Mai Shadaya vakashinga havo🤣🤣 if it was me I’d have dumped that misogynist a long time ago Dei musikana wa Shadaya atoita Brand Ambassador.. Akutoitwa celeb ka sekutamba sekuseka dei atoita ride on this free publicity kuita mari pa side 🤣🤣🤣🤣 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤷🏽♀️This is serious. Izvi zvavakutoda go fund me ambo pinda pa program yekunyatsodya zvinovaka muviri. She looks very hungry and malnourished.Ndinaro randakatenga mu legit 320 for 2 aripa special so varikuti 2 usa umm hameno Ngaatukwe ,inga isu nehama dzedu tongotukwawo nashadhaya wake. Dai achiwanzawo kumutengera mapotato nedovi Dai mati plus wrong choice, murume wake anotituka kunge takambokwirana naye . Vese kuita maBuns zvi
Elivs Mathe aka Ma Elly member of Insimbi Zezhwane has passed Away may His soul rest in Peace Its sad as a Zimbabwean to notice that ma Artists eku Matebeland we don't celebrate them ,uyu vazhinji tazomuziva afa asi ana AKA taiita kuvazadza pama status veku Joni kwatisachadiwe ....😭Hamba Kahle Mfowethu Anga asinga gone kuimba chete dai aigona taimuziva. Ana Sandra ndebele, Lovemore Majaivana, Solomon Skhuza vanozikanwa wani." Artists eku Matebeland" you trying to blackmail people by using the tribe card. It will not work, if your music doesn't appeal to the masses you won't go anywhere simple as that 🤷🏿.Post your story without talking about race. Me i dont even know him. May his soul rest in Peace our Zim Artist 🎨
Madzibaba vakatakura kurema 🙏 Kunge banana ratiza pamusika yellow 🟡 yacho kana yazara muviri wese kudai zvavachadyiwa vachifamba Wow nephone ine cover ye Yellow ,yah ndopakati CCC ngapinde hake mukomanaHanditi yakazo dhonzwa nema CIO kuHarare here paye pavaka shungurudzwa saka mu underwear haichakwani Blambi rakaita kurara nedivi yooh 🤣Kkkkk havangatadze kutakura kurema vakati yakambosungirirwa chidhinha ne opposite part hanzi pakuita wiwi pakutonetsa ndakamboona imwe interview vachidara Yuwii mnh abva ada yellow kusvika kupoach yefon ,everything is yellow ndiwo maLoyal CCC ayaHavana chero pant zvayo, zvakaoma, anyway ku CCC hanzi dzinoshanda chose nhengo idzo pamwe kuzvimbiswa lula lula, ndakanzwa vamwe mai veccc vachidaro pa ka video kai
Uyu kupfeka zvoenderana ne body yake hatode. Most of the time anenge akangoporonga badzi Kupfeka Seka toddler, kureva kuti chiuno chatova pasi pemazamo zveeKana une chimimba mutekwe this dressing is not for you Kenduza ndapota hangu wadireiko kuda kuti tinzi tine pamuromo Wakanyatsotarisa pamirror uchibuda mumba ukazviti wakachena here?😂🤣🤣🤣musamudaro,ini anondinzwisa tsitsi, face yake anenge angori worryUyu kupfeka zvoenderana ne body yake hatode. Most of the time anenge akangoporonga badzi
Varoyi vaye vatanga.They go bring your lovers from grade1 when you get married🤣🤣Once they see you happy they will start telling people what you did in 1996 Infact a real man is not supposed to be angry or feel funny about his woman’s ex because logic should tell you that the current guy is the king and the current guy should be proud that he snatched a Woman from another guy and that the woman finally chose you and left the rubbish ex behind..Infact ma ex boyfriends and ex girlfriends or ex husbands etc ndivo vanotofa ne stress and jelousy kuona ex woman wake achinokwirwa by a new guy.. The current husband or boyfriend of ANY woman is the real king the champion ,the charmer not an ex hubby,not a ex boyfriend.When they see your relationship doing well they will s
But Lorraine Guyo what really happened to you and Makhadzi?.Friendship yenyu yaidadisa chose .Chii chakanyatsoitika?. Senyika you owe us an explanation.Hanzi kwayi akadanana ne boyfriend ya makhadzi her kudi kudii wee apa makhadzi asingazvizivi hanzi makhadzi akavhunza sisi vedu Lolo hanzi vakati ndanga ndichazokuudzayi besty hanzi apa vedu sisi Lolo vanga vasingazive kut boyfriend Yamakhadzi ndoreva master kg🙄🙄🙄 Rorini is a threat to makhadzi nekuti akati nakei kwaizonyanya kutariswa iye instead of khadzinatorPakangosvika tyra zvakabva zvadhakwaSiyanai namai Dzabu...saka munhu akatamba nemunhu wawaimbotamba naye ,,ndiye afurira here. Imi shamwari dzenyu dzamaitamba nadzo muchirikutaudzana here. kwanai,,,Love you Madam Boss❤️❤️❤️
Vakadzi denga muchaita rokugoogler shuwa mungaita basa rokupa makula bota isu vana vokumusha kwenyu tine nzara Regai vana Rajesh vadye ngeliver hauzoshaye zvima noddles nezvifish zvake exiperManje kana varima Indians ,vanorovesa sodoma& Gommora,ini zwangu mamwe marudzi ndakatadza, takatosiyana,tsika dzedu, magariro, mabeliefs, culture.chikafu, religionUnovapa chisewo here iwe? Hanzvadzi dzedu dzikutoponeswa nana chimwene mutuma spaza itwu, zvinouyu akange nane abviroenda hake kuna boss pada angawanewo, twimazimba nge kokokora. 😉😉😉Ini handiiti vanhu vanonhuwa garlic vanombouya pabasa pangu akashandisa toilet chete room yese yosara ichinhuwa garlic
Basa murikungoenda kumarora day evamwe every month.Koiwe unororwa rinhi nhai Ruveneko?? Nekunaka kwese uko ukushaya anorora here ,nhaiwe usabva wanyanyodzirwa kunge kateenager nguva yafamba Ende wakanaka shame ❤️❤️❤️❤️Kuroorwa hakusi kwemunhu wese tiri kudzungaira mumaStreets of Zimbabwe umu kwaaaa😂😂😂 This is bad veduwee Ruvheneko was married akarambana nemurume and lost her twins give her a break...Welcome to Zimbabwe where marriage is an achievement and if you ain't married you are a society laughing and bashing stock .....#sadnationMusatuke munhu ne situation yaari. What if she has no control over it? Ochizvibvisira roora racho here? hanzi seka urema wafa. pazvichazoitika kumwana wako urangarire mashoko ako munyori
Mai Tt vaba mari dzemaround- Feli fans: vanhu vacho vaivapirei mari she is innocent Madam Boss ane sextape- Tyra fans: hatinei nazvo nyangwe mukauya yakanyura haasiriye. Gaffa aridza 1hour chete- Gaffa fans: nyangwe akaridza 30seconds hatinei nazvo gaffa igaffa. 🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌Vanhu ava vakaromba chete.Hakuna vanhu vane defense force inodarika ava huye bodo.Kana wafunga hondo navo wotosunga dzisimbe 🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌Ini madam Boss naBigmam chero mukavati vakandiisa muhari handimbosvotwiGafa igaffa boyyyzzz chero akasura pa stage obva aenda hatitimbovhare mhino, totoshama tichichimedza tchiti ngoma rakaipaMai titi vabvisei cuz njuga dzakavaremera vaakumasero 😢😢 dei ma fans aivamirira she wouldn'
😷True reflection of what the party stands for😷😷😷😷Uyu wekubata vana chibharo Zim leadership will make you sick to the stomach🤬🤬🤬🤬🤬🤬 Ndivo vatungamiriri vedu zvavanoita pamberi peedu so tinoti tirikuendepi ne zvakadai sure sureGore rino vanhu varikuBleswa nekutumidza vanhu mazita shuwa last month dzabu ,this month ed huchi ,regai nditotumidzewo CCC, hakuna chinomisa Chamisa Kuti ave president weduKana usati vambotadza tora imbwe uteme mukadzi ainge apomba asi hanzi pakashaikwa shoko rinodaro tese tinotadza iye akanamata kuna Mwari akayeukwa zvibvunze kuty vakangi vanofamba nevanhu vane mari kana iye mutunga mirirri ve nyika asanga navangani vama situations akasiyanasiyana asi iye jesu anoita minana kana ada hake korokotedzai vaitirwa Nyasha kwete kuvana