Monday, June 09

General News

July 15, 2023

Tete Mildred Voudza Joy Kupfeka Matracksuit Hakuzi Kuchena Mbavha Yema Stands Iwewe Dress Like A Lady

Zvino akapfeka zvamoda huchiri hupenyu hwake here??? Ngafeke zvaadaAkatadza ndeakavasekerera kubva pekutanga vakutoona kunge Facebook ndeyavo nxaaaaa nechando ichi munhu onzi pfeka dress kkkkkkkk zvakaoma rimwe godo richauraya varidzi varoMbuya ye pakona iyi yava kutopenga akaita zvamunoda imi life inenge ichiri yake here pfeka zvaunoda joey munopenga mbuya imiThis magogo is losing it, you have failed in life, 3 decades in UK and you have only 1 incomplete house....panoTaurwa nezva Joey Nyikadzino nyararai kuti hlooo, you are not on the same tax bracket. Murizera rake what did you do with your time musatinyaudze, Inga wani muridzi weLake City came with all the paper work. Muchastroker mukada kucompete nevana vadiki, varikuchImhanyaa

July 15, 2023

Vakawanda Murimo Mubarika Pokello And Emerson Junior Hais Private Relationship Yavo Yrkuti Mutotiitira Noise Kuenda Kuclub Kunevanhu

Ko inga couple iyi Poki and Jnr haisi private. Mu club makazara vanhu ka umu. Vanhu vakakwana vane brain who mind their own business. These 2 have been together for years and seen in public imi maghost kungoona mupikicha 1 makutoita kunge ana Mwari judging. For your information barika is tradition in Zimbabwe and its allowed and harina class.MuZim mune mabarika hobho saka chashamisa pana jnr wacho chii kuti aite barika. Mukadzi 1st wife wa Jnr ndewe huperfect respectable wife achichengeta vana kumba. Poki ndewe having fun clubbing spending cash . She is a trophy wife so what.Vakawanda Varimo mumabarika umu ๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚ Kusangozivana or kuziva mainini... Vamwe makagarira vana neProperty Vamwe hamuna kwekuenda mukasiyana nevarume vamunavo mudzimba๐Ÿ˜œ๐Ÿ˜œ๐Ÿ˜œ

July 15, 2023

Wicknel Chivhayo Otendwa Ne Zimbabwe Yese Waita Watiburitsira Juicy Rapokello And Emerson Wicknel Kutorwadziwa Cozy Aidyawo

Madzibaba Wicknel Vatoita Maone Pokello she is the one who sent someone to leak these photos akarwadziwa nephoto yemukadzi uyu iyo . Akati let me trend tooAsi Poky sha huya umbotiudzawo kuti unohurirepi zvokwadi kwaunowanikwa nembinga dzakadai?.๐Ÿ˜ญTapfidza veduwe kuno..Kungosangana neivava vekungobvunza kuti zviri sei zvinhu zvangu.Kutengerwa nandos chaiyo munhu anoita mwedzi achibvunza kuti yaive sei nandos iya apa kaiva kaquater chicken iiiii taneta plz๐Ÿ˜ญ๐Ÿ˜ญZvine ropa kudhota wakamirirwa izvi...kungoenda kusleepover ukanzwa atanga kuti Chihera bbe ibva waziva kuti Mr Pemhayi vakutotanga kupemha zvavo๐Ÿ˜•

July 15, 2023

Leah Mukadzi Wa Emerson Junior Oti Pokello Achangoita Side Chick Ini Haandikwanise Yaa Maiguru Moto Pasi Nemhandu Dzinotora Varume Vevanhu

Uyo havamukwanise Leah,poki achangoita side chick until asiiwa na Ed junior otsvga imwe small house sezvaadyaira,leah is there to stayPokello mai vake vanoshandisa mushonga maiguru mungwarire henyu mai vake vakaendesa first wife ya chombo vakasara varivo varipa murume .Dai mishonga yaishanda dai tese vakadzi tigere nevatinoda

July 15, 2023

Bosslady Chichi Oudza Natalie Range Rover Sport Inotenga Mavella 2 So Dzikama Ini Murume Wangu Ndiye Atenga Not Zvikwereti Or Wemunhu

The Sport is expensive wee and it's a bigger machine with more powerful engine and more capable off road model. Velar kungonaka but u can't compare it neSportKkkk asi iye chematama uyu murume wake anoshanda ku carsale here mota dzacho dzisingapere kunzi ndatengerwa . Rega zvinzi ndedzeku hire sure pressure yacho ma1If i was chie i would buy another expensive brand not rangerover just kuwachisa and prove kuti i am not in competitionImwe yakatengwa cash imwe chikwereti argh zvinhu zvachona,,,in less than 3 months unomuona asisina akungoshandisa white bmw unobva washaya kuti mamwe mazimota anenge aenda kupi??Apa Chiedza abhaiza chaiko, kutadza ksna to cover up kuti akarwadziwa ne Range Rover yaNatalie. Uuum,uku ndokunonzi kuroya chaiko. Range yakamurwadza. She is so childish๐Ÿ™„

July 15, 2023

Tete Mildred Zvaikozvino Ndivo Varikurira Muma Streets Havana Ruzha But Facts

Ndovane chimuti so far, pore pore havo, smart tete mumba clean ivo vari clean, tete vejustice yemastands๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿคฃ๐Ÿคฃhanzi mudhoto waJoey ndiwakaparadza imba yaFelyJoey anotoroya kabisira tete vane kachokwadiiThis magogo is losing it, you have failed in life, 3 decades in UK and you have only 1 incomplete house....panoTaurwa nezva Joey Nyikadzino nyararai kuti hlooo, you are not on the same tax bracket. Murizera rake what did you do with your time musatinyaudze, Inga wani muridzi weLake City came with all the paper work. Muchastroker mukada kucompete nevana vadiki, varikuchImhanyaa

July 15, 2023

Zimbabwean Women Letter To Pokello Unongouya Konoganzira Vanhu Hsuna Kana One Wawakambo Empower Saka Haudike Zvako

A letter to Pokello Pokello Why? Wakandirwadza iwewe sechironda  With how intelligent you come across, how influential you were ndiye bhogo bhogo bwaaa pana Emer Juju munhu ane mukazi wake.  Shuwa kozvikanda paBarika Pokello nezvauri , kwaiva kuchiva Mari here? Waitaza kuita mari yako woga here musikana. We expected a lot from you Pokello, a line of shops across Africa maybe 2 in SA , beauty parlours , 2 or 3 schools of beauty but zvose mudondo nekuda D** nemari. Girl you’d make your own money mhaniwe kani. Hona ChiOlinda, tochiwanzira but chiya chakagadzira muchina wacho wemari, hachide kuzvikandira pamurume for financial stability , chine brain chi musikana. Hona Chi Zari paSA apo chine maCollege chakamhanya nawo kusvika chane mari and hongu akawanawo varume v

July 15, 2023

Scot Kupa Zanupf Opa Floyd May 1million Usd For Jet Fuel And Showing Up Pa Event Yet Mabvuku Yakaora Zvakaoma Hazvo Zve Zimbabwe

Matuzvi chaiwo ukaona matamburiro evanhu vekumabvuku unorwadziwa.dzingori mbavha chete idzo they dont care about peopleKukundwa na Ginimbi akagadzira road yaienda kumba kwakeZvakaoma hazvo, kudarikwa na sadio mane a footballer wo zvake who is developing his community. yet ava vari kumora mari yenyika kupa havo vanayo kare for nothing . umm haa zim inorwadza veduwe. it pains to have accountants, teachers and nurses kuti varikuenda kunobata dhodhi paEngland yet mari munyika iri kushandiswa soo.Kuita seuchtadza kudya nuetella nedovi nekuda kwekubata dhodhi pahingirandi. cry my beloved kawuntryPlease ndokumbiravo kubvunza ,road inoenda kumabvuku yakagadzirwa zvakanaka here because mukuru wenyu Scott akapa Mayweather US$ 1 million (Scott ndiye mutungamiriri wekuMabvuku๐ŸŽค๐ŸŽคKo iye Scott wacho

July 15, 2023

Zimbabweans Oti Varume Vazhinji Vanongodya Marutsi A Stunner Nevana Va President Chaivo Even Deon Akatorwa Nemwana WaEd Yaa

Good morning Stunner..Ndirikumboona hangu sekisi tepi yako iya nasisi Poki. ED Jnr aitibonyorawo nayo ndosaka akatozovaroora sisi.Aiwa vanokoira zvavo sisi vachoHandzi ndo yaarikuitira Ed junior women in top onotamba nekuda gucci musana onotofanira kuita basa

July 13, 2023

Mai Tapiwa Makore Vochema Voti Hurumende Makutouraya Mhondi Idzi Dzisina Kutiudza Kune Musoro Wemwana Wangu Here Ngavataure First Vouraiwa

Nhai shuwa kuda kufa vasati vataura kune musoro wemwana iii zvivindi zvacho zvotoda discipline yakasimba aaaMhondi idzo ndopaunoona kuti vane moyo dombo zveshuwa. Nanhasi kana kuda kutaura pane musoro wemwana shuwa ? Ko kuchingotaura nhai veduwe ? ๐Ÿ™†Pamusoro apa, kuviga musoro ini kuri kundibanda pamoyo chaiko. Kuramba nemusoro wemwana veduwe ๐Ÿ’”Nyaya inondipa shungu iyi ndohwa kuzarirwa neshungu and inondikanganisa zvekuti , ndakatohakira. Kusvika pakutofa munhu achiramba kubuditsa musoro waTapiwa ko kana vakabika ngavataure ka nhaimi. Zvakaoma veduwe, mhondi dzarwadzisa idzi .speed manyama yarohwa nemukadzi wa Tapiwa Makore snr yoo Tilder amboda kuteera azvitadza kkk asi na Thanks vachafumurana chete

294 295 296 297 298