Misi nenguva hazvifanani chero pakuzvarwa vana umwe achadonha guvhu umwe asati umwe mazino achabuda umwe asina umwe achatanga kukambaira kufamba umwe asingagoni umwe agotenga mota kuroorwa kuita mwana umwe asina but the bottom line munhu wese achasvika pake paakanzi apa ndepake ..blessed are those who arrive early but those who arrive late are also more blessed for theirs will be served in a gold platterChakanaka Mwari haanei ne age zvakanaka izvi my wish ndizviitrewo wanku wandicharoora kumukuvadza ne rudo nema surprise but one day is one day Mwari haadhakweIsu vamwe at 24 no hubby no child or boyfriend no university only form 4 in ma cup zvimwe ndezve nyasha munhu unongofana kutenda mwariHoly ten anotochengeta mwana Wa Kimberly asi wake naChelsea haakwanisi varume imboko dzimwe nguva
Ko Madam boss is replying to tate or to who...why is she addressing tateSaka urikuchemei uye une depression yei kana uchiziva wakahura ukanakigwa,,usazvisimbise nenhema iwe..Why are you confusing yourself.Nyarara zibhushu siya vanhu vaburitse zvavanazvo.Uri pfambi in tatelicious voice,,Why replying them,wati wadiiko iwewe ndiwe ucha mur mur remangwavha rigotsemura mastitch ayoMabrides maid musadaro ndawona umwe achiti Tyra haana basa nazvo ndosaka achienda kupage raTate asi nhasi amuka ari depressed Zuva nezuro akati akamirira guvhu kudonha zvinhu zvacho zvakawoma mumigwagwa yefacebook .Hunzai ma V11 acho ka mu prove Tyra wrong dhololo basa kungotaura kwamusina kuswera Tyra tomuda ekedero manzwaMwari makaita basa makapa madam mwana taizviziva kuti haasi waNgoni finally now we
Zuva akapera kare zvake full stop Hana nyaya as for babahadzi iyo ayina nyaya As for me zvangu Tyra to the world ndomuda zvekudaro , Makati akaromba nechibereko ,Makati nhumbu Hana isilicone ,nhasi mwana akahura saka penyu ndepapi dzikamai madamboss akazodva nedenga uyoTaura hako Tyra ane ma v11 aanawo ngaaburitse ko vanogarireiko nenyaya dzevanhu buritsai kah ma vedio acho toona zvodaraka izvo
Tatelicious otaura Zvinotyisa Zvinoshamisa never lie to you. Pana Pokello na ED JNR makazowona mega wani🤣🤣🤣🤣🤣🤣 I have ALL THE SECRETS OF ZIMBABWE #HOMWE_iHOMWE👏👏👏👏Veduweee Ka KO new mwana waMadam Boss ndewa Kembo Mohadhi 🤣🤣🤣🤣 Veduweeee today is today ndobvaruka HANGU 🤣
Madam Boss pray ndaona kuchema kwevanhu vakawanda nyika yese, life yenyu imboisai kuna Mwari not kuvanhu ndaona nyadziso pamberi pehuso wenyu kana zvichiita tsvagai security pamba penyu inokuchengetai manheruI decree and declare Psalms 91 and 23 pamsoro pako Tyra nevana never vaunogara navo nemurume wako..God brought u this far ..He will protect you always ..AmenMwari akapa nyadziso kuvavengi vavo,is the same God who will fight her battles...May Psalms 91 be your Portion Madam BosssI remember a certain lady akapa Felly warning amurotera vanhu vakamshora,asi pakazosungwa Fely makatanga kut hope dzaive dzechokMakati hee Tyra akadya chibereko haachaiti mwana akanamata Mwari vakamurangarira. Saka the same God akanzwa kuchema kwaTyra is the same God achamurwira pahondo dzose. Vana satan torai h
Let me teach you all something about this bariatric surgery, after surgery you lose up to 60% of your heaviest weight within a year (thats when you see ppl as sick or ill),then your body starts adjusting and if you go back to your grazing habits you will put on some weight. But slim chances are you will go back to your old self bcz your stomach size will be the size of a tennis ball after its been stretched.(i have had this surgery its only 5 months )and i have lost 20kgs still counting from 99 down to 79 today still going downShe needs to stop carbs ne hwahwa completely kuti asasimbe futi. Food inofuriraShortcuts of weight loss journey ndozvaanoita...... She is suppose to make it a lifestyle of fitness otherwise she will bounce back again...Regaining a bit of weight is normal because your
Avawo mwana aitwawo brand ambassador we 9 months later yaDzabu. Hameno kuti varikuita vana vema celebrities vese ma brand ambassador here or Dzabu anoita for girls Nael wa Enzo oita for boys.Vagona vachooser waEnzo mukomana, Holy Ten ane drama. Anosvota.
Woenda mhiri sa socialite or celebrity wopedzesera wakugara mudzimba dzevanhu ziva kuti ma1 . 3months mumba meumwe mukadzi ma1Totally agree!!! Ini even 2 days chaidzo ndinenge ndakusanzwa zvakanakaKunyanya hushamwari hwacho huri hwepa fesibhuku hamugariki mumba imomoDon't ever overstay your welcome hazvizoperi musheBut on a serious note murikugwabvurwa nei vanhu? The host and hostess are not complaining, why don't u mind your own business.
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😃😃😃😂😂😂😂😂😂hanzi Ravhunesi ndiani and yet you are addressing me mbwaaaaaaa. Wotonzwa chichembere chakakupfuura kuchembera chichikuti chembere wotovheukawo kutsvaga . Wapindura uchida usingade 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂Hooo 🤔so iwewe Melly it's ok tell people to back of because of age but iwewe kuudzwa hauzvide🤣 🤣🤣 kakawanda vanhu vachikuti mbuya ibvai pano munodzodzisei vana asi uchipopota nhasi ndiwe waakuudza vamwe kuty waamumhu mukuru 🤣🤣🤣 interestingLike it or not Sis Melly has a point vanga vakazvuminyararira mukavatanga oksalayo I do love you both but these kind of digs are so unnecessary 🙄Melly you telling the truth,loveness,Ketty are being toxic nowadays n n
Reintroducing Joice Mada Takaidza amana munhu ngaapiwe maruva ake please 🙂 Ndivo shooter vakatora chimuti kuNetball World Cup 2019 kuLiverpool ava. Mashooter ose emateam acho manyama akagadzikwa mudish neuyu pakushooter! Right now chimuti chekugohwesa kuNetball chirimuZimbabwe because of 'mother Africa ' ava...Joice imboma kana mazogara🙅 Uzvipamhe futi this year Takaidza. Shooter manyama 💯💯💯 Famba Joice Famba💪 #NWC2023 #fambaJoiceFamba #theGems 🇿🇼🇿🇼🇿🇼ano shooter bt wen they played for world cup qualifier haana kutamba zvekudaro akamakwaa haana bhora raanotamba aisambo buda kana hope she will do better…l dnt know if its the issue of age or she was being frustrated by the GKsI like what she does when she misses a shot She t