Sunday, July 27

General News

November 26, 2023

Seh Calaz Voshungurudzika Votuka Hama Dza Souljah Love Vanongoda Pane Mari Chete 3 Years Vasingagadzire Guva Rake Ndatombovabvunza Vakati Hsusi Wemhuri

Sauro paaimba nezve Hama dzake maitikudhakwa here , now Tarisai Ava makore mangani mukoma afa? Kunhamo kwaiva nehama dzake dzakawanda Dzakauya kuzomuchema,ndakatoona kuine vanhu veChikuru,vaitogara kuhigh table but nanhasi vakangosiya             zvakadaro,chikonzero ndivo vanoziva,ndakatombovabvunza panhamo ndikanzi tiri kuziva zvatiri kuita iwewe Ndiwe ani unotibvunza zveku mhuri kwedu ,tokuramwira mufi uyu usare woviga iwewe uda kuzviita unoziva,though ndakataura nema emotions because ndaifunga Sauro haana Hama ,ivo hasha dzavakaita           pakundidavira zvakandiratidzaa zvakawanda and everthing is making sense now ,kuisa Dombo remunhu hakusi kuputa mbanje mese,kuimba mese kana kunwa doro nek

November 26, 2023

Zvakaoma Hazvo Baba Vakapera Ne2days Vekuwandira Kuchikafu Vopedza Bucket Remango Zvashamisa Vakawanda

Vakamboita celebrity zve 1day😂😂😂anoiwanep mari yekudya zvese zvozvo nekuoma kwezim apa hashande anosweea achidhonza matrain mahara             Patakaona vodikitira pa live vapihwa ma 2kg acho vakatadza kusvika kana pa half ma sports akabva apera😂🤣

November 26, 2023

Zimbabweans Ojamuka Zvinonyadzisa Izvi Vana Vanodzidzei Vachiona Mama Vee Mhosva Admire Vanhu Rume Vachiita Sevakadzi

This is disturbing.Saka matoshinga kuti vanhurume ava 2 vauye kumafunctions evana venyu dressed like this honestly what message are you sending           kuvana nhai kuti it's ok kuswera vachipfeka hembe dzechikadzi why cant they just act sevarume as they were born           Mukutokurudzira hungochani i wonder munonzwa sei kamwana kako kamukomana kakufamba kakapfeka madress.           Mama Vee kuita sei unonzi Admire iwe pasi newe stop spreading hungochani muvana medu its better to go kuma Adult function nezvimadress zvenyu izvozvo

November 26, 2023

Zvashamisa Vakawanda Tocky Vibes Onyengwa Na Tatelicious Wakafita Kungona Kukwira Ndinotobonyora Newe Yaa

Happy birthday In advance KING #TOCKY_VIBES ❤️❤️❤️   Ndaimbonyara hangu kutaura zviri mumoyo but ndati gore risati rapera regai ndidure zviri pamoyo .           Sometimes I imagine uchindirova dhogi staira ndakafuramira ndakatarisa ku Hopely😂😂😂         Wakafita kugona kukwira tooooo bad ,especially makomba edu mahure ashama kunge mbira dzinoridzwa kumabira , I really feeeel like chombo chako chakafita kuzadza beche rangu ❤️❤️❤️🔥🔥🔥           Ndati ndidure musi we birthday rako kudai kuti ,ndine ZIKU KIRASHI❤️❤️❤️❤️   Enjoy your special day #TOKKY_MANYAMA🔥🔥🔥     &nbs

November 26, 2023

Sviden Haasi Kufara Olinda Unotengera Mazepe Madtars Nekuti Anotuka Vanhu Vasina Drama Hamutovade

Mubvunzo uyo pindurai Mbinga dze ma stars pindurai Atadza here mwana kubvunza           Kunotaurwa zvinyadzi munomwaya ma stars meaning ndo language yenyuwo futi iyoyo             Why is he so entitled?? Saka arikusvora vakamutengera zvinhu zvemumba, kumutangira business nekumutengera grocery?? Imari ngani dzaanotumirwa nemafanz ake? Ngasviende kubasa uko!!!!        

November 24, 2023

Mashura Zvashamisa Vakawanda Tatelicious Homwe Yenyika And Nox Guni Vane Hukama Saka Kufanana

Tatelicious Homwe Yenyika and Nox Guni muimbi Vane Hukama Zvashamisa Vakawanda Hazvo Pazvabuda             

November 24, 2023

Sviden Hungochani Hwacho Hunosvika Pakunyadzisa Obuda Akarara Nechikomba Chake Vachibatana Batana Panonaka

Sviden Fans Havasi Kufara Why achida kunyadzisira toda Hunhu not kusweroita chingochani chakapusa        

November 24, 2023

Hazvina Kufadza Vakawanda Mubhanditi Seh Calaz Voti Ketina Ndokuda Zvekuti Especially Paunotuka Vanhu Ndinenge Ndichiseka Mazepe Wakamugonera

Started following Kettie ndichingonzwa dzichituka vanhu ,unoziva ndoo sport yangu ,Pese pandinenge ndiri low ndikaenda uko kwaVanopisa ndoswera ndichiseka.         Although vachitukana nevamwe vandinowirirana navo,inyaya dzavo idzodzo vanopedzerana ,i dont hotspot beef Haa never.,Then recently ndakazomuona ku UK ,unotozoona kuti vanenge vachipengereka kutsvaga Mari ,in person Atoriwo mumwe munhu ,ipapa ndaiona zvichitukirirana           namazepe 😂😂😂kusvika ndaona ma zepe avakuchema nenyaya yeku uk hhahahahahah hanzi dakuzviuraya dakubvarura ma paper angu ese ne passport .Then now ndoona zvakadai ,Mazepe in UK ndobva ndangoti Mwari akanaka ,love inokunda Zvose Murudo        

November 24, 2023

Makunakuna Chaiwo Zvirikudzimba 24 Year old Netsai Ochema Murume Wangu Anorara Akaisa Zamhu Rangu Mumukanwa Husiku Hwese

Hi add as hidey. I'm 24 I got married 2 weeks ago. My hubby has this weird habit yekuda kurara akaisa boob rangu mukanwa like throughout the night.         Nhai is it normal kuita seasina kuyamwa akaguta. Ndikaenda ku loo ndichidzoka oto dzosera. Is that how it goes??Hapana hurombwa apa he has mama issues,anogona akakura               Mai varikure or vakashaya arimudiki haana kuwana rudo rwa amai so basically he sees u as his mom,it might be a good thing kuty he will worship love and respect you like he would his mom but also those issues might come from             being deprived e love he ought to have experienced arimudiki and er naturally

November 24, 2023

Mashura Tete Vasisi Mecky Vofumura Aiwa Uyu Ane Hutsinye Akazadza Mhosva Mama Vee Mazepe Nevamwe Hobho Vakawanda Chirwere

Mhosva Tv naMazepe Chishambwe nekungwara kwese ikoko makadya sei pakaora.Mecky iguva kubva kare atoomutende reGreathope.Akahura kare muBotswana mubhawa remufrancis town rainzi Marothi.           Haasarudze matruck driver kusvika kuvakomana vemajuicy card.Vainzi sis brenda.Anemakuva anodarika 11mubotswana evanhu vaakauraya nechirwere achiramba kunwa mapiritsi.         Coming nepart 2 haasiriwo ega masocialites aakarara nawo ichi chebotsvana chichauraya vanhu hobho. Jandukwa naMatigimu ndirikuuya nev11 renyu rekukweshana zviweti.         Tytie na Mecky ndodzoka here🤔Mecky kana wakanditarisa kureva wakazadza vese Mama Vee naMR Mazepe Chishambwe chirwere.Uhhh unehutsinye Mecky

291 292 293 294 295