Hamawe kana unemwoyo nyora kuti Get well soon Dorcas Moyo arwara. Abatwa necancer. A post state Dorcas Moyo in critical condition Cancer izita , pane zita riripamusoro pemazita ose Zita ra Jesu, zvirwere zvese zvinodedera kuzita ra Jesu. Iwe cancer uri spirit une nzeve , Unonzwa , we command you to come out of her body right now in Jesus might name, the name which is above every name . We speak Luke 1 vs 37 to your body now . Be healed now, be delivered now . By his stripes we are healed./Dorcas Moyo is a well-known Zimbabwean gospel musician.
Reply iyo from amai jilimbaVangagotii vachienda kunoona movie nhasi vanozonyatsodzingwa zveeTukukuziyayi kutsvaga Kuda kunzi paporongwa chete isu Mira hatibhabhadzire paatadza totaura paagona totaura ...apa akagona hakeIni ndoona kunge zvakangoitika fast. Clip iya inoita kunge vakasaidzirwa, asi sevanhu vanozivana ndoona kunge vakatoudzwa mukunzwanana kwavo. Asi dei aive munhu wekuti haawanzotaura navo ndaizoti vakasaidzirwa. Asi mai jilimba mufaro wange wakanyanyisa kani vashaya vobata papi ???Mai tt hake she wouldn't do that ane moyo wakanaka izvozvi ndaka unblokwer??But manakuririro avakaitwa wasn't polite though, aifanirwa kutaura nawo in a good way
Haaa Bruno, usadaro mopa munhu zvinhu muchida kutendwa??.. #trendingpost Murume wakanyanyo tamba nevakadzi pfungwa dzobuda munzira?Why give kana une expectation to the extent yekuti if that expectation isn't met u get frustrated and angry kusvika kutuka munhu bless without expecting anything in return Kusatenda munhu akupa something zvine kaelement kaya kekuti handina kumbokumanikidza kuti undipe lol but apa Bruno aifanirwa kutaurirana navo kuinbox.
Scenes from Chitungwiza this morning: Serious transport crisis as commuters struggle to get into town. Private cars are cashing in, charging US$2 per trip, while kombis are very few and failing to meet demand. Long queues and stranded passengers can be seen at most bus stops. Chitown inemunyamawo iyiNyika ndeyekumama iyi hakuna mabasa regai vemakombi vashande nesuwo tiwane zvifambiso nharo kiringindi busy kusunga kombi but maroads anoda kugadzirwa uko zvipatara mishonga hakuna asi kusunga baba veimwe mhuri yakatomirira kuti baba vaenda kubasa Ko Mwari muripiko zvichidai
Sad. Speed recovery kune vose vakuvaraMunhu kana aita accident munobvisa watch zvese ne bhutsu ... pavaisa ma bandages vakuisa ma watch ayo ..Fatal Road Traffic Accident Shocks Harare Community Harare, Zimbabwe - A horrific road traffic accident at the intersection of Airport Road and St Patrick's Road in Harare has resulted in multiple fatalities and serious injuries, prompting renewed calls for increased road safety measures. While local news reported a crash at "Airport road and St Patricks," official police statements confirm a devastating incidentt Airport Road and St Patrick's Road. According to reports from
Mai Jilimbi vadzingwa namai titi sembwa ???neku supporter kunoita Mai vaye kuvanyadzisa kudaro ? vasina kuona video ndauya naro vanga vachidawo mhikicha NE matrix??But pa fair guys Mai ginimbi vanga vachida kunodi apo because mai titi was still busy with visitors taking pictures ko ivo vanga vakunoitei ikoko kumberi?vanonyanya kunge vakaiswa mabattery akapreswa on??Ndabva ndafunga imwe video yakatenderera pano mazuva apfuura ayo yevasikana vaTrevor vaya Ko ivo vanga vachiendepi nhaimi vasina kudamwa Pakadai unongozosara nyama chete mweya usisipo panzvimbo watungamira kumba???Ini ukauya pamberi pangu ndichitorwa pic ndotokudzinga.. Mirira ndipedze yandikuita wozokumbiraLost In Ashes at A
VP Chiwenga’s Face-to-Face Confrontation with President Mnangagwa ? • Date: Shortly before last week’s Wed Politburo meeting. • Location: State House, then later ZANU PF Headquarters. • Key players: VP Constantino Chiwenga, President Emmerson Mnangagwa, business figures (Nguwaya, Sakupwanya, Tagwirei, Chivayo), ministers (Matuke, Shava), and Obert Mpofu. ? The Confrontation at State House • Chiwenga raises alarm: • “Can you explain what is happening with these gluttons — the Zviganandas?” • Accuses four businessmen of looting: • Delish Nguwaya (Pomona Dumpsite) • Scott Sakupwanya • Kuda Tagwirei
An accident just happened along King George in Avondale. Drive safely!? accident has occurred on King George Road in the Avondale area, according to a recent social media post from zrp" Details about the incident are limited, but a photograph shared online shows a white Toyota Hilux and a white Nissan X-Trail that appear to have been involved in a rear-end collision. The image, posted on Facebook, shows the two vehicles stationary on the side of the road. The front of the Nissan X-Trail is in contact with the rear bumper of the Toyota Hilux. includes a cautionary note to "Drive safely!" The cause of the accident and whether there were any injuries
Unit L tarasikirwa na Rosemary Vinyu aadhumwa nemota paL bus stop achienda kubasaMay your soul rest in peace ? ? gone to soon youngerUnit L tarasikirwa na Rosemary Vinyu aadhumwa nemota paL bus stop achienda kubasaMay your soul rest in peace ? ? gone to soon younger
On 23/09/25, Police in Harare arrested Elijah Meskano (43) at R.G. Mugabe International Airport in connection with a case of fraud. The suspect allegedly orchestrated a fraudulent transfer of ownership for a property valued at USD 580 000.00 located at Gletwin, Harare. The offence came to light when the rightful owner received Harare City Council’s bills bearing the names of the suspect and his wife.