Olinda hanzi naMissCandy gara hako naTytas siyana nezvaStunner izvi uchadzokera kupepa 2As long as achi understand (er) love language yangu yangwe paper 100. Hazvina kumboipa kudzokera pa "CRIME SCENE"🙈But zvikaitwa newarungu apana anocomplainer, i remember pamuchato waPrince Harry wekuEngland, his ex was their, nd she was recognizedSo TRUE ❣️. OC kuita seasina kuyenda kuchikoro nhandi???? Apa ndipo aitofanira kuprotector Tytan with her life, achiratidza stunner kuti haiwa ndig3re. Ende I survived your heartbreak 💔 😢. OC apa akabhaiza big time, ende ndakasvotwa sei 🙄🙄🙄🙄. Easy is to judge the mistakes of others, difficult is to recognize ur own. Each to their own munhu ngaite zvanoda
Ketty now joining Northern Kingdom as third wife.Kubala Kubala Ilizweeeeeeeee😊😊Nhai ihair style rudzii? yakadai Vhudzi racho raka tumbuka risina kuenzana ,chiona colour yacho kunge murungu ane kwashi , apa pamusoro pazvo vhudzi rakacho rakatangira pakati pemusoro , zigumha riri kupenya rebleach ndorakatungamidzwa🤣😂😂 😂Ko idzo mhete Nhaimi kunge tumashizha twemutohwe twakaomeswa
Swagger kuita kachipoko kakafa neshunguFace ya swagger kunger muroyi arikugunun'una Swaga wenyu anondityisa ini ndikamuona ndinotovhunduka kutya. Kachipoko.😂😂😂😂 swagger mamunyanyira kuita chipoko chaicho chibva kufukura guva ishena here irikumeso
Samaz Ochema Achiti Ndakapondwa Nababa Vangu Vakandibvisa Bhurugwa Necotton Reku Period Vachiti wapihwa Mushonga NdinorwadziwaCould it be the reason why she is so bitter with others. Very sorry hako, I'm sure from today onwards its going to change because you yook the courage and the first step to recovery This explains hutsinye hwake ane bitterness. She needs counselingThat's why samas is bitter nhai I was not like samas but God forgive me sorry darling mwari ndimwari but chisiya kufurirwa naketty akakundikana life yake kuti chikombq chakarara namai vake akachiregerera very very sorry samas namata forgive your father vaudze kuti bqba makanditadzirw kudenga napanyika handikodsere kuti ndinzi mwana wenyu This explains why sometimes yo
Mwari Komborerai vana vangu vasaitwa sababa Ruva everyday on camera.Mirai apo, Tendererai, Bhurugwa harina kukurisa here, Bvisai Kepisi, Femberai kuti bhutsu yaita marii, Musazotengesa 😭😭😭 Zvimwe madii mangoPostawo kuti baba Ruva vableswa nezvipfeko. I know I'm going to be attacked for this Post but not everything worth a recorded video by now everyone knows baba Ruva zvekuti a simple appreciation Post yekuti baba ruva vaitirwa zvakadai nemafans we will all understand and thank the giver. Sorry kana ndatukaMavideo ngaaite but asabva aita kunge babaRuva vasingafunge.Zvinozonyanya.I don't see anything wrong if he is ok with it let them be, Sharon brought civilization to those pple allow them to be happy whichever way they choose
Mwana achema chema.Iye Sean uyu maone ndiyezve wekutanga kuburitsa pic yaOlinda pamuchato izvo zvakanzi no cameras akaswera akusekwa pano😂I like both Tytan na Stunner but apa ndoti Stunner was wrong..waiendepi , munhu now is married and u just need to respect Tytan. Waka cheater OC & made her cry in front of whole nation uka chooser a young girl over her. U & dyone muchimupa nickname kuti gogo whilst u wr still married naye futi..Coz ka she wasn't good enough for u, ukaimba ndoenda hanti..so wakaenda ka..Tytan then came & akaporesa the heartbreak now wakuda kuuya to fight for her..on wat grounds bro ?! Proper disrespectfulOlinda should grow up. Now look at her son fighting her battles
Kana iri nyaya yekuda makhedha wakadii kutora hako kamwana kaBrown aka nhai Tytan.Hakana madrama Ko iye uyu haana wake here75% yemakedha imhatsa muviri weseTaura hako uyu ari way better than mbuya tea hobvuZvamhaimhanje I don’t want to be Tytan 😟😟😟 Olinda kuita mwana 🎥 camera man 😀
TyinApostle,Chero Poky wenyu apa haakwane apa at large🙌Kuzvipenda kusvika munhu aita taransijenda . Kana iri swagger itai mega. Kana kupisa kwacho Pisai henyu megaPokelo atori Nani anoonekwa kuti atori munhu manje uyu hameno zvaangori Soo kunge chivezwa kunge chidhori kunge asiri munhu Soo hameno Apostle vanoadvertiser here malabels avanopfeka. Zvinhu zvavo zvinonyanyiswa kumatcha kwako. Queen of Swagger varimberi pakupfekaAva ndivo vanotoda deliverance yakasimbisisa. Please don’t ask me kuti yei handitozivewo ndatozvionawo kumaraini