*She's beautiful *No drama *Very intellectual *Lawyer *Politician Cant wait for the New Zimbabwe ,she will be the voice speaking on behalf of the nation ...Fadzai mahere😘Zimbabweans its time to change the pple managing our country........imagine with this kind of pple managing the state of our nation.
Butterphly anombopfeka seiko mkadzi uyuNdimo mumba maRock here, munhu akaita mbiri kare uyo, munhu akakwira ndege kakawandisa asi anogara kamba kenzara nzara kudaroMadziro manyama TV stand manyama Sofa manyama Cables manyama .... amire nerongo!Zvabutterfly timboisa paside ndimo mumba mapatati papati hr umo
Makadiiwo vehama,, mwana uyo anonzi Courage Mhaka,,mwana waTrust Mhaka naFaith,,anoti baba namai vakasiyana,,,ane makore 11,,kana pane hama yake torai mwana pliz arikugunduruka uye anzwa nechandoI always wonder kuti vamwe vabereki vanotodya richidzika here vasingazive kune mwana. Esp vana amai nekurwadza kunoita nhumbu kuye wongo furatira hereVamwe vabereki denga hamupinde chokwadi. Kana muriko muchidya uchikanganwa mwana wawakazvara ummm
Shadhaya akangwadza varume vakawanda vana vava kuchema chema 🤣🤣🤣 keep going mr learn or perish🤣Uchimboitireyi dependent remurume or boyfriend. Rukwa nemari yako mhani. Have dignity in taking care of yourself. Zvino ma expectations enyu aya motogerwa bvudzi nebhodhoro kana nebanga
Ketty Masomera siyana na tallyn ugeze wewe waitinhuhwidza weti jozi yese gongomutoto ziva zvedhungetunge pamawigi ako upe mbuya masiriri sezvo vari zim care plz siyai tallyn next time uchamamisika
Mopower ane face yemurume chaiye🤣🤣Pedzisa 🤣🤣🤣 ko achaiwanepi shampoo yekugeza zvinhu zvakareba kudaroMama havapo aakunyatsoita murume manje. Kwete zvake zvekuda kuita mukadzi achichengetwa.Zvirechi zvema harahara zvese zvikupra izvi🤣🤣🤣
Lullu Edwards nhai zvako ka mutac tic kemhuno dear ndachembere ndinoda kufemaBata mhuno dear ingoti tamuka mamukawo teteZvine nharo pakubata mhuno paye mumwe achazvisafoketaVese vakangofanana ,the more fans get in their dirty corner the more they become bully
Kurota mumwe munhu achinditi yes Tete Mildred ini ndikati ndeipi .zvikanzi ko musoja wenyu arikupi ndione nda Mai Nandi ini aaa ndobva ndamudira clove kumeso kudai ini ndiye pepu.Tete Midhu yu are slowly becoming ka drama Kwini, muri ku Master chigame che Facebook manje manje munenge makutonzi "Clove Family" matova nezvima Bridesmaids zvenyu.
Ketty is slowly becoming another mai tt, at one point mai tt vaityisa pafacebook vachitira munhu wese live bullying everyone thats how it startsShe did not start it now but kudara echituka munhu worse who was against mbavha yenyika
July is always a bad month for Nokusi, last year he trended for the wrong reasons azadzana njovhera naTarini.. Gore rino hoyo apindana nedzimwe 🙄🙄 Mamwe mamhepo emari dzemaring ezvitunha zvaibirwa naTarini iwe uchidyawo.. Rewururai mupone naamu ex vako NokuMuudzei asa pinda mundege back to zim that will be the last ever time he will see uk