Dorine Masomera akuita malive papage yaNox iwewewo Nox ziva vanhu vekutamba navo aava vanhu vanemhepo ava havaote vanhu dzidzai kusatamba nemhuri iyi havasi vanhu vana vekwamasomera uye Nox unienda naDorine kumashows kweiko munhu asingageze uyu amonhuwa chakwindi anonhwa Godiva anonhura shuree washaya vanhu vekufamba navo here
Ini hangu ndakambotanga ndichifarira ma song ake but yhoo anofinha ameno ameno Mwari ngavandibatsire handichagona kumuteereraYooooo ini hangu music yake ndakaitadza... Every song sounds the same.... Let me stick to my old musicians uyu ndakamutadzaIni hangu I dn hate her or something but Voice rake rine kakuzhangandira Soo
Dai tyra ariye akaenda kujere hanakidzi mkadzi uyu feli ano locker mastreets nema scandal anofaisa zvinhu ngundu anongoda kunzi ndewe classy haiwawo toda vanhu vakachangamuka uko kuswero tiradza iro dumbu everyday dai feli aripo kutaura kuno angadai akavhura hombe tichispakwa muma streets umuTyra ahaendi kujeri nekut ahasi mbavha,,, imi munonakidzwa nehumbavha hwamai venyu hwazosvika pakuvapinza mujeri muchivapembedza moti ndokunakidza ikokoDai kufunga kwebenzi unotevererei munhu asingakunakidzi miriraka musungwa adzoke wombobva pa FB pacho than kutinyangadza APa uchinotora zvaanenge aposter futi
She is using felistus to gain followers and cat family doesn't see itKana vanhu vozoti mai maketeni vanoda following moti vanonyeba Everytime vanototi vaposte zvinezita RaMai Titi nezvisina basa mukadzi mukuruBut evn vakada mafollowers Mai maketeni vanomira naFely pazvinenge zvakaoma Fely zvichiri zvakamuomera kare aive namai maketeni apa Fely shamwari dzamupandukira Mai maketeni vanaye vanhu ngavasaone pariwrong cheteHaiwa wo, mune mari dzacho here dzekutracker ghost.... She's trying to win ma followers amai tt ese auye kwaari. Uyo manje handimuwoni mushe
Ndeipi simbi inorema pakushaura apa๐๐Charamba murume and Shingisai the best mai Charamba vakangohakirawo kumurumeMai charamba is always the best but vanorasiswa ne ma backing vocalists avo ukowo Shingisai anokundwa hake but her backing vocalists vanogona which makes her songs better than ma songs amai CharambaI don’t understand why u comparing them. They are both very good singers vanogona vese ko addiction ne subtraction zvakubva kupiI don’t understand why u comparing them. They are both very good singers
Ladies would you stay pabarika uchinyatsoziva kuti hubby arikwa maiguru or kwamainini achirova nyoro straight from the underwear? ๐๐๐๐๐๐๐๐๐๐I préfère staying pa barika than multiple women va ndisingaziviFor money yes as the last wife - achisvotwa kikiki. Barika ragara ririko direct or indrectly. Very few man vane integrity.
Fame is slowly getting into her head. Vakasangwara vachapedzisira vakutuka zvinyadzi.Tinashe dai vaipawo mai tt mari vasina kusungwa hutsinye hwahwa kaita nana ketsvina nana ma siriri Mwari vakupei mazuva akawanda panyika murambe muchiita ma live panoMa G50 facebook dzangova nharo dai vaita zvekukurudzira vana kuvaka to stop drugs bt unotoona vanoda tunyaya twemakuhwa umwe achastroker cheteTete Venyika makatadza mega kuraira mwana we hanzvadzi yenyu murume haatanangirwe nhova makuda abhadhare zvikwembi zvipi futi siyanai nemuramu imi anofanirwa kubhadhara ndimi na Rose ndimi varidzi itoitai fast before release maiganza muchikuza ndirini mbuya Murata vanhu imi moda kukupirwa weti kumeso chaiko, Rachel nababa truck rambai makadzvanya alongside ma rounds
Dai vato hacker zvese ne FB mambuya aya taneta nawoRakandibloka hire iri Saka ramama apa ndaimira naro sei kublokwa kuti ndamuti usachema babaGuti celebrate vanga vakura nxaaa zi bhishuVese varikuti zvinei nesu tikwanisei anyora pawall penyu hre or ndimi munonotora zvinhu ikoko
Vakadzi Vezimbabwe vochema President Munangagwa Todi varume Vapera Kuita Ngochani Btr tigare tirisinguru chero dei vairoora hapana chaibuda mumba machoKo uyu ari mu uniform arikutoenda ku church here or I skit ko y vechurch kutendera joke rakadaro pa uniform
Joey Malume kuCHIKURUBHI!!!!!!!!!!!!The lawyer and investigator are back with full information after those audios. Mrs Dumfard said the stands are not yet on sale because they are still waiting for approval same with the City Lake stands. They all need to wait for approval before they can start Selling. SMC, Joey’s women company has no agreement with Dumfard as stated by some people. Those People giving SMC their money is at their own risk because there are no stands for sale at the moment. I think it’s time to get your money back from SMC because currently there are no stands for sale and it’s going to be long before the approval for sale. You can send your own lawyers to investigate if you doubt this.Joey Tanae Countries kana wakazviita uchishandisa mari dzevanhu var