Zvasurirana fanai kutenga data please takamirira Ketina kuti amuke. Can Rose hadzi na ketile stay clearance zvakove kuti hauchada kutamba neni zvamajaira kundiitisa iwe na Kamuchacha unofirawo kujeri re Ukeyi. Unorova Koteni yako pamberi pevana vako. Ukaramba uchibaya live batani ndiri kuuya nema audio zvose zvaKamuchacha zvawaitaura ndinazvo. Unotorerwa vana kana usingandizive stay clearence hapana kana zuva rawaka tenga ma wig angu nhasi wakuti heee hauchada chii chii. Sunday ndiri kuita live yako uri hipokiti iwe Rose . STAY CLEARANCE HAURAMBEKUTAMBA NENI ZVEKUDARO CAZ ROSE.
Olinda ari busy na stunner uyoI think marriage inoda munhu asina pride even kana uine mari don't take your husband as he is nothing and to my sister Olinda she must swallow her pride if you love your man chero ukamusiya Tytan wacho as long uine pride yekuti ndine mari no one will stay with you Saka ngaagare hake ega zvanetsa 🙄🙄🤣Rudo izita remunhu marriage is a blessing from God kana Mwari vakati ndepako Hakuna kana chinoparadzanisa vanhu anyway enjoy your life Rich aunty
Marriage is a scam I swear. Mai tt na olinda vakaita michato yaidhura zvinotyisa Apa it's last year chaiyo But dzose ended in tears Ummm No commentKeeping it real olinda married tytan for wrong reason kusvotesa maex tho aiona mared flags she choose to ignore them evryone warned her tytan anoda kudya Mari yako and kuti ibhishu ,mai tt married tinashe kusvotesa ex shepy nekuda kunzi achata nevanhu pafacebook mai tt akaona mared flags almost evryone pano akanyengwa natin tin but she choose to ignore they Cary on zvino ooo..veduwe pressure pressure pressureI think marriage inoda munhu asina pride even kana uine mari don't take your husband as he is nothing and to my sister Olinda she must swallow her pride if you love your man chero ukamusiya Tytan wacho as l
I agree with Shadhaya......Olinda kubvira zvaachekwa nyama akuona kunge Tytan haisi type yakeOlinda does these things to spite Tytan all the time odeleter hake post or deactivate account.. Attention Seeker chaiyo Tytan odzokazve oti I love my wife bla bla zvinhu zvacho Pane zvinenge zvichiitika kuseri uko but Nkomo ane mapaper here or ndozvanenge achinyengerera and OC plays this card always with intentions to show who is the King in this relationship.. It’s sad asi vachadzokerana vochatazveAsi zvekti vanhu muchinetsana munoisireiko pasocial media munotadza kugadzirisana kuseri here kna kunyarara ,ndosaka ndichida Madam boss ane hunhu haunze zvemarriage yake pasocial media
Makadii mhuri yeZimbabwe..kana pane anoziva mukomana uyu anonzi Tavengwa Midzi Mujoko akashaya kuno kuPolokwane South Africa.. Akafira mumvura akazowanikwa after 6days .Saka Ari kuMortuary .. hama dzake hadzisi kuwanika.. plz helpDambudziko maraster akadai aya zvizhinji zvavarikubata zvisakarurama muno musouth Africa anyway ripHaana kupondwa here akakandwa mumvura veduwee chinyika Chino chapedza vana veZimbabweMaybe vakamuposera mumvura killed him so that you can have a wrong information yekuti afira mumvura
Zvekuti akaba akazovedzera magaro and so forth haaa zvatozviroto mukadzi uyu akabva Kure veduweTese takabva kure just that our lives are not displayed on social media. This is nothing compared to some of us here. Just that uyu akazoda fast soft life apa mumusoro hamuna chiro apa usimbe.....Imi asi munofunga kuti akuna vanhu hobho who have been through a lot. Ngaafe uyu vanhu vazorore mbavha inoba because of zemo rembga pahwahwa. Get away. Ngazvife sevarikufa mazuvano avaMunhu anotangira pasi achisimuka,,, ava vanotanga ne kusimuka kuromba,,,, there's nothing wrong abt 2017 aitobaka by that tymPachembere yakabika mabwe iya mukati hatina kunyeperwa here namuchembere anenge akabika nyama akazoisa matombo mumuto kuti vazukuru vasanetse
Zvara wako nathomas umupe zita rako kuda kupomera mwana hunzenzaIiiiii hazvibude mwana agotanga kunyepamakore ake kuchikoroAhh adanane nevarume vevanhu Mwana akura mweya yezita inoteverekaKo iwewe ingoita wako kaa umupe zita ra madam boss usiyane ne ktaura
Zvikunzi vari kupihwa special treatment kujeri here ava? Mujeri hapana chinonzi special treatment Ma favours emujeri ndeekuendeswa ku canteen kuri kubikwq muriwo usina mafuta Kuiswa pa number 1 parikupakurwa matemba asina mafuta akasangana nemasaga Imwe yema favour ndeekuti unonzi umamire mu jug husiku ukabatwa nemudumbu vamwe vonzi weti chete , SAKA Ndoinganzi Special treatment here iyi?Zviriko kazeni ndaiveko zvangu kuChikurubi uko kujeri kwevakadzi bhoo wena kunotonakidza uko magadhi jeri bhoo vanhu ivavo kuvarume ndokunoti netsei
Kusiyana kwa level rehumbavha, Tallyn anobira zvitunha kubasa kwaanoshanda iriwo team rinobira vapenyu nesocial media .Vaya vanombowanzo zoomer shoka vuyaivo muti zumirevo mapepa ayo tigonevo kuverenga tifamvirane navamweAnoseenza kupi nhy chipoko inga chipoko hachizorore sengozi
Hapana hushamwari masocialites Ketty ndiye common denominator apa Cousin Rose chabvondoka zvese zvakubuda Loveness dzoka nyaya dzanga dzakubuda dzonakidza Kaycee mukonowetsambarufuta arikudya all socialitesWho is this Kaycee, what is the name of his page. Akapinda mumaguru amai Tt ane zvivindi ko even rakadambuka.