Saturday, June 07

General News

August 11, 2023

Muporofita Enhema Ve Sowe For Ed Vorohwa Kufuu NeDemon

Munenge muchitotemba kuti tine muporofita wedu pamasowe iye achirohwa nedemon kudai shame   Ndozvinoratidza kuti mupositori for ED haana simba ,anokwaturwa chero ne demon🤣🤣🤣🤣🤣 akupa mayikeri Kung Fu 🤣🤣🤣🤣 anzwa nekunyeperwa akati ndine size inokwana akati bhutsu Kuna ginatsiyo 🤣🤣🤣🤣😂😂😂😂 mukadz uyo aripi mbomupa drink kkkk unenge wanzwa nekunyeperwa wonyebera hako kunge wasvikigwaAva ndivo vanotoda deliverance yakasimbisisa.     Please don’t ask me kuti yei handitozivewo ndatozvionawo kumarainiIni ndakambozviita kune vamwe pastor vachinyepa kuti unedemon mausher kombai munhu haaa ndakasanyaura vanhu ndikabatwa zvinorwadza ndoti ndaenda vachingondisiya ndotanga futi ndakapwanya machair vamwe vakabuda nepawin

August 11, 2023

Zimbabweans Wake Up Sure Kutorwa 500km Kuenda Konotengerwa Chicken In Muchitengesa Nyika Zivai Pekuvhotera Lobengula Style Kutengesa Nyika

Kune vakaita History munoziva nhau yaitisetsa tirikuchikoro ,yekuti Makuruwani Lobengula vakatengesa nyika in exchange of a teaspoon of Sugar 😀 Taiseka tichiti hazviko ...   But now takuzviona tose kuti Zviriko...munhu anotakurwa more than 300 km kufambira kunopihwa low key bread ,Zvinhu zvekuti dai varikumabsa they could buy those items as a lunch ....but they're ready to give their votes to the destroyers ..just for a loaf .     Your well educated president in this arena bought some helicopter ambulances to rush to a hospital that has no paracetamol nor available specialist on time but our great grand children when told in 100years to come they'll do as you doing now Saka bho🤣Kune vakaita History munoziva nhau yaitisetsa tirikuchikoro ,yekuti M

August 11, 2023

Zimbabwean Couple In SouthAfrica Yekuuraya Mwana Ane 4years Wesister Yavo Vszosungwa All Thanks To Moreboys Great Hope Akabata Mhondi Idzi

Ndoma guma guma epa border ndosaka vasina kunetsekana kujamba border dai vambo toucher vataure zveseTotenda pane vose vakabatsira kuti mhondi mbiri idzi dzisungwe.     Suitecase iyo zvainenge ropa Pa zip ko mai Ava Dzeve chii asi ndokuromba kwacho.Ko kuzoti family inoti ndakaromba nhai mai Princess kurombei ipapa huyai muende kuchikurubhi uko kune vamweHapana kuromba apa asi utsinye chete hwavanahwo vangatadza kutambura sei nemoyo wavo wakasindimara kudaro ndivo varoyi vanodya vanhu vachifamba   Dai mukafirako rufu runorwadza kukunda zvamakaita mwanaIvo baba ava kutototi ndinemukadzi iyo tsvina iyi uuuuuuuum I can imagine kamweya kanobuda apa.chete kazhinji chapa ndodzinogara nevarume.

August 11, 2023

Jahprayzer Onzi Zvakurema Zvekuimba Izvi Akapisa Kare Ikozvino Apera Sehondo Yemuseve But His Loyal Fans Vazviramba

I'm a Big fan but mmmmm zvakurema  In less than 5months NaMakhadzi 0 zvakaramba  Shasha futi 0 zvakaramba  DJ Tira 0 zvakaramba Now Master KG haaa 0 zvaramba  Chero naTakura zvakaramba  DJ cleo next    Haaaa Murefu akuda muteuro fast, coz zvakuenda kumagumo apaZvaramba kwauri iwewe weZim dance hall, music yaJah haisi music yeVanhu vanopfeka zvibrugwa zvakare rembera nemaziChain iyi...       Apera ndiwe ukunyora zvausingaziva. Jah - Master Kg yanetsa song iyoyo.For you to be safe in Zimbabwe be a bhuru mango green outside yellow inside even Chamisa akati kana T shirt necap ukapiwa pfeka ziva nemoyoZvinenge zvikurema kumba kwenyu munyori,hamufe mamubvisa Chiremera akagara paakagadzikwa Jp kuvanhu ❤

August 11, 2023

Freeman Ochema Joey Kundifirita Kusvika Ndaita MuIndia Mukadzi Iwewe Wscho Wotoita Senge Ndiwe Murume Musadaro Sis

Achema achema mukomana sure kufirita munhu kusvika aiita kunge muindia     Aaaah ndohwa mabayooo l luv zim people aaah havadi kundiona ndakatsamwa sureKuzvipenda kusvika munhu aita taransijenda .     Kana iri swagger itai mega. Kana kupisa kwacho Pisai henyu megaJoy dzosera durac raFreeman re black iro harisikukifitter hongu we know kuti hairdresser acho hairline hakuna Saka iwewe how can they plate you nicely🤣🤣🤣🤣🤣 ndaseka hanzi     kadhuku karikuya futi nefirita kkkkk amana ka musazodaro🤣🤣🤣🤣🤣 ndaseka hanzi kadhuku karikuya futi nefirita kkkkk amana ka musazodaroWototamba irikurira freeman coz sisi yeke yeke havabude firita ndoroita zvitoita nane manje wakubatanidzirwa ndiwe wakutoita kunge mukadzi wa

August 11, 2023

Seh Calaz Girlfriend Onzi Na Moira Kusvika Riini Uchidyirwa Musaga

Kusvika rinhi uchidyirwa musaga nhai mai   Kambucha sure baba kuitirwa bhavhadhe musipo paside,zvino vobatwa nevamwe here imi muripo,hanti makada maceleb chibudai navo kaa😂     😂kudyirwa musaga here nyika yese ichiziva vanodananaKudyirwa musaga kwaipa wangu unenge uchiti ndiwe vouya vakaguta votanga kuhwahwata kunge vamwa roiboss tea nxaaako inga mutambo uyo wavakapfeka wakanyorwa kuti secret love moda vaite sei

August 11, 2023

Vakadzi Moyo Wekubereka Makaisa Kupiko Kurasa Mwana MuToilet Zvinotyisa

Vakadzi moyo wekubereka takaisepiko video yemwana akaraswa mutoilet guys inorwadza mwana kubuda akazara honye muviri wese pandaona   akaputirwa ndafunga kuti hasi mupenyu ndinzwe mwana akutochema veduwe😭😭😭😭veduwe ko tinoiteiko vanhukadzi dzivirirai zvee kaa musingadi vana ndarwadziwa ini😭😭😭😭       Iiiii haritarisike yoooo....ko mkadzi wacho arikup ndaida kumuona Kut face yacho yakadiiNdagwadziwa video racho ndanzwa kumerera iwe Bete vakadzi       Mwari ave nesuI blame men ,haisi mhosva yema ladies,men tend to promise then after impregnation oshanduka n the lady is left with no optionNevarume be responsible ndivo vari kuramba nhumbu ivava munhu opererwa... Dai akabatwa mkadzi uyu anoda punishment size y

August 10, 2023

ZAOGA Varikushungurudzireiko Mweya Wababa Guti Vachiri kungotenderera Nenyika Regai Vazororere Kana Jesu Chaiye Haana Kudai

Kutambudza chitunha chichamuka chikaparidza here nhai . Chiregai yama ifushirwe iyi . Mave kutambisa ma resources nezvisina basahaaaaa kana iye Jesu haana kumbotambudxiwa soo vanot achamuka hre vane drama chokwad   Kana Jesu chaiye mwanakomana waMwari akafa rufu rwunosiririsa pasi rose hamuna kumbo muchema zvakadai   Hanziiko kudenga hakuna nzvimbo yavo here kwakutodzungaira kudarika chipoko uku ndochinongotenderera nekut hachina zororo or ndizvo vakasiya vataura vaive mubusinness racho kuZaoga huyai nemhinduro dzizere ndimi munoziva mashoko ekupedzesera akataurwa nababa venyu vanhu vakugunun'una nemaitiro aka aaah daily hher       Hezvo mukuda kumboita seiko nechitunha ichi ma zayoja hamupenge imi vigai mudhara uyu pliz. Mmm anode

August 10, 2023

Vanofunga Here Ava Vanhu Zivai Pekuvhotera Musatengesa Nyika Nekuda Kwechicken Inn Yaunodya Ka1

Asi maZanu pf munondikona henyu zuro uno muCovid vanhukadzi mashaya kudya nemapads nemapampers evana chaiwo muchitambura nenzara muchitenga mask kuti musasungwa😭😭   Nhasi yave vote makupiwa t shirts food free transport kuti muvavhotere saka chakakosha ivote yako kwavari kwete hupenyu hwako muchasvinura rini vana veZIMBABWE   Ava vakatopihwa chicken ava isu tikufamba takagara nayo zanu pf iyi iwe oda ndivotere chamisa kuda kuti ndidzokere ku poverty manje iweee ka my first car ndakatengerwa ne zanu pf   Every zanu member got no brain coz even iwewe nemzukuru wako mukagarika the rest vachitambura zvobatsirei ,vna vaenda kuchikoro nepanty yamukoma akanyora 2014 iwe uchngot zanu zanu do you thnk ungaita 43 years uchikonewa wongozogona pa5 years mapenzi av

August 10, 2023

Tinashe Maphosa Maiit Husband 57year Old Teenager Oiswa Rasta Risina Kumufita Batidta Bvumawo Wakura

Angere 57 years old teenager, dread harina kukufitai , I think makarinonokera      Muri kubva maita kunge mukadzi kunge mai mujuru , kurai , ipapa hameno musikana ari kutonyengwa achinyeperwa      Tinashe uchafariniko vanhu kadzi vazorooreIt looks like a glued on wig. Ngaarukwe maSingles maybe it will work but I doubt it.Vakanonokera Colgate mazino akaora 🤣🤣🤣🤣🤣🤣They need to let mai tt our for a few hours vatiitire live vapedxa kunzwa bronco vasina kugeza havo

277 278 279 280 281